RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 67
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Nyika yese ichatya Mwari

        • Nzira yaMwari ichazivikanwa (2)

        • ‘Marudzi ese ngaarumbidze Mwari’ (3, 5)

        • “Mwari achatikomborera” (6, 7)

Pisarema 67:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 6:25; Zvi 16:15

Pisarema 67:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 10:18; VaK 1:23
  • +Pis 98:2; Isa 49:6; Ru 2:30, 31; Mab 28:28; Tit 2:11

Pisarema 67:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 42:10
  • +Pis 9:8; 96:10; 98:9; VaR 2:5

Pisarema 67:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:4; Pis 85:12; Isa 30:23; Eze 34:27
  • +Ge 17:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupukunyuka, p. 32

Pisarema 67:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ichamukudza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:27; Zva 15:4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 67:1Nu 6:25; Zvi 16:15
Pis. 67:2VaR 10:18; VaK 1:23
Pis. 67:2Pis 98:2; Isa 49:6; Ru 2:30, 31; Mab 28:28; Tit 2:11
Pis. 67:4Isa 42:10
Pis. 67:4Pis 9:8; 96:10; 98:9; VaR 2:5
Pis. 67:6Re 26:4; Pis 85:12; Isa 30:23; Eze 34:27
Pis. 67:6Ge 17:7
Pis. 67:7Pis 22:27; Zva 15:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 67:1-7

Mapisarema

Kumutungamiriri; runofanira kuimbwa pamwe nezviridzwa zvine tambo. Pisarema. Rwiyo.

67 Mwari achatinzwira nyasha, otikomborera;

Achaita kuti chiso chake chipenye patiri+ (Sera)

 2 Kuti nzira yenyu izivikanwe munyika yese,+

Mabasa enyu ekuponesa azivikanwe pakati pemarudzi ese.+

 3 Marudzi ngaakurumbidzei, haiwa Mwari;

Marudzi ese ngaakurumbidzei.

 4 Marudzi ngaafare apembere nemufaro,+

Nekuti muchatonga marudzi zvakarurama.+

Muchatungamirira marudzi epanyika. (Sera)

 5 Marudzi ngaakurumbidzei, haiwa Mwari;

Marudzi ese ngaakurumbidzei.

 6 Nyika ichabereka zvibereko zvayo;+

Mwari, iye Mwari wedu, achatikomborera.+

 7 Mwari achatikomborera,

Uye nyika yese ichamutya.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe