RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 Madzimambo

      • Hoshea, mambo weIsraeri (1-4)

      • VaIsraeri vanokundwa (5, 6)

      • VaIsraeri vanotapwa nekuti vakasiya Mwari (7-23)

      • Vekune dzimwe nyika vanounzwa mumaguta eSamariya (24-26)

      • Kunamata kwevaSamariya kwakavhengana (27-41)

2 Madzimambo 17:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” pp. 148-149

2 Madzimambo 17:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 18:9; Isa 10:5, 6; Ho 10:14, 15
  • +2Mad 18:14

2 Madzimambo 17:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 31:1

2 Madzimambo 17:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1988, p. 27

2 Madzimambo 17:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 13:16
  • +Re 26:32, 33; Dhe 4:27; 28:64; 1Mad 14:15
  • +1Mak 5:26
  • +2Mad 18:9-11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” pp. 145, 156

    Shoko raMwari, pp. 47-48

    Nharireyomurindi,

    2/15/1988, p. 27

2 Madzimambo 17:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vakatya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:2
  • +Eks 20:5

2 Madzimambo 17:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, munzvimbo dzese, dzingava dzaigarwa nevanhu vashoma kana vakawanda.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 12:11

2 Madzimambo 17:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:13; Dhe 16:21, 22
  • +Dhe 12:2; Isa 57:5

2 Madzimambo 17:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 20:23

2 Madzimambo 17:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiHebheru rinogona kunge richireva zvakafanana neshoko rinoshandurwa kuti “ndove” uye rinoshandiswa pakuzvidza.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:28-30; 21:25, 26
  • +Eks 20:3-5; Re 26:1; Dhe 4:23

2 Madzimambo 17:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 24:18, 19; 36:15, 16; Jer 25:4
  • +Isa 55:7

2 Madzimambo 17:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mitsipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 1:32; 31:27

2 Madzimambo 17:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:2; 29:12
  • +Ho 4:6
  • +Dhe 32:21; 1Sa 12:21
  • +Pis 115:4-8; Isa 44:9
  • +Dhe 12:30

2 Madzimambo 17:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yesimbi yakanyungudutswa.”

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:28-30
  • +1Mad 14:15; 16:33
  • +Dhe 4:19; Jer 8:2
  • +1Mad 16:30, 31; 22:51, 53; 2Mad 10:21; 23:4, 5

2 Madzimambo 17:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vachizvitengesa kuti vaite.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:1, 3
  • +Dhe 18:10; Mik 5:12

2 Madzimambo 17:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 23:12, 13; Isa 42:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 145

2 Madzimambo 17:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:22; Jer 3:8
  • +Eze 23:4, 11

2 Madzimambo 17:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:20

2 Madzimambo 17:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:28-30

2 Madzimambo 17:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:45, 63; 1Mad 14:16; Ho 1:4; Amo 5:27; Mik 1:6
  • +2Mad 18:11

2 Madzimambo 17:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 19:11, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1988, p. 27

2 Madzimambo 17:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunamata.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:29

2 Madzimambo 17:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chitendero chaMwari.”

2 Madzimambo 17:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanganamata.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 28:18, 19; Jos 16:1; 1Mad 12:28, 29
  • +Joh 4:20-22

2 Madzimambo 17:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanamwari varwo.”

2 Madzimambo 17:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:24

2 Madzimambo 17:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 18:34

2 Madzimambo 17:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:31, 32; 13:33

2 Madzimambo 17:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “sezvaiitwa muzvitendero zvemarudzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:24, 41

2 Madzimambo 17:34

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anotya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:28

2 Madzimambo 17:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:5; 24:7; Dhe 29:1
  • +Eks 20:3-5; 23:24; 34:14; Dhe 5:9

2 Madzimambo 17:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:6
  • +Dhe 6:12, 13

2 Madzimambo 17:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:9

2 Madzimambo 17:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:23

2 Madzimambo 17:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:34

2 Madzimambo 17:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 4:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/1990, pp. 3-4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Madz. 17:12Mad 15:30
2 Madz. 17:32Mad 18:9; Isa 10:5, 6; Ho 10:14, 15
2 Madz. 17:32Mad 18:14
2 Madz. 17:4Isa 31:1
2 Madz. 17:6Ho 13:16
2 Madz. 17:6Re 26:32, 33; Dhe 4:27; 28:64; 1Mad 14:15
2 Madz. 17:61Mak 5:26
2 Madz. 17:62Mad 18:9-11
2 Madz. 17:7Eks 20:2
2 Madz. 17:7Eks 20:5
2 Madz. 17:9Ho 12:11
2 Madz. 17:10Eks 34:13; Dhe 16:21, 22
2 Madz. 17:10Dhe 12:2; Isa 57:5
2 Madz. 17:11Re 20:23
2 Madz. 17:121Mad 12:28-30; 21:25, 26
2 Madz. 17:12Eks 20:3-5; Re 26:1; Dhe 4:23
2 Madz. 17:132Mak 24:18, 19; 36:15, 16; Jer 25:4
2 Madz. 17:13Isa 55:7
2 Madz. 17:14Dhe 1:32; 31:27
2 Madz. 17:15Dhe 5:2; 29:12
2 Madz. 17:15Ho 4:6
2 Madz. 17:15Dhe 32:21; 1Sa 12:21
2 Madz. 17:15Pis 115:4-8; Isa 44:9
2 Madz. 17:15Dhe 12:30
2 Madz. 17:161Mad 12:28-30
2 Madz. 17:161Mad 14:15; 16:33
2 Madz. 17:16Dhe 4:19; Jer 8:2
2 Madz. 17:161Mad 16:30, 31; 22:51, 53; 2Mad 10:21; 23:4, 5
2 Madz. 17:172Mad 16:1, 3
2 Madz. 17:17Dhe 18:10; Mik 5:12
2 Madz. 17:18Jos 23:12, 13; Isa 42:24
2 Madz. 17:191Mad 14:22; Jer 3:8
2 Madz. 17:19Eze 23:4, 11
2 Madz. 17:211Mad 12:20
2 Madz. 17:221Mad 12:28-30
2 Madz. 17:23Dhe 28:45, 63; 1Mad 14:16; Ho 1:4; Amo 5:27; Mik 1:6
2 Madz. 17:232Mad 18:11
2 Madz. 17:242Mad 19:11, 13
2 Madz. 17:25Eks 23:29
2 Madz. 17:28Ge 28:18, 19; Jos 16:1; 1Mad 12:28, 29
2 Madz. 17:28Joh 4:20-22
2 Madz. 17:302Mad 17:24
2 Madz. 17:312Mad 18:34
2 Madz. 17:321Mad 12:31, 32; 13:33
2 Madz. 17:332Mad 17:24, 41
2 Madz. 17:34Ge 32:28
2 Madz. 17:35Eks 19:5; 24:7; Dhe 29:1
2 Madz. 17:35Eks 20:3-5; 23:24; 34:14; Dhe 5:9
2 Madz. 17:36Eks 6:6
2 Madz. 17:36Dhe 6:12, 13
2 Madz. 17:37Dhe 31:9
2 Madz. 17:38Dhe 4:23
2 Madz. 17:402Mad 17:34
2 Madz. 17:41Ezr 4:1, 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 Madzimambo 17:1-41

Bhuku Rechipiri reMadzimambo

17 Mugore rechi12 raMambo Ahazi weJudha, Hoshea+ mwanakomana waEraa akava mambo weIsraeri muSamariya; akatonga kwemakore 9. 2 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuzosvika pane zvakaitwa nemadzimambo eIsraeri akamutangira. 3 Mambo Sharimaneseri weAsiriya akauya kuzomurwisa,+ uye Hoshea akava muranda wake, akatanga kubhadhara mutero kwaari.+ 4 Asi mambo weAsiriya akaziva kuti Hoshea aironga kumupandukira, nekuti akanga atuma nhume kuna Mambo So weIjipiti+ uye akanga asina kuendesa mutero kuna mambo weAsiriya sezvaaiita makore akanga apfuura. Saka mambo weAsiriya akaramba akamuvharira mujeri akasungwa.

5 Mambo weAsiriya akapinda munyika yacho yese nechisimba, uye akaenda kuSamariya, akaikomba kwemakore matatu. 6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+

7 Izvi zvakaitika nekuti vaIsraeri vakanga vatadzira Jehovha Mwari wavo, uyo akavabudisa munyika yeIjipiti mavaiva pasi paFarao mambo weIjipiti.+ Vakanamata* vamwe vanamwari,+ 8 vakatevedzera tsika dzemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pevaIsraeri, uye vakatevedzera tsika dzakanga dzatangwa nemadzimambo eIsraeri.

9 VaIsraeri vairamba vachiita zvinhu zvisina kururama kuna Jehovha Mwari wavo. Vakaramba vachivaka nzvimbo dzakakwirira mumaguta avo ese,+ kubva kunharire kusvika kuguta rakakomberedzwa nemasvingo.* 10 Vakaramba vachizvimisira shongwe dzinoyera nemapango anoyera*+ pazvikomo zvese zvakakwirira nepasi pemiti yese yakasvibirira;+ 11 uye vaikwidza utsi hwezvibayiro panzvimbo dzese dzakakwirira sezvaiitwa nemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pavo.+ Vakaramba vachiita zvinhu zvakaipa kuti vagumbure Jehovha.

12 Vakaramba vachishumira zvidhori zvaisemesa,*+ zvavakanga vanzi naJehovha: “Musazvishumire!”+ 13 Jehovha akaramba achinyevera Israeri naJudha achishandisa vaprofita vake vese nevaoni vese,+ achiti: “Tendeukai panzira dzenyu dzakaipa!+ Chengetai mirayiro yangu nemirau yangu, muchitevedzera zvese zviri mumutemo wandakarayira madzitateguru enyu uye wandakakutumirai ndichishandisa varanda vangu vaprofita.” 14 Asi havana kuteerera, uye vakaramba vachiomesa misoro* yavo semadzitateguru avo, ayo asina kutenda muna Jehovha Mwari wawo.+ 15 Vakaramba vasingachengeti mirau yake nesungano yake+ yaakanga aita nemadzitateguru avo nezviyeuchidzo zvake zvaakanga avapa achivanyevera,+ uye vakaramba vachitevera zvidhori zvisingabatsiri,+ ivo vakavawo vanhu vasingabatsiri,+ vachitevedzera marudzi akanga akavapoteredza, avakanga varayirwa naJehovha kuti vasatevedzera.+

16 Vakaramba vachisiya mirayiro yese yaJehovha Mwari wavo, uye vakagadzira mifananidzo yesimbi* yemhuru mbiri+ nebango rinoyera,*+ uye vakapfugamira uto rese rekudenga,+ vakashumira Bhaari.+ 17 Vakapfuudzawo vanakomana vavo nevanasikana vavo nemumoto,+ vachishopera,+ vachitenda mashura, uye vakaramba vachizvipira kuita* zvakaipa pamberi paJehovha, kuti vamugumbure.

18 Saka Jehovha akatsamwira vaIsraeri chaizvo, zvekuti akavabvisa pamberi pake.+ Haana kana waakasiya kunze kwedzinza raJudha chete.

19 VaJudha havanawo kuchengeta mirayiro yaJehovha Mwari wavo;+ vakafambawo mutsika dzaitevedzerwa nevaIsraeri.+ 20 Jehovha akaramba vana vese vaIsraeri akavanyadzisa uye akavaisa mumaoko evapambi, kusvikira avarasira kure naye. 21 Akabvisa vaIsraeri kuimba yaDhavhidhi, uye ivo vakagadza Jerobhoamu mwanakomana waNebhati kuti ave mambo.+ Asi Jerobhoamu akaita kuti vaIsraeri vatsauke pakutevera Jehovha, uye akaita kuti vaite chivi chakakura. 22 VaIsraeri vakaramba vachifamba muzvivi zvese zvakaitwa naJerobhoamu.+ Havana kuzvirega 23 kusvikira Jehovha abvisa vaIsraeri pamberi pake, sezvaakanga ataura achishandisa varanda vake vese vaprofita.+ Saka vaIsraeri vakatapwa vakabviswa munyika yavo, vakaendeswa kuAsiriya+ uko kwavachiri nanhasi.

24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo. 25 Pavakatanga kugara imomo havana kutya* Jehovha. Saka Jehovha akatuma shumba pakati pavo,+ dzikauraya vamwe vavo. 26 Mambo weAsiriya akaudzwa kuti: “Marudzi amakatapa mukaagarisa mumaguta eSamariya haazivi manamatirwo aMwari* wenyika yacho. Saka iye ari kuramba achituma shumba pakati pavo dzichivauraya, nekuti pakati pavo hapana anoziva manamatirwo aMwari wenyika yacho.”

27 Mambo weAsiriya akabva arayira kuti: “Itai kuti mumwe wevapristi vamakatapa ikoko adzokere kunogara ikoko kuti avadzidzise manamatirwo aMwari wenyika yacho.” 28 Saka mumwe wevapristi vavakanga vatapa kuSamariya akadzoka kuzogara muBheteri,+ uye akatanga kuvadzidzisa kuti vangatya* sei Jehovha.+

29 Zvisinei, rudzi rumwe nerumwe rwakagadzira mwari warwo,* uye marudzi acho akaisa vanamwari vacho mudzimba dzekunamatira dzaiva munzvimbo dzakakwirira dzakanga dzagadzirwa nevaSamariya; marudzi acho ese akaita izvozvo mumaguta awo aaigara. 30 Saka varume vekuBhabhironi vakagadzira Sukoti-bhenoti, varume vekuKuti vakagadzira Negari, varume vekuHamati+ vakagadzira Ashima, 31 uye vaAvhi vakagadzira Nibhazi naTataki. VaSefavhaimu vaipisa vanakomana vavo mumoto vachiitira Adramereki naAnamereki, vanamwari veSefavhaimu.+ 32 Kunyange zvazvo vaitya Jehovha, vakagadza vapristi venzvimbo dzakakwirira vavaisarudza pavanhu vese vese, kuti vavatungamirire padzimba dzekunamatira dzaiva panzvimbo dzakakwirira.+ 33 Saka vakatya Jehovha, asi vakanamata vanamwari vavo, sezvaingoitwa nemarudzi* avakanga vatorwa kubva kwaari.+

34 Nanhasi vachiri kutevedzera manamatiro avo ekare. Pakati pavo hapana anonamata* Jehovha, uye hapana anotevedzera mirau yake, zvaakatonga, kana Mutemo, uye murayiro wakapiwa naJehovha kuvanakomana vaJakobho, uya waakachinja zita akamuti Israeri.+ 35 Jehovha paakaita sungano navo+ akavarayira kuti: “Hamufaniri kutya vamwe vanamwari, uye hamufaniri kuvapfugamira kana kuvashumira kana kubayira kwavari.+ 36 Asi Jehovha, uyo akakubudisai munyika yeIjipiti nesimba guru neruoko rwakatambanudzwa,+ ndiye wamunofanira kutya,+ uye ndiye wamunofanira kupfugamira, uye ndiye wamunofanira kubayira kwaari. 37 Munofanira kugara muchinyatsochengeta mirau, nezvakatongwa, neMutemo, nemurayiro zvaakakunyorerai,+ uye hamufaniri kutya vamwe vanamwari. 38 Hamufaniri kukanganwawo sungano yandakaita nemi,+ uye hamufaniri kutya vamwe vanamwari. 39 Asi Jehovha Mwari wenyu ndiye wamunofanira kutya, nekuti ndiye achakununurai kubva mumaoko evavengi venyu vese.”

40 Asi havana kuteerera, uye vakatevedzera manamatiro avo ekare.+ 41 Saka marudzi aya akatya Jehovha,+ asi aishumirawo zvifananidzo zvawo zvakavezwa. Nanhasi vanakomana vavo nevazukuru vavo vachiri kuita zvaiitwa nemadzitateguru avo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe