RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 120
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mutorwa ari kushuva rugare

        • ‘Ndinunurei parurimi runonyengera’ (2)

        • “Ndinoda rugare” (7)

Pisarema 120:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Pisarema 120:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:6
  • +Pis 50:15; Jon 2:1, 2

Pisarema 120:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nunurai mweya wangu.”

Pisarema 120:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “uye achakuwedzera chii?”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:22

Pisarema 120:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:13
  • +Pis 140:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 16

Pisarema 120:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:2
  • +Jer 49:28

Pisarema 120:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu wava nenguva refu uchigara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 57:4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 120:1Pis 18:6
Pis. 120:1Pis 50:15; Jon 2:1, 2
Pis. 120:3Zvi 12:22
Pis. 120:4Pis 7:13
Pis. 120:4Pis 140:10
Pis. 120:5Ge 10:2
Pis. 120:5Jer 49:28
Pis. 120:6Pis 57:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 120:1-7

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza.*

120 Ndakashevedzera kuna Jehovha ndichitambudzika,+

Uye akandipindura.+

2 Haiwa Jehovha, ndinunurei* pamiromo inoreva nhema

Uye parurimi runonyengera.

3 Iye achakuita sei, uye achakuranga sei,*

Iwe rurimi runonyengera?+

4 Achakuranga nemiseve yakapinza+ yemurwi

Uye nemazimbe emoto+ wehuni dzemuti wemugwenga.

5 Ndine nhamo, nekuti ndakagara semutorwa muMesheki!+

Ndanga ndichigara pakati pematende eKedhari.+

6 Ndava nenguva refu ndichigara*

Nevaya vanovenga rugare.+

7 Ndinoda rugare, asi pandinotaura,

Ivo vanoda zvehondo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe