RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Kunyorwa kwemadzinza evakanga vabva kuutapwa (1-34)

      • Kudzokororwa kwedzinza raSauro (35-44)

1 Makoronike 9:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 39:9

1 Makoronike 9:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nevaNetinimu.” ChiHeb., “vanhu vakapiwa,” kureva kuti vakapiwa sezvipo.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 9:3, 27; Ezr 2:43-54, 70; 8:20; Ne 7:73; 11:3

1 Makoronike 9:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 11:4, 5
  • +Ne 11:7-9

1 Makoronike 9:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 46:12; 1Mak 2:4

1 Makoronike 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:4, 6

1 Makoronike 9:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakuru vavanababa veimba yemadzibaba avo.”

1 Makoronike 9:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 11:10-14

1 Makoronike 9:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wetemberi.”

1 Makoronike 9:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 11:15

1 Makoronike 9:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:54; Ne 12:28

1 Makoronike 9:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 2:1, 42; Ne 11:19

1 Makoronike 9:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 3:29

1 Makoronike 9:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 25:11, 13; Jos 22:30; Vat 20:28
  • +Eks 6:25; Nu 3:32

1 Makoronike 9:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:14, 19

1 Makoronike 9:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:1
  • +1Sa 9:9

1 Makoronike 9:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 23:16, 19; Ne 12:45

1 Makoronike 9:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:14-16

1 Makoronike 9:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezvedzimba dzekudyira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:20; 28:11, 12; 2Mak 31:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, pp. 9-10

1 Makoronike 9:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, pp. 9-10

1 Makoronike 9:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 1:50

1 Makoronike 9:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:4
  • +Re 2:1; 1Mak 23:29
  • +Re 23:12, 13
  • +Eks 27:20
  • +Re 2:1, 2
  • +Eks 25:3, 6

1 Makoronike 9:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 2:5, 7

1 Makoronike 9:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, zvingwa zvekuratidza.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 2:4; 13:11
  • +Re 24:6, 8

1 Makoronike 9:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mudzimba dzekudyira.”

1 Makoronike 9:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:8, 17

1 Makoronike 9:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:50
  • +1Sa 9:1, 2; 11:15
  • +1Sa 14:45; 18:1; 2Sa 1:23
  • +1Sa 14:49
  • +1Sa 31:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2017, p. 32

1 Makoronike 9:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 4:4
  • +2Sa 9:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 9:1Jer 39:9
1 Mak. 9:2Jos 9:3, 27; Ezr 2:43-54, 70; 8:20; Ne 7:73; 11:3
1 Mak. 9:3Ne 11:4, 5
1 Mak. 9:3Ne 11:7-9
1 Mak. 9:4Ge 46:12; 1Mak 2:4
1 Mak. 9:61Mak 2:4, 6
1 Mak. 9:10Ne 11:10-14
1 Mak. 9:14Ne 11:15
1 Mak. 9:161Mak 2:54; Ne 12:28
1 Mak. 9:17Ezr 2:1, 42; Ne 11:19
1 Mak. 9:18Ne 3:29
1 Mak. 9:20Nu 25:11, 13; Jos 22:30; Vat 20:28
1 Mak. 9:20Eks 6:25; Nu 3:32
1 Mak. 9:211Mak 26:14, 19
1 Mak. 9:221Mak 9:1
1 Mak. 9:221Sa 9:9
1 Mak. 9:232Mak 23:16, 19; Ne 12:45
1 Mak. 9:241Mak 26:14-16
1 Mak. 9:261Mak 26:20; 28:11, 12; 2Mak 31:12
1 Mak. 9:28Nu 1:50
1 Mak. 9:291Mad 8:4
1 Mak. 9:29Re 2:1; 1Mak 23:29
1 Mak. 9:29Re 23:12, 13
1 Mak. 9:29Eks 27:20
1 Mak. 9:29Re 2:1, 2
1 Mak. 9:29Eks 25:3, 6
1 Mak. 9:31Re 2:5, 7
1 Mak. 9:322Mak 2:4; 13:11
1 Mak. 9:32Re 24:6, 8
1 Mak. 9:35Jos 21:8, 17
1 Mak. 9:391Sa 14:50
1 Mak. 9:391Sa 9:1, 2; 11:15
1 Mak. 9:391Sa 14:45; 18:1; 2Sa 1:23
1 Mak. 9:391Sa 14:49
1 Mak. 9:391Sa 31:2
1 Mak. 9:402Sa 4:4
1 Mak. 9:402Sa 9:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 9:1-44

Bhuku Rekutanga reMakoronike

9 VaIsraeri vese vakanyorwa maererano nemadzinza avo, uye vakanyorwa muBhuku reMadzimambo eIsraeri. VaJudha vakatapwa vakaendeswa kuBhabhironi nemhaka yekusatendeka kwavo.+ 2 Vanhu vakanga vari vekutanga kudzokera kunogara kunhaka yavo mumaguta avo vaiva vamwe vaIsraeri, vapristi, vaRevhi, nevashandi vepatemberi.*+ 3 Vamwe vanhu vekwaJudha,+ nevekwaBhenjamini,+ nevekwaEfremu, nevekwaManase vakanogara muJerusarema uye vaiva: 4 Utai mwanakomana waAmihudhi mwanakomana waOmri mwanakomana waImri mwanakomana waBhani, wekwaPerezi+ mwanakomana waJudha. 5 Uye kuvaShiro, kwaiva naAsaya uyo aiva dangwe, nevanakomana vake. 6 Kuvanakomana vaZera+ kwaiva naJeueri nehama dzavo 690.

7 KwaBhenjamini kwaiva naSaruu mwanakomana waMeshuramu mwanakomana waHodhavhiya mwanakomana waHasenua, 8 Ibneya mwanakomana waJerohamu, Eraa mwanakomana waUzai mwanakomana waMikri, naMeshuramu mwanakomana waShefatiya mwanakomana waReueri mwanakomana waIbnija. 9 Hama dzavo semanyorerwo azvakaitwa muzvinyorwa zvedzinza ravo dzaiva 956. Varume ava vese vaiva vakuru vedzimba dzemadzibaba avo.*

10 Kuvapristi kwaiva naJedhaya, Jehoyaribhi, Jakini,+ 11 Azariya mwanakomana waHirikiya mwanakomana waMeshuramu mwanakomana waZadhoki mwanakomana waMerayoti mwanakomana waAhitubhu, mutungamiriri weimba* yaMwari wechokwadi, 12 Adhaya mwanakomana waJerohamu mwanakomana waPashuri mwanakomana waMarikija, Maasai mwanakomana waAdhieri mwanakomana waJazera mwanakomana waMeshuramu mwanakomana waMeshiremiti mwanakomana waImeri, 13 nehama dzavo, vakuru vedzimba dzemadzibaba, varume 1 760 vaiva nesimba uye vaivimbwa navo, vainge vakagadzirira kuita basa repaimba yaMwari wechokwadi.

14 KuvaRevhi kwaiva naShemaya+ mwanakomana waHashubhu mwanakomana waAzrikamu mwanakomana waHashabhiya vese vari vekwaMerari; 15 naBhakbhakari, Hereshi, Garari, Mataniya mwanakomana waMaika mwanakomana waZikri mwanakomana waAsafi, 16 Obhadhiya mwanakomana waShemaya mwanakomana waGarari mwanakomana waJedhutuni, naBherekiya mwanakomana waAsa mwanakomana waErikana, uyo aigara mumisha yevaNetofa.+

17 Varindi vepamagedhi+ vaiva Sharumu, Akubhu, Tarimoni, Ahimani, nehama yavo Sharumu uyo aiva mukuru wavo, 18 uye kusvikira panguva iyoyo aiva pagedhi ramambo kumabvazuva.+ Ava ndivo vaiva varindi vepamagedhi emisasa yevaRevhi. 19 Sharumu mwanakomana waKore mwanakomana waEbhiyasafi mwanakomana waKora, nehama dzake dzeimba yababa vake, dzekwaKora, vaitungamirira basa, vachichengeta masuo etende, uye madzitateguru avo aivawo vatungamiriri vemusasa waJehovha, achichengeta panopindwa napo. 20 Finiyasi+ mwanakomana waEriyezari+ ndiye aimbova mutungamiriri wavo kare; Jehovha aiva naye. 21 Zekariya+ mwanakomana waMesheremiya aiva murindi wepasuo retende rekusanganira.

22 Vese vakasarudzwa kuti vave varindi vepamagedhi vaiva 212. Vainge vagere mumisha yavo vachitevera manyorerwo ainge akaitwa madzinza avo.+ Dhavhidhi naSamueri muoni+ ndivo vakavagadza pabasa ravo nekuti vakanga vakavimbika. 23 Ivo nevanakomana vavo vaitungamirira basa rekurinda magedhi eimba yaJehovha,+ iyo imba yetende. 24 Varindi vepamagedhi vaiva kumativi mana, kumabvazuva, kumavirira, kuchamhembe, nekumaodzanyemba.+ 25 Nguva nenguva, hama dzavo dzaifanira kuuya kubva kumisha yadzo dzoita mazuva 7 dzichishanda pamwe chete navo. 26 Paiva nevakuru vana vevarindi vepamagedhi vakagadzwa kuti vaite basa racho nekuti vaiva vakavimbika. Vaiva vaRevhi, uye vaiona nezvedzimba* nemaichengeterwa pfuma yeimba yaMwari wechokwadi.+ 27 Vaipedza usiku hwese vari munzvimbo dzavo kumativi ese eimba yaMwari wechokwadi, nekuti vaiita basa rekurinda, uye vaichengeta kiyi vachivhura imba yacho mangwanani ega ega.

28 Vamwe vavo vaiona nezvemidziyo+ yebasa racho; vaiiverenga pavaipinda nayo voiverengazve pavaiibudisa. 29 Vamwe vavo vakagadzwa kuti vaone nezvemidziyo, nemidziyo yese mitsvene,+ nefurawa yakatsetseka,+ waini,+ mafuta,+ zvinonhuhwirira zvichena,+ nemafuta ebharisamu.+ 30 Vamwe vanakomana vevapristi vaigadzira musanganiswa wemafuta ebharisamu. 31 Matitiya wekuvaRevhi, uyo aiva dangwe raSharumu wekwaKora, akagadzwa kuti aone nezvezvinhu zvaibikirwa mupani+ nekuti aiva akavimbika. 32 Dzimwe hama dzavo dzekuvaKohati, dzaiona nezvezvingwa zvinoturikidzaniswa,*+ dzichibika zvingwa zvacho pasabata rimwe nerimwe.+

33 Ava ndivo vaiva vaimbi, vakuru vedzimba dzemadzibaba evaRevhi. Vaimbi ava vaiva mudzimba.* Vakanga vasingapiwi mamwe mabasa; nekuti vaifanira kuva pabasa ravo siku nesikati. 34 Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzemadzibaba evaRevhi semanyorerwo azvakaitwa muzvinyorwa zvedzinza ravo, vari vatungamiriri. Vaigara muJerusarema.

35 Jeyieri baba vaGibhiyoni, aigara muGibhiyoni.+ Mudzimai wake ainzi Maaka. 36 Mwanakomana wake wedangwe aiva Abdhoni, achiteverwa naZuri, Kishi, Bhaari, Neri, Nadhabhi, 37 Gedhori, Ahiyo, Zekariya, naMikroti. 38 Mikroti akabereka Shimeyamu. Uye vese vaigara pedyo nehama dzavo muJerusarema pamwe chete nedzimwewo hama dzavo. 39 Neri+ akabereka Kishi; Kishi akabereka Sauro;+ Sauro akabereka Jonatani,+ Mariki-shua,+ Abhinadhabhi,+ naEshbhaari. 40 Mwanakomana waJonatani aiva Meribhi-bhaari.+ Meribhi-bhaari akabereka Mika.+ 41 Vanakomana vaMika vaiva Pitoni, Mereki, Tareya, naAhazi. 42 Ahazi akabereka Jara; Jara akabereka Aremeti, Azmavheti, naZimri. Zimri akabereka Moza. 43 Moza akabereka Bhineya aiva nemwanakomana ainzi Refaya, aiva nemwanakomana ainzi Ereyasa, aiva nemwanakomana ainzi Azeri. 44 Azeri aiva nevanakomana 6 uye mazita avo aiva Azrikamu, Bhokeru, Ishmaeri, Sheariya, Obhadhiya, naHanani. Ava ndivo vaiva vanakomana vaAzeri.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe