RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raRevhitiko

      • Siyanai nezvidhori (1, 2)

      • Makomborero ekuteerera (3-13)

      • Kurangirwa kusateerera (14-46)

Revhitiko 26:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:4; Re 19:4; Mab 17:29; 1VaK 8:4
  • +Dhe 5:8
  • +Nu 33:52
  • +Dha 3:18; 1VaK 10:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 19

Revhitiko 26:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kutya.”

Revhitiko 26:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 11:13-15; Mup 12:13

Revhitiko 26:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:12; Isa 30:23; Eze 34:26; Joe 2:23
  • +Pis 67:6; 85:12

Revhitiko 26:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 25:18

Revhitiko 26:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:9; Pis 29:11; Hag 2:9
  • +Mik 4:4

Revhitiko 26:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:7; Jos 23:10; Vat 7:15, 16; 15:15, 16; 1Mak 11:20

Revhitiko 26:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Ndichatendeuka, ndokutarisai.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:4
  • +Eks 6:4

Revhitiko 26:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:8; Eze 37:26; Zva 21:3

Revhitiko 26:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 23:14
  • +Eks 6:7; 2VaK 6:16

Revhitiko 26:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15

Revhitiko 26:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:15
  • +Eks 24:7; Dhe 31:16; VaH 8:9

Revhitiko 26:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:22, 33; Vat 6:3

Revhitiko 26:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15, 25; Vat 2:14; 1Sa 4:10
  • +Pis 106:41; Mari 1:5
  • +Re 26:36

Revhitiko 26:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 11:17; 1Mad 17:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2004, p. 24

Revhitiko 26:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 12:13; Hag 1:6, 10

Revhitiko 26:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:24; Jer 15:3
  • +Eze 5:17
  • +Vat 5:6; Isa 33:8; Zek 7:14

Revhitiko 26:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:16; Jer 2:30; 5:3

Revhitiko 26:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:7
  • +Dhe 28:21; Jer 24:10; Amo 4:10
  • +Vat 2:14; 1Sa 4:10

Revhitiko 26:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvingava zvichireva tumiti twaiisirwa chingwa.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 5:16
  • +Eze 4:16
  • +Isa 9:20; Mik 6:14; Hag 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2004, p. 24

Revhitiko 26:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 21:5

Revhitiko 26:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:53; 2Mad 6:29; Jer 19:9; Mari 4:10; Eze 5:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 154-155

    “Rugwaro Rwose,” p. 26

    Nharireyomurindi,

    8/1/1989, p. 29

Revhitiko 26:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiHebheru rinogona kunge richireva zvakafanana neshoko rinoshandurwa kuti “ndove” uye rinoshandiswa pakuzvidza.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 34:3; Isa 27:9
  • +1Mad 13:2; 2Mad 23:8, 20; Eze 6:5
  • +Pis 78:58, 59

Revhitiko 26:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvinozorodza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:9, 10; 2Mak 36:17; Ne 2:3; Isa 1:7; Jer 4:7

Revhitiko 26:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 9:11
  • +Dhe 28:37; 29:22-24; Jer 18:16; Mari 2:15; Eze 5:15

Revhitiko 26:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 44:11
  • +Jer 9:16; Eze 12:14
  • +Zek 7:14

Revhitiko 26:34

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ichachengeta sabata.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:20, 21

Revhitiko 26:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 24:6
  • +Re 26:17; Isa 30:17

Revhitiko 26:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 7:12; Vat 2:14; Jer 37:10

Revhitiko 26:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:27; 28:48; Jer 42:17

Revhitiko 26:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:65
  • +Eks 20:5; Nu 14:18

Revhitiko 26:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:33; Ne 9:2; Eze 6:9; Dha 9:5
  • +Eze 36:31

Revhitiko 26:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:24
  • +1Mad 8:47; 2Mak 36:20
  • +Dhe 30:6; Jer 4:4; Mab 7:51

Revhitiko 26:42

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 28:13
  • +Ge 26:3
  • +Ge 12:7; Dhe 4:31; Pis 106:45

Revhitiko 26:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:34; 2Mak 36:20, 21
  • +2Mad 17:15

Revhitiko 26:44

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:31; 2Mad 13:23; Ne 9:31
  • +Dhe 4:13; Jer 14:21

Revhitiko 26:45

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:3, 8; Dhe 9:9
  • +Eze 20:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 26

Revhitiko 26:46

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 27:34; Dhe 6:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Revh. 26:1Eks 20:4; Re 19:4; Mab 17:29; 1VaK 8:4
Revh. 26:1Dhe 5:8
Revh. 26:1Nu 33:52
Revh. 26:1Dha 3:18; 1VaK 10:14
Revh. 26:3Dhe 11:13-15; Mup 12:13
Revh. 26:4Dhe 28:12; Isa 30:23; Eze 34:26; Joe 2:23
Revh. 26:4Pis 67:6; 85:12
Revh. 26:5Re 25:18
Revh. 26:61Mak 22:9; Pis 29:11; Hag 2:9
Revh. 26:6Mik 4:4
Revh. 26:8Dhe 28:7; Jos 23:10; Vat 7:15, 16; 15:15, 16; 1Mak 11:20
Revh. 26:9Dhe 28:4
Revh. 26:9Eks 6:4
Revh. 26:11Eks 25:8; Eze 37:26; Zva 21:3
Revh. 26:12Dhe 23:14
Revh. 26:12Eks 6:7; 2VaK 6:16
Revh. 26:14Dhe 28:15
Revh. 26:152Mad 17:15
Revh. 26:15Eks 24:7; Dhe 31:16; VaH 8:9
Revh. 26:16Dhe 28:22, 33; Vat 6:3
Revh. 26:17Dhe 28:15, 25; Vat 2:14; 1Sa 4:10
Revh. 26:17Pis 106:41; Mari 1:5
Revh. 26:17Re 26:36
Revh. 26:19Dhe 11:17; 1Mad 17:1
Revh. 26:20Jer 12:13; Hag 1:6, 10
Revh. 26:22Dhe 32:24; Jer 15:3
Revh. 26:22Eze 5:17
Revh. 26:22Vat 5:6; Isa 33:8; Zek 7:14
Revh. 26:23Isa 1:16; Jer 2:30; 5:3
Revh. 26:25Eks 24:7
Revh. 26:25Dhe 28:21; Jer 24:10; Amo 4:10
Revh. 26:25Vat 2:14; 1Sa 4:10
Revh. 26:26Eze 5:16
Revh. 26:26Eze 4:16
Revh. 26:26Isa 9:20; Mik 6:14; Hag 1:6
Revh. 26:28Jer 21:5
Revh. 26:29Dhe 28:53; 2Mad 6:29; Jer 19:9; Mari 4:10; Eze 5:10
Revh. 26:302Mak 34:3; Isa 27:9
Revh. 26:301Mad 13:2; 2Mad 23:8, 20; Eze 6:5
Revh. 26:30Pis 78:58, 59
Revh. 26:312Mad 25:9, 10; 2Mak 36:17; Ne 2:3; Isa 1:7; Jer 4:7
Revh. 26:32Jer 9:11
Revh. 26:32Dhe 28:37; 29:22-24; Jer 18:16; Mari 2:15; Eze 5:15
Revh. 26:33Pis 44:11
Revh. 26:33Jer 9:16; Eze 12:14
Revh. 26:33Zek 7:14
Revh. 26:342Mak 36:20, 21
Revh. 26:36Isa 24:6
Revh. 26:36Re 26:17; Isa 30:17
Revh. 26:37Jos 7:12; Vat 2:14; Jer 37:10
Revh. 26:38Dhe 4:27; 28:48; Jer 42:17
Revh. 26:39Dhe 28:65
Revh. 26:39Eks 20:5; Nu 14:18
Revh. 26:401Mad 8:33; Ne 9:2; Eze 6:9; Dha 9:5
Revh. 26:40Eze 36:31
Revh. 26:41Re 26:24
Revh. 26:411Mad 8:47; 2Mak 36:20
Revh. 26:41Dhe 30:6; Jer 4:4; Mab 7:51
Revh. 26:42Ge 28:13
Revh. 26:42Ge 26:3
Revh. 26:42Ge 12:7; Dhe 4:31; Pis 106:45
Revh. 26:43Re 26:34; 2Mak 36:20, 21
Revh. 26:432Mad 17:15
Revh. 26:44Dhe 4:31; 2Mad 13:23; Ne 9:31
Revh. 26:44Dhe 4:13; Jer 14:21
Revh. 26:45Eks 24:3, 8; Dhe 9:9
Revh. 26:45Eze 20:9
Revh. 26:46Re 27:34; Dhe 6:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Revhitiko 26:1-46

Revhitiko

26 “‘Musazvigadzirira vanamwari vasina zvavanobatsira,+ uye musazvimisira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti shongwe dzinoyera, uye musamisa dombo rakavezwa+ munyika yenyu kuti murikotamire;+ nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu. 2 Munofanira kuchengeta masabata angu uye kuremekedza* nzvimbo yangu tsvene. Ndini Jehovha.

3 “‘Kana mukaramba muchifamba mumirau yangu, muchichengeta mirayiro yangu nekuitevedzera,+ 4 ndichakunayisirai mvura panguva yayo,+ uye nyika yacho ichabereka zvibereko zvayo,+ uye miti yemusango ichabereka michero yayo. 5 Mwaka wenyu wekupura uchasvika panguva yamunokohwa mazambiringa, uye kukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yekudyara mbeu; uye muchadya zvekudya zvenyu muchiguta, mogara munyika yenyu pasina chinokuwanai.+ 6 Ndichaisa rugare munyika yacho,+ uye mucharara pasi pasina munhu anokutyisai;+ uye ndichabvisa zvikara zvinorura munyika yacho, uye bakatwa rehondo harizopfuuri nemunyika yenyu. 7 Muchadzingirira vavengi venyu, uye ivo vachaurayiwa nebakatwa pamberi penyu. 8 Vanhu venyu vashanu vachadzingirira vanhu 100, uye vanhu venyu 100 vachadzingirira 10 000, uye vavengi venyu vachaurayiwa nebakatwa pamberi penyu.+

9 “‘Ndichakufarirai,* ndoita kuti mubereke, muwande,+ uye ndichachengeta sungano yangu nemi.+ 10 Pamunenge muchiri kudya zvamakakohwa gore rakapera, munenge mava kufanira kubudisa zvitsaru zvacho kuti muwane pekuisa zvitsva. 11 Uye ndichaisa tebhenekeri yangu pakati penyu,+ uye handizokurambai. 12 Ndichafamba pakati penyu, ndova Mwari wenyu,+ uye imi muchavawo vanhu vangu.+ 13 Ndini Jehovha Mwari wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti kuti murege kuramba muri varanda vavo, uye ndakatyora zvikeyi zvejoko renyu, ndikakufambisai makasimudza misoro.

14 “‘Asi kana mukasanditeerera kana kuti mukasachengeta mirayiro iyi yese,+ 15 uye kana mukaramba mirau yangu,+ uye kana mukasema mitongo yangu kuti murege kuchengeta mirayiro yangu yese, motyora sungano yangu,+ 16 iniwo ndichakuitirai zvinotevera: Ndichakurangai nezvinhu zvinotyisa, tiibhii uye fivha, maziso enyu otadza kuona uye muchaperezeka. Muchangodyarira mbeu yenyu pasina, nekuti vavengi venyu vachazvidya.+ 17 Ndichakutarisai ndakatsamwa, uye muchakundwa nevavengi venyu;+ uye vaya vanokuvengai vachakutsika-tsikai,+ uye muchatiza pasina ari kukudzingirirai.+

18 “‘Kana mukasanditeerera kunyange zvese izvi zvaitika, ndichakurangai zvakapetwa kanomwe nemhaka yezvivi zvenyu. 19 Ndichaputsa kuzvikudza kwenyu ndoita kuti denga renyu rive sesimbi,+ uye nyika yenyu ive semhangura. 20 Muchapedzera simba renyu pasina, sezvo nyika yenyu isingazobereki zvibereko zvayo,+ uye miti yepanyika isingazobereki michero.

21 “‘Asi kana mukaramba muchipikisana neni, muchiramba kunditeerera, ndichakurovai zvakapetwa kanomwe, maererano nezvivi zvenyu. 22 Ndichatuma zvikara zvesango pakati penyu,+ uye zvichakuurayirai vana venyu,+ zvichapedza zvipfuwo zvenyu, uye zvichaita kuti musare mava vashoma, uye migwagwa yenyu ichange isisina anoifamba.+

23 “‘Kana mukaramba kuti ndikururamisei kunyange izvi zvaitika+ uye mukaramba muchipikisana neni, 24 iniwo ndichabva ndapikisana nemi, uye ini pachangu ndichakurovai zvakapetwa kanomwe nemhaka yezvivi zvenyu. 25 Ndichakuunzirai bakatwa rinokutsivai nekuti munenge matyora sungano.+ Kana mukaungana mumaguta enyu, ndichatuma chirwere pakati penyu,+ uye muchaiswa mumaoko emuvengi.+ 26 Kana ndaparadza pamunoisira* chingwa chenyu,+ vakadzi gumi vachabikira chingwa chenyu muovheni imwe chete, vokugovanisai vachiita zvekuyera+ uye muchadya asi hamuzoguti.+

27 “‘Kana mukaramba kunditeerera kunyange izvi zvaitika, uye mukaramba muchipikisana neni, 28 ndichatonyanya kupikisana nemi,+ uye ini pachangu ndichakurangai zvakapetwa kanomwe nemhaka yezvivi zvenyu. 29 Saka muchadya nyama yevanakomana venyu, uye muchadya nyama yevanasikana venyu.+ 30 Ndichaparadza nzvimbo dzenyu dzinoyera dzakakwirira,+ ndoputsa zvigadziko zvenyu zvekupisira rusenzi, ndounganidza zvitunha zvenyu pamusoro pezvidhori zvenyu zvisina upenyu zvinosemesa*+ uye ndichatarisa kurutivi ndichikusemai.+ 31 Ndichaita kuti maguta enyu aparadzwe nebakatwa,+ uye ndichaita kuti nzvimbo dzenyu dzinoyera dzive matongo, uye handizonhuhwidzi zvibayiro zvenyu zvinonhuhwirira zvakanaka.* 32 Ini pachangu ndichaita kuti nyika ive dongo,+ uye vavengi venyu vari kugara mairi vachashamiswa pavanoitarisa.+ 33 Uye ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndovhomora bakatwa ndichikudzingirirai;+ nyika yenyu ichava dongo,+ uye maguta enyu achaparadzwa.

34 “‘Panguva iyoyo nyika icharipa masabata ayo mazuva ese ainenge iri dongo, pamunenge muri munyika yevavengi venyu. Panguva iyoyo nyika ichazorora,* sezvo ichifanira kuripa masabata ayo.+ 35 Mazuva ese ainenge iri dongo ichazorora, nekuti haina kuzorora pamasabata enyu pamaigara mairi.

36 “‘Kana vari vaya vanosara vari vapenyu,+ ndichaita kuti vaore mwoyo vari munyika dzevavengi vavo; uye vachatiza vangonzwa shizha riri kupeperetswa, uye vachatiza sezvinoita munhu ari kutiza bakatwa, vodonha pasina ari kuvadzingirira.+ 37 Vachapiringishana sezvinoita vanhu vari kutiza bakatwa, kunyange pasina ari kuvadzingirira. Muchatadza kumirisana nevavengi venyu.+ 38 Muchaparara pakati pemarudzi,+ uye nyika yevavengi venyu ichakuparadzai. 39 Vamwe venyu vanenge vasara vachasiyiwa vachiora vari munyika yevavengi venyu+ nemhaka yekukanganisa kwenyu. Vachaora nemhaka yekukanganisa kwemadzibaba avo.+ 40 Vachabva vazoreurura kukanganisa kwavo,+ voreururazve kukanganisa uye kusatendeka kwemadzibaba avo, vobvuma kuti vakaita zvekusatendeka, nekufamba kwavakaita vachipikisana neni,+ 41 ini ndikabva ndapikisanawo navo+ nekuvaunza kunyika yevavengi vavo.+

“‘Zvichida panguva iyoyo mwoyo yavo isina kuchecheudzwa ichaninipiswa,+ voripa kukanganisa kwavo. 42 Uye ndichayeuka sungano yangu naJakobho,+ nesungano yangu naIsaka,+ uye ndichayeuka sungano yangu naAbrahamu,+ ndoyeuka nyika yacho. 43 Pavakanga vasiya nyika yacho yakangodaro, yairipa masabata ayo+ uye yaiva dongo ivo vasipo, uye vakanga vachiripa kukanganisa kwavo, nekuti vakaramba mitongo yangu, uye vakasema mirau yangu.+ 44 Asi pasinei nezvese izvi, pavari munyika yevavengi vavo, handizovarambi zvachose+ kana kuvarasa zvekusvika pakuvaparadza vese, ndichityora sungano yangu+ navo, nekuti ndini Jehovha Mwari wavo. 45 Ndichafunga nezvavo ndoyeuka sungano yandakaita nemadzitateguru avo+ andakabudisa munyika yeIjipiti mamwe marudzi achizviona,+ kuti ndiratidze kuti ndiri Mwari wavo. Ndini Jehovha.’”

46 Iyi ndiyo mirau, mitongo, nemitemo zvakagadzwa naJehovha pakati pake nevaIsraeri muGomo reSinai achishandisa Mozisi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe