RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekuvimba naMwari

        • “Kana mukagumbuka, musatadza” (4)

        • ‘Ndicharara murugare’ (8)

Pisarema 4:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Ndigadzirirei nzira yakafara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 11:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 31

Pisarema 4:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 31

Pisarema 4:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achatsaura.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 34

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 31

Pisarema 4:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 31

    5/15/2006, p. 18

    Mukai!,

    12/8/1997, p. 18

    4/8/1994, p. 27

    7/8/1993, p. 18

Pisarema 4:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:3; 62:8; Zvi 3:5; 1Pe 4:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, pp. 31-32

    5/15/2006, p. 18

Pisarema 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 6:26; Pis 80:7; Zvi 16:15; 1Pe 3:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 32

Pisarema 4:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 32

Pisarema 4:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:5; Zvi 3:24, 26
  • +Re 25:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 32

    3/1/1991, p. 17

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 4:1Pis 11:7
Pis. 4:4VaE 4:26
Pis. 4:5Pis 37:3; 62:8; Zvi 3:5; 1Pe 4:19
Pis. 4:6Nu 6:26; Pis 80:7; Zvi 16:15; 1Pe 3:12
Pis. 4:8Pis 3:5; Zvi 3:24, 26
Pis. 4:8Re 25:18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 4:1-8

Mapisarema

Kumutungamiriri; runofanira kuimbwa pamwe nezviridzwa zvine tambo. Rwiyo rwaDhavhidhi.

4 Pandinoshevedza, ndipindureiwo, Mwari wangu akarurama.+

Ndigadzirirei nzira yekutiza nayo* pandinenge ndichitambudzika.

Ndinzwirei nyasha, munzwe munyengetero wangu.

 2 Imi vanakomana vevanhu, mucharamba muchichinja kukudzwa kwangu kuti kuve kuninipiswa kusvikira riini?

Mucharamba muchida zvinhu zvisina zvazvinobatsira uye muchitsvaga zvenhema kusvikira riini? (Sera)

 3 Zivai kuti Jehovha achakudza* munhu wake akavimbika;

Jehovha achanzwa pandinomushevedza.

 4 Kana mukagumbuka, musatadza.+

Taurai nechemumwoyo, muri pamibhedha yenyu, murambe makanyarara. (Sera)

 5 Ipai zvibayiro zvekururama,

Muvimbe naJehovha.+

 6 Kune vazhinji vari kuti: “Ndiani achatiratidza zvakanaka?”

Itai kuti chiedza chechiso chenyu chipenye patiri, haiwa Jehovha.+

 7 Mazadza mwoyo wangu nemufaro mukuru

Unopfuura wevaya vakakohwa zviyo newaini itsva zvakawanda.

 8 Ndicharara pasi, ndobatwa nehope murugare,+

Nekuti imi mega, Jehovha, munoita kuti ndigare ndakachengeteka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe