RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 81
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kukurudzirwa kuteerera

        • Musanamata vamwe vanamwari (9)

        • ‘Kudai maingoteerera’ (13)

Pisarema 81:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1

Pisarema 81:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:8

Pisarema 81:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 29:1
  • +Eks 23:16; Nu 10:10

Pisarema 81:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:23, 24

Pisarema 81:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Mwari.

  • *

    Kana kuti “mutauro wandakatadza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:14
  • +Eks 12:12

Pisarema 81:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 1:13, 14; 6:6

Pisarema 81:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ndiri munzvimbo yakavanda yekutinhira.”

  • *

    Kureva kuti “Kupopota.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:10, 13; Pis 91:15
  • +Eks 19:16, 19
  • +Eks 17:6, 7

Pisarema 81:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:26

Pisarema 81:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:2-5; Dhe 6:13, 14

Pisarema 81:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:6
  • +Dhe 32:13, 14

Pisarema 81:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:1; Dhe 32:15

Pisarema 81:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vakafamba mumazano avo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 7:23, 24; 11:7, 8; Mik 6:16

Pisarema 81:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:29
  • +Dhe 5:29; Isa 48:17, 18

Pisarema 81:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:9

Pisarema 81:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mafuta egorosi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 147:14
  • +Dhe 32:13, 14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 81:mashoko ekusuma1Mak 25:1
Pis. 81:1Pis 28:8
Pis. 81:3Nu 29:1
Pis. 81:3Eks 23:16; Nu 10:10
Pis. 81:4Re 23:23, 24
Pis. 81:5Eks 12:14
Pis. 81:5Eks 12:12
Pis. 81:6Eks 1:13, 14; 6:6
Pis. 81:7Eks 14:10, 13; Pis 91:15
Pis. 81:7Eks 19:16, 19
Pis. 81:7Eks 17:6, 7
Pis. 81:8Eks 15:26
Pis. 81:9Eks 20:2-5; Dhe 6:13, 14
Pis. 81:10Dhe 5:6
Pis. 81:10Dhe 32:13, 14
Pis. 81:11Eks 32:1; Dhe 32:15
Pis. 81:12Jer 7:23, 24; 11:7, 8; Mik 6:16
Pis. 81:13Dhe 32:29
Pis. 81:13Dhe 5:29; Isa 48:17, 18
Pis. 81:14Nu 14:9
Pis. 81:16Pis 147:14
Pis. 81:16Dhe 32:13, 14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 81:1-16

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira weGititi.* Rwiyo rwaAsafi.+

81 Pemberai muchifara kuna Mwari, iye simba redu.+

Shevedzerai muchirumbidza Mwari waJakobho.

 2 Tangai kuridza mumhanzi uye torai tambureni,

Rudimbwa rune mutinhimira unonakidza pamwe chete nechiridzwa chine tambo.

 3 Ridzai hwamanda pakugara kwemwedzi,+

Pajenaguru, pazuva remutambo wedu.+

 4 Nekuti iwo murau waIsraeri,

Mutongo wakapiwa naMwari waJakobho.+

 5 Akaudzika kuti uve chiyeuchidzo chaJosefa+

Paakaenda* kunorwisa nyika yeIjipiti.+

Ndakanzwa inzwi randakatadza* kuziva:

 6 “Ndakabvisa mutoro papfudzi rake;+

Maoko ake akasunungurwa pakubata tswanda.

 7 Wakashevedzera pawaitambudzika, ndikakununura;+

Ndakakupindura ndiri mugore raitinhira.*+

Ndakakuedza pamvura yeMeribha.*+ (Sera)

 8 Inzwai, vanhu vangu, uye ndichakupomerai.

Haiwa iwe Israeri, kudai waingonditeerera hako.+

 9 Pakati pako hapazovi nemumwe mwari,

Uye hauzokotamiri mwari wekune imwe nyika.+

10 Ini, Jehovha, ndini Mwari wako,

Akakubudisa munyika yeIjipiti.+

Shama muromo wako, uye ndichauzadza.+

11 Asi vanhu vangu havana kuteerera inzwi rangu;

Israeri akanga asingadi kuzviisa pasi pangu.+

12 Saka ndakavarega vachitevera mwoyo yavo yakaoma;

Vakaita zvavaifunga kuti ndizvo zvakarurama.*+

13 Kudai vanhu vangu vaingonditeerera havo,+

Kudai Israeri aingofamba zvake munzira dzangu!+

14 Ndaizokunda vavengi vavo nekukurumidza;

Ndaizorova mhandu dzavo neruoko rwangu.+

15 Vaya vanovenga Jehovha vachadedera pamberi pake,

Uye dambudziko ravo richagara nekusingaperi.

16 Asi achakupa gorosi rakanaka* kuti udye,+

Okugutsa neuchi hunobva mudombo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe