RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 25
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 Madzimambo

      • Nebhukadhinezari anokomba Jerusarema (1-7)

      • Jerusarema netemberi yaro zvinoparadzwa; vamwe vanhu vanoendeswa kuBhabhironi (8-21)

      • Gedhariya anoitwa gavhuna (22-24)

      • Gedhariya anourayiwa; vanhu vanotizira kuIjipiti (25, 26)

      • Jehoyakini anosunungurwa kuBhabhironi (27-30)

2 Madzimambo 25:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 27:8; 43:10; Dha 4:1
  • +2Mak 36:17; Jer 34:2; Eze 24:1, 2
  • +Isa 29:3; Jer 32:2, 28; 39:1; 52:4, 5; Eze 4:1, 2; 21:21, 22

2 Madzimambo 25:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:26; Dhe 28:53; Jer 37:21; 38:2; Mari 4:4; Eze 4:16; 5:10, 12
  • +Jer 52:6-11

2 Madzimambo 25:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 21:4; 39:2, 4-7; Eze 33:21
  • +Eze 12:12

2 Madzimambo 25:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 21:7

2 Madzimambo 25:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:4, 5; Eze 12:12, 13; 17:16

2 Madzimambo 25:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 40:1
  • +Jer 52:12-14; Mari 4:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 11

2 Madzimambo 25:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemuzinda wamambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:8; Pis 74:3; 79:1; Isa 64:11; Jer 7:14; Mari 1:10; 2:7; Mik 3:12
  • +1Mad 7:1
  • +Jer 34:22
  • +2Mak 36:19

2 Madzimambo 25:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 1:3; Jer 39:8

2 Madzimambo 25:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:2; 39:9; 52:15, 30; Eze 5:2

2 Madzimambo 25:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 39:10; 52:16

2 Madzimambo 25:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:15
  • +1Mad 7:27
  • +1Mad 7:23
  • +2Mad 20:17; Jer 52:17-20

2 Madzimambo 25:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1954

2 Madzimambo 25:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:48, 50
  • +2Mak 24:14; 36:18; Ezr 1:7, 10, 11; Dha 5:2

2 Madzimambo 25:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:47

2 Madzimambo 25:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kubhiti rakanga rakaenzana nemasendimita 44,5. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

  • *

    Pomegraneti muchero wakada kuita mutsvuku uye unoratidzika seapuro. Vamwe vanouti chibage cheChirungu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:15
  • +1Mad 7:16, 20; Jer 52:21-23

2 Madzimambo 25:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 7:1
  • +Jer 21:1, 2; 29:25, 29
  • +Jer 52:24-27

2 Madzimambo 25:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:8; Jer 39:9; 40:1
  • +Jer 39:5

2 Madzimambo 25:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 34:2, 8; 1Mad 8:65
  • +Dhe 28:36, 64; 2Mad 23:27; Jer 25:11

2 Madzimambo 25:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 39:13, 14
  • +Jer 26:24
  • +2Mad 22:8
  • +Jer 40:5, 6

2 Madzimambo 25:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 40:7-9

2 Madzimambo 25:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 27:12

2 Madzimambo 25:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “wekumbeu yeumambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 40:15
  • +Jer 41:1, 2

2 Madzimambo 25:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 42:14; 43:4, 7
  • +Jer 41:17, 18

2 Madzimambo 25:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “akasimudza musoro waMambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:8, 12; Jer 24:1; Mt 1:11
  • +Jer 52:31-34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2012, p. 5

    “Rugwaro Rwose,” p. 69

2 Madzimambo 25:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shoko raMwari, p. 48

    Nharireyomurindi,

    3/1/1988, pp. 29-30

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Madz. 25:1Jer 27:8; 43:10; Dha 4:1
2 Madz. 25:12Mak 36:17; Jer 34:2; Eze 24:1, 2
2 Madz. 25:1Isa 29:3; Jer 32:2, 28; 39:1; 52:4, 5; Eze 4:1, 2; 21:21, 22
2 Madz. 25:3Re 26:26; Dhe 28:53; Jer 37:21; 38:2; Mari 4:4; Eze 4:16; 5:10, 12
2 Madz. 25:3Jer 52:6-11
2 Madz. 25:4Jer 21:4; 39:2, 4-7; Eze 33:21
2 Madz. 25:4Eze 12:12
2 Madz. 25:6Jer 21:7
2 Madz. 25:7Jer 32:4, 5; Eze 12:12, 13; 17:16
2 Madz. 25:8Jer 40:1
2 Madz. 25:8Jer 52:12-14; Mari 4:12
2 Madz. 25:91Mad 9:8; Pis 74:3; 79:1; Isa 64:11; Jer 7:14; Mari 1:10; 2:7; Mik 3:12
2 Madz. 25:91Mad 7:1
2 Madz. 25:9Jer 34:22
2 Madz. 25:92Mak 36:19
2 Madz. 25:10Ne 1:3; Jer 39:8
2 Madz. 25:11Jer 15:2; 39:9; 52:15, 30; Eze 5:2
2 Madz. 25:12Jer 39:10; 52:16
2 Madz. 25:131Mad 7:15
2 Madz. 25:131Mad 7:27
2 Madz. 25:131Mad 7:23
2 Madz. 25:132Mad 20:17; Jer 52:17-20
2 Madz. 25:151Mad 7:48, 50
2 Madz. 25:152Mak 24:14; 36:18; Ezr 1:7, 10, 11; Dha 5:2
2 Madz. 25:161Mad 7:47
2 Madz. 25:171Mad 7:15
2 Madz. 25:171Mad 7:16, 20; Jer 52:21-23
2 Madz. 25:18Ezr 7:1
2 Madz. 25:18Jer 21:1, 2; 29:25, 29
2 Madz. 25:18Jer 52:24-27
2 Madz. 25:202Mad 25:8; Jer 39:9; 40:1
2 Madz. 25:20Jer 39:5
2 Madz. 25:21Nu 34:2, 8; 1Mad 8:65
2 Madz. 25:21Dhe 28:36, 64; 2Mad 23:27; Jer 25:11
2 Madz. 25:22Jer 39:13, 14
2 Madz. 25:22Jer 26:24
2 Madz. 25:222Mad 22:8
2 Madz. 25:22Jer 40:5, 6
2 Madz. 25:23Jer 40:7-9
2 Madz. 25:24Jer 27:12
2 Madz. 25:25Jer 40:15
2 Madz. 25:25Jer 41:1, 2
2 Madz. 25:26Jer 42:14; 43:4, 7
2 Madz. 25:26Jer 41:17, 18
2 Madz. 25:272Mad 24:8, 12; Jer 24:1; Mt 1:11
2 Madz. 25:27Jer 52:31-34
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 Madzimambo 25:1-30

Bhuku Rechipiri reMadzimambo

25 Mugore rechi9 rekutonga kwaZedhekiya, mumwedzi wechi10, pazuva rechi10 remwedzi wacho, Mambo Nebhukadhinezari+ weBhabhironi akauya neuto rake rese kuzorwisa Jerusarema.+ Akadzika musasa kuti arirwise, akavaka rusvingo rwairipoteredza rwekurikomba,+ 2 uye guta racho rakakombwa kusvika mugore rechi11 raMambo Zedhekiya. 3 Pazuva rechi9 remwedzi wechina, nzara yakanga yanyanya+ muguta, uye vanhu vemunyika yacho vakanga vasisina zvekudya.+ 4 Rusvingo rweguta rwakaputswa,+ uye varwi vese vakatiza usiku nepagedhi raiva pakati pemasvingo maviri pedyo nemunda wamambo, vaKadheya pavakanga vakakomba guta; uye mambo akaenda nenzira yekuArabha.+ 5 Asi uto revaKadheya rakatevera mambo, rikamubatira murenje riri pedyo neJeriko, uye uto rake rese rakapararira richimusiya. 6 Vakabva vabata mambo,+ vakaenda naye kwaiva namambo weBhabhironi kuRibra, uye vakamupa mutongo wake. 7 Vakauraya vanakomana vaZedhekiya iye akatarisa. Nebhukadhinezari akabva apofumadza maziso aZedhekiya, akamusunga nezvisungo zvemumakumbo zvemhangura, akaenda naye kuBhabhironi.+

8 Mumwedzi wechishanu, pazuva rechi7 remwedzi wacho, kureva gore rechi19 raMambo Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, Nebhuzaradhani+ mukuru wevarindi, mushandi wamambo weBhabhironi, akasvika kuJerusarema.+ 9 Akapisa imba yaJehovha,+ neimba yamambo,*+ nedzimba dzese dzemuJerusarema;+ akapisawo dzimba dzevarume vese vaikudzwa.+ 10 Rusvingo rwainge rwakapoteredza Jerusarema rwakaputswa neuto rese revaKadheya raiva nemukuru wevarindi.+ 11 Nebhuzaradhani mukuru wevarindi akatapa vamwe vanhu vese vakanga vasara muguta, nevakanga vatiza vakaenda kuna mambo weBhabhironi, nevamwe vanhu vese.+ 12 Asi mukuru wevarindi akasiya vamwe vanhu vaiva varombo vekupedzisira munyika yacho kuti vashande muminda yemizambiringa uye kuti vaite basa rekumanikidzwa.+ 13 VaKadheya vakaputsa-putsa mbiru dzemhangura+ dzeimba yaJehovha, nezvingoro+ neDziva remhangura+ zvaiva muimba yaJehovha, uye vakaenda nemhangura yacho kuBhabhironi.+ 14 Vakatorawo makeni, mafoshoro, zvekudzimisa moto, makapu, nemidziyo yese yemhangura yaishandiswa pabasa repatemberi. 15 Mukuru wevarindi akatora midziyo yekuisira moto nendiro izvo zvaiva zvegoridhe rakanatswa+ nesirivha yakanatswa.+ 16 Kana dziri mbiru mbiri, Dziva, nezvingoro zvakanga zvagadzirirwa imba yaJehovha naSoromoni, uremu hwemhangura yakagadziriswa zvinhu izvi hwakanga husingayereki.+ 17 Mbiru imwe neimwe yakanga yakareba makubhiti* 18,+ uye musoro wayo waiva wemhangura; musoro wacho wakanga wakareba makubhiti matatu, uye mambure nemapomegraneti* izvo zvakanga zvakapoteredza musoro wacho, zvese zvakanga zvakagadzirwa nemhangura.+ Mbiru yechipiri nemambure ayo zvakanga zvakafanana neyekutanga.

18 Mukuru wevarindi akatorawo Seraya+ mutungamiriri wevapristi, nemupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu.+ 19 Uye akatora mumwe mukuru wemumuzinda muguta racho uyo aiva nechinzvimbo chepamusoro muuto, nevanhu vashanu vaiva shamwari dzepedyo dzamambo vakawanikwa muguta, nemunyori wemukuru weuto, uya aiunganidza vanhu vemunyika yacho, nevarume 60 pavanhu vemunyika yacho vakanga vachiri muguta. 20 Nebhuzaradhani+ mukuru wevarindi akavatora, akaenda navo kwaiva namambo weBhabhironi kuRibra.+ 21 Mambo weBhabhironi akavabaya akavauraya kuRibra munyika yeHamati.+ Saka vaJudha vakatapwa kubva munyika yavo.+

22 Mambo Nebhukadhinezari weBhabhironi akagadza Gedhariya+ mwanakomana waAhikamu+ mwanakomana waShafani+ kuti atungamirire vanhu vaakanga asiya munyika yeJudha.+ 23 Vakuru vese vemauto nevarume vavo pavakanzwa kuti mambo weBhabhironi akanga agadza Gedhariya, vakabva vangoenda kwaiva naGedhariya kuMizpa. Paiva naIshmaeri mwanakomana waNetaniya, Johanani mwanakomana waKareya, Seraya mwanakomana waTanhumeti wekuNetofa, naJaazaniya mwanakomana wemuMaakati, pamwe chete nevarume vavo.+ 24 Gedhariya akaita mhiko kwavari nevarume vavo akati kwavari: “Musatya kuva varanda vevaKadheya. Garai munyika mushandire mambo weBhabhironi, uye zvichakufambirai zvakanaka.”+

25 Mumwedzi wechi7, Ishmaeri+ mwanakomana waNetaniya mwanakomana waErishama, uyo aiva wemuimba yeumambo* akauya aine varume gumi vakabaya Gedhariya akafa, pamwe chete nevaJudha nevaKadheya vaaiva navo muMizpa.+ 26 Pashure paizvozvo, vanhu vese kubvira kumudiki kusvikira kumukuru, kusanganisira vakuru vemauto, vakasimuka vakaenda kuIjipiti,+ nekuti vaitya vaKadheya.+

27 Mugore rechi37 rekutapwa kwaMambo Jehoyakini+ weJudha, mumwedzi wechi12, pazuva rechi27 remwedzi wacho, Mambo Evhiri-merodhaki weBhabhironi, akabudisa Mambo* Jehoyakini weJudha mujeri.+ Izvi akazviita mugore iroro raakava mambo. 28 Akataura naye zvakanaka, akasimudzira chigaro chake cheumambo kuti chive pamusoro pezvigaro zveumambo zvemamwe madzimambo aaiva nawo muBhabhironi. 29 Saka Jehoyakini akabvisa nguo dzake dzemujeri, uye nguva dzese aidya pamberi pamambo mazuva ese eupenyu hwake. 30 Aigara achipiwa zvekudya namambo zuva nezuva, mazuva ese eupenyu hwake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe