RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Vanhu vekwaRevhi (1-30)

      • Vaimbi vepatemberi (31-47)

      • Vanhu vekwaAroni (48-53)

      • Nzvimbo dzekugara dzevaRevhi (54-81)

1 Makoronike 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 29:34; Eks 6:16
  • +Eks 6:18; Nu 3:27
  • +Nu 3:17; 26:57

1 Makoronike 6:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:21
  • +Eks 6:22; Re 10:4

1 Makoronike 6:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vanakomana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:20
  • +1Mak 23:13
  • +Eks 6:26; Mab 7:37, 38
  • +Eks 15:20
  • +Eks 24:1; Re 10:1
  • +Nu 3:32; Dhe 10:6
  • +Eks 6:23; 28:1; Nu 4:28; 1Mak 24:2, 4

1 Makoronike 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:25; Nu 25:11

1 Makoronike 6:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:17

1 Makoronike 6:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:8; 2:35
  • +2Sa 15:27, 36

1 Makoronike 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 11:11

1 Makoronike 6:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 34:14

1 Makoronike 6:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:18
  • +Hag 1:1

1 Makoronike 6:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ndiye anonziwo Geshoni muvhesi 1.

1 Makoronike 6:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 3:18

1 Makoronike 6:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 3:19, 20

1 Makoronike 6:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 26:57

1 Makoronike 6:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 3:18

1 Makoronike 6:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Zvizvarwa zvaKohati zvaiva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:1, 32; 26:10, 11; Jud 11

1 Makoronike 6:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:24

1 Makoronike 6:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 1:1

1 Makoronike 6:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 1:20
  • +1Sa 8:1, 2

1 Makoronike 6:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Zvizvarwa zvaMerari zvaiva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:19; 1Mak 23:21

1 Makoronike 6:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yauya kuzozorora.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 6:17; 1Mak 15:16

1 Makoronike 6:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:14
  • +2Mak 35:15

1 Makoronike 6:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:16, 17
  • +1Sa 8:1, 2

1 Makoronike 6:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 1:1

1 Makoronike 6:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1; 2Mak 5:12; Pis 50:mashoko ekusuma

1 Makoronike 6:44

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 23:6
  • +1Mak 15:16, 17

1 Makoronike 6:48

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 3:5-7

1 Makoronike 6:49

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:1; Nu 3:10
  • +Eks 29:38
  • +Eks 30:7
  • +Eks 30:10; Re 4:20; 17:11; 2Mak 29:24

1 Makoronike 6:50

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:23
  • +Eks 28:1; Nu 3:32

1 Makoronike 6:52

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:17

1 Makoronike 6:53

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:35

1 Makoronike 6:54

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemisasa yavo yakakomberedzwa.”

1 Makoronike 6:55

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 13:22; Jos 21:8, 11

1 Makoronike 6:56

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 14:13; Vat 1:20

1 Makoronike 6:57

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “guta,” sezviri pana Jos 21:13.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 35:12, 13
  • +Jos 20:7, 9
  • +Jos 15:20, 42
  • +Jos 15:20, 48
  • +Jos 21:13-16

1 Makoronike 6:58

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 1:11

1 Makoronike 6:59

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 4:24, 32
  • +Jos 15:10, 12

1 Makoronike 6:60

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 18:21, 24
  • +Jos 21:8, 18; Jer 1:1
  • +Jos 21:4

1 Makoronike 6:61

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vakapiwa maguta 10 pachishandiswa mujenya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:5

1 Makoronike 6:62

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:27-33

1 Makoronike 6:63

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:34-40

1 Makoronike 6:64

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 35:2-4

1 Makoronike 6:66

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:20-26

1 Makoronike 6:67

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “guta,” sezviri pana Jos 21:21.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 20:7, 9
  • +Jos 16:10

1 Makoronike 6:68

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 10:11

1 Makoronike 6:69

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 10:12; Vat 1:35
  • +Jos 19:45, 48

1 Makoronike 6:71

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:41-43
  • +Jos 21:27

1 Makoronike 6:72

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:12, 16
  • +Jos 21:8, 28

1 Makoronike 6:74

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:8, 30

1 Makoronike 6:75

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:28, 31; Vat 1:31

1 Makoronike 6:76

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 20:7, 9; 21:32, 33
  • +Mt 3:13

1 Makoronike 6:77

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:34-39

1 Makoronike 6:78

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:23

1 Makoronike 6:79

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:26

1 Makoronike 6:80

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:1, 2; 2Sa 2:8

1 Makoronike 6:81

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:26
  • +Nu 32:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 6:1Ge 29:34; Eks 6:16
1 Mak. 6:1Eks 6:18; Nu 3:27
1 Mak. 6:1Nu 3:17; 26:57
1 Mak. 6:2Eks 6:21
1 Mak. 6:2Eks 6:22; Re 10:4
1 Mak. 6:3Eks 6:20
1 Mak. 6:31Mak 23:13
1 Mak. 6:3Eks 6:26; Mab 7:37, 38
1 Mak. 6:3Eks 15:20
1 Mak. 6:3Eks 24:1; Re 10:1
1 Mak. 6:3Nu 3:32; Dhe 10:6
1 Mak. 6:3Eks 6:23; 28:1; Nu 4:28; 1Mak 24:2, 4
1 Mak. 6:4Eks 6:25; Nu 25:11
1 Mak. 6:72Sa 8:17
1 Mak. 6:81Mad 1:8; 2:35
1 Mak. 6:82Sa 15:27, 36
1 Mak. 6:12Ne 11:11
1 Mak. 6:132Mak 34:14
1 Mak. 6:142Mad 25:18
1 Mak. 6:14Hag 1:1
1 Mak. 6:17Nu 3:18
1 Mak. 6:18Nu 3:19, 20
1 Mak. 6:19Nu 26:57
1 Mak. 6:20Nu 3:18
1 Mak. 6:22Nu 16:1, 32; 26:10, 11; Jud 11
1 Mak. 6:23Eks 6:24
1 Mak. 6:271Sa 1:1
1 Mak. 6:281Sa 1:20
1 Mak. 6:281Sa 8:1, 2
1 Mak. 6:29Eks 6:19; 1Mak 23:21
1 Mak. 6:312Sa 6:17; 1Mak 15:16
1 Mak. 6:321Mad 6:14
1 Mak. 6:322Mak 35:15
1 Mak. 6:331Mak 15:16, 17
1 Mak. 6:331Sa 8:1, 2
1 Mak. 6:341Sa 1:1
1 Mak. 6:391Mak 25:1; 2Mak 5:12; Pis 50:mashoko ekusuma
1 Mak. 6:441Mak 23:6
1 Mak. 6:441Mak 15:16, 17
1 Mak. 6:48Nu 3:5-7
1 Mak. 6:49Eks 28:1; Nu 3:10
1 Mak. 6:49Eks 29:38
1 Mak. 6:49Eks 30:7
1 Mak. 6:49Eks 30:10; Re 4:20; 17:11; 2Mak 29:24
1 Mak. 6:50Eks 6:23
1 Mak. 6:50Eks 28:1; Nu 3:32
1 Mak. 6:522Sa 8:17
1 Mak. 6:531Mad 2:35
1 Mak. 6:55Nu 13:22; Jos 21:8, 11
1 Mak. 6:56Jos 14:13; Vat 1:20
1 Mak. 6:57Nu 35:12, 13
1 Mak. 6:57Jos 20:7, 9
1 Mak. 6:57Jos 15:20, 42
1 Mak. 6:57Jos 15:20, 48
1 Mak. 6:57Jos 21:13-16
1 Mak. 6:58Vat 1:11
1 Mak. 6:591Mak 4:24, 32
1 Mak. 6:59Jos 15:10, 12
1 Mak. 6:60Jos 18:21, 24
1 Mak. 6:60Jos 21:8, 18; Jer 1:1
1 Mak. 6:60Jos 21:4
1 Mak. 6:61Jos 21:5
1 Mak. 6:62Jos 21:27-33
1 Mak. 6:63Jos 21:34-40
1 Mak. 6:64Nu 35:2-4
1 Mak. 6:66Jos 21:20-26
1 Mak. 6:67Jos 20:7, 9
1 Mak. 6:67Jos 16:10
1 Mak. 6:68Jos 10:11
1 Mak. 6:69Jos 10:12; Vat 1:35
1 Mak. 6:69Jos 19:45, 48
1 Mak. 6:71Dhe 4:41-43
1 Mak. 6:71Jos 21:27
1 Mak. 6:72Jos 19:12, 16
1 Mak. 6:72Jos 21:8, 28
1 Mak. 6:74Jos 21:8, 30
1 Mak. 6:75Jos 19:28, 31; Vat 1:31
1 Mak. 6:76Jos 20:7, 9; 21:32, 33
1 Mak. 6:76Mt 3:13
1 Mak. 6:77Jos 21:34-39
1 Mak. 6:78Nu 21:23
1 Mak. 6:79Dhe 2:26
1 Mak. 6:80Ge 32:1, 2; 2Sa 2:8
1 Mak. 6:81Nu 21:26
1 Mak. 6:81Nu 32:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
  • 48
  • 49
  • 50
  • 51
  • 52
  • 53
  • 54
  • 55
  • 56
  • 57
  • 58
  • 59
  • 60
  • 61
  • 62
  • 63
  • 64
  • 65
  • 66
  • 67
  • 68
  • 69
  • 70
  • 71
  • 72
  • 73
  • 74
  • 75
  • 76
  • 77
  • 78
  • 79
  • 80
  • 81
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 6:1-81

Bhuku Rekutanga reMakoronike

6 Vanakomana vaRevhi+ vaiva Geshoni, Kohati,+ naMerari.+ 2 Vanakomana vaKohati vaiva Amramu, Izihari,+ Hebroni, naUzieri.+ 3 Vana* vaAmramu+ vaiva Aroni,+ Mozisi,+ uye Miriyemu.+ Vanakomana vaAroni vaiva Nadhabhi, Abhihu,+ Eriyezari,+ naItamari.+ 4 Eriyezari akabereka Finiyasi;+ Finiyasi akabereka Abhishua. 5 Abhishua akabereka Bhuki; Bhuki akabereka Uzai. 6 Uzai akabereka Zerahiya; Zerahiya akabereka Merayoti. 7 Merayoti akabereka Amariya; Amariya akabereka Ahitubhu.+ 8 Ahitubhu akabereka Zadhoki;+ Zadhoki akabereka Ahimaazi.+ 9 Ahimaazi akabereka Azariya; Azariya akabereka Johanani. 10 Johanani akabereka Azariya. Aiva mupristi muimba yakavakwa naSoromoni muJerusarema.

11 Azariya akabereka Amariya; Amariya akabereka Ahitubhu. 12 Ahitubhu akabereka Zadhoki;+ Zadhoki akabereka Sharumu. 13 Sharumu akabereka Hirikiya;+ Hirikiya akabereka Azariya. 14 Azariya akabereka Seraya;+ Seraya akabereka Jehozadhaki.+ 15 Jehozadhaki akatapwa, Jehovha paakaendesa Judha neJerusarema kuutapwa achishandisa ruoko rwaNebhukadhinezari.

16 Vanakomana vaRevhi vaiva Geshomu,* Kohati, naMerari. 17 Aya ndiwo mazita evanakomana vaGeshomu: Ribhini naShimei.+ 18 Vanakomana vaKohati vaiva Amramu, Izihari, Hebroni, naUzieri.+ 19 Vanakomana vaMerari vaiva Mari naMushi.

Idzi ndidzo dzaiva mhuri dzevaRevhi maererano nemadzitateguru avo:+ 20 Kumhuri yekwaGeshomu+ kwaiva nemwanakomana wake Ribhini, mwanakomana wake Jahati, mwanakomana wake Zima, 21 mwanakomana wake Joa, mwanakomana wake Idho, mwanakomana wake Zera, mwanakomana wake Jeyaterai. 22 Vanakomana vaKohati vaiva* mwanakomana wake Aminadhabhi, mwanakomana wake Kora,+ mwanakomana wake Asiri, 23 mwanakomana wake Erikana, mwanakomana wake Ebhiyasafi,+ mwanakomana wake Asiri, 24 mwanakomana wake Tahati, mwanakomana wake Urieri, mwanakomana wake Uziya, mwanakomana wake Shauri. 25 Vanakomana vaErikana vaiva Amasai naAhimoti. 26 Kana ari Erikana, vanakomana vaErikana vaiva mwanakomana wake Zofai, mwanakomana wake Nahati, 27 mwanakomana wake Eriyabhi, mwanakomana wake Jerohamu, mwanakomana wake Erikana.+ 28 Vanakomana vaSamueri+ vaiva Joeri dangwe rake uye wechipiri aiva Abhija.+ 29 Vanakomana vaMerari vaiva* Mari,+ uye mwanakomana wake Ribhini, mwanakomana wake Shimei, mwanakomana wake Uza, 30 mwanakomana wake Shimea, mwanakomana wake Hagiya, uye mwanakomana wake Asaya.

31 Ava ndivo vakagadzwa naDhavhidhi kuti vatungamirire kuimba kwaiitwa paimba yaJehovha pashure pekunge Areka yaiswa* ipapo.+ 32 Vaitungamirira kuimba kwaiitwa patebhenekeri, iro tende rekusanganira, kusvikira Soromoni avaka imba yaJehovha muJerusarema,+ uye vakaita basa ravo sekurayirwa kwavakaitwa.+ 33 Ava ndivo varume vaishumira vari pamwe chete nevanakomana vavo: KuvaKohati kwaiva naHemani+ muimbi, mwanakomana waJoeri+ mwanakomana waSamueri 34 mwanakomana waErikana+ mwanakomana waJerohamu mwanakomana waErieri mwanakomana waToa 35 mwanakomana waZufi mwanakomana waErikana mwanakomana waMahati mwanakomana waAmasai 36 mwanakomana waErikana mwanakomana waJoeri mwanakomana waAzariya mwanakomana waZefaniya 37 mwanakomana waTahati mwanakomana waAsiri mwanakomana waEbhiyasafi mwanakomana waKora 38 mwanakomana waIzihari mwanakomana waKohati mwanakomana waRevhi mwanakomana waIsraeri.

39 Hama yake Asafi+ yaimira kuruoko rwake rwerudyi; Asafi aiva mwanakomana waBherekiya mwanakomana waShimea 40 mwanakomana waMikaeri mwanakomana waBhaaseya mwanakomana waMarikija 41 mwanakomana waEtini mwanakomana waZera mwanakomana waAdhaya 42 mwanakomana waEtani mwanakomana waZima mwanakomana waShimei 43 mwanakomana waJahati mwanakomana waGeshomu mwanakomana waRevhi.

44 Vanhu vekwaMerari,+ hama dzavo, vaimira kuruoko rwake rweruboshwe; kwaiva naEtani+ mwanakomana waKishai mwanakomana waAbdhi mwanakomana waMaruki 45 mwanakomana waHashabhiya mwanakomana waAmaziya mwanakomana waHirikiya 46 mwanakomana waAmzi mwanakomana waBhani mwanakomana waShemeri 47 mwanakomana waMari mwanakomana waMushi mwanakomana waMerari mwanakomana waRevhi.

48 Hama dzavo vaRevhi ndidzo dzakagadzwa pabasa rese repatebhenekeri, imba yaMwari wechokwadi.+ 49 Aroni nevanakomana vake+ vaiita kuti zvibayiro zvipfungaire paatari yekupisira zvibayiro+ nepaatari yerusenzi,+ vachiita mabasa aiva nechekuita nezvinhu zvitsvenetsvene, kuti vayananisire Israeri,+ maererano nezvese zvakanga zvarayirwa naMozisi muranda waMwari wechokwadi. 50 Ava ndivo vaiva vanhu vekwaAroni:+ mwanakomana wake Eriyezari,+ mwanakomana wake Finiyasi, mwanakomana wake Abhishua, 51 mwanakomana wake Bhuki, mwanakomana wake Uzai, mwanakomana wake Zerahiya, 52 mwanakomana wake Merayoti, mwanakomana wake Amariya, mwanakomana wake Ahitubhu,+ 53 mwanakomana wake Zadhoki,+ uye mwanakomana wake Ahimaazi.

54 Idzi ndidzo dzaiva nzvimbo dzavo dzekugara maererano nemisasa yavo* munharaunda dzavo: kana vari vazukuru vaAroni vekumhuri yevaKohati, avo vakava nemujenya wekutanga, 55 vakavapa Hebroni+ iri munyika yaJudha, nemafuro aiva akaipoteredza. 56 Asi munda weguta racho nemisha yaro vakazvipa Karebhi+ mwanakomana waJefune. 57 Vanhu vekwaAroni vakavapa maguta* ekupotera,+ Hebroni,+ uye Ribna+ nemafuro ayo, Jatiri,+ Eshtemoa nemafuro ayo,+ 58 Hireni nemafuro ayo, Dhebhiri+ nemafuro ayo, 59 Ashani+ nemafuro ayo, neBheti-shemeshi+ nemafuro ayo; 60 uye kubva kudzinza raBhenjamini vakapiwa Gebha+ nemafuro ayo, Aremeti nemafuro ayo, Anatoti+ nemafuro ayo. Maguta avo ese emhuri dzavo aiva 13.+

61 Vamwe vaKohati vese vakapiwa maguta 10,* akabva kumhuri yedzinza, akabva kuhafu yedzinza, hafu yaManase.+

62 VaGeshomu vakapiwa maguta 13 maererano nemhuri dzavo, akabva kudzinza raIsakari, dzinza raAsheri, dzinza raNaftari, nedzinza raManase muBhashani.+

63 VaMerari vakapiwa maguta 12 maererano nemhuri dzavo, pachishandiswa mujenya, akabva kudzinza raRubheni, kudzinza raGadhi, uye kudzinza raZebhuroni.+

64 Saka vaIsraeri vakapa vaRevhi maguta aya nemafuro awo.+ 65 Uyewo pachishandiswa mujenya vakavapa maguta aya akabva kudzinza raJudha, dzinza raSimiyoni, nedzinza raBhenjamini, maguta akanyorwa nemazita awo.

66 Dzimwe mhuri dzevaKohati dzaiva nemaguta akabva kudzinza raEfremu.+ 67 Vakavapa maguta* ekupotera, Shekemu+ nemafuro ayo munyika ine makomo yaEfremu, Gezeri+ nemafuro ayo, 68 Jokmeyamu nemafuro ayo, Bheti-horoni+ nemafuro ayo, 69 Aijaroni+ nemafuro ayo, neGati-rimoni+ nemafuro ayo; 70 uye kubva kuhafu yedzinza raManase, dzimwe mhuri dzese dzevaKohati dzakapiwa Aneri nemafuro ayo neBhireyamu nemafuro ayo.

71 Vakapa vaGeshomu Gorani+ iri muBhashani nemafuro ayo neAshtaroti nemafuro ayo,+ anova maguta akabva kuhafu yedzinza raManase; 72 uye kubva kudzinza raIsakari vakapiwa Kedheshi nemafuro ayo, Dhabherati+ nemafuro ayo,+ 73 Ramoti nemafuro ayo, neAnemu nemafuro ayo; 74 uye kubva kudzinza raAsheri vakapiwa Mashari nemafuro ayo, Abdhoni nemafuro ayo,+ 75 Hukoki nemafuro ayo, neRehobhu+ nemafuro ayo; 76 uye kubva kudzinza raNaftari vakapiwa Kedheshi+ iri muGarireya+ nemafuro ayo, Hamoni nemafuro ayo, neKiriyataimu nemafuro ayo.

77 Vamwe vaMerari vese vakavapa Rimono nemafuro ayo, Tabhori nemafuro ayo, anova maguta akabva kudzinza raZebhuroni;+ 78 uye munharaunda yeJodhani iri kuJeriko, kumabvazuva kwaJodhani, vakavapa kubva kudzinza raRubheni, Bhezeri iri murenje nemafuro ayo, Jahazi+ nemafuro ayo, 79 Kedhemoti+ nemafuro ayo, neMefaati nemafuro ayo; 80 uye kubva kudzinza raGadhi vakapiwa Ramoti iri muGiriyedhi nemafuro ayo, Mahanaimu+ nemafuro ayo, 81 Heshbhoni+ nemafuro ayo, neJazeri+ nemafuro ayo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe