RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 135
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Rumbidzai Jah nekuda kweukuru hwake

        • Zviratidzo nezvishamiso zvekurwisa vaIjipiti (8, 9)

        • “Zita renyu rinogara nekusingaperi” (13)

        • Zvidhori zvisina upenyu (15-18)

Pisarema 135:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 113:1; Zva 19:5

Pisarema 135:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 96:8; 116:19

Pisarema 135:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:68; Mt 19:17

Pisarema 135:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:5; Dhe 7:6

Pisarema 135:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 10:17; Pis 97:9

Pisarema 135:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 115:3; Isa 46:10

Pisarema 135:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mhute isimuke.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Anoitira mvura inonaya pekubuda napo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21; Nu 11:31; Jer 10:13; 51:16; Jon 1:4

Pisarema 135:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:12, 29

Pisarema 135:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:20; 8:6, 17; 9:6, 10, 23; 10:12, 21
  • +Pis 136:15

Pisarema 135:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 44:2
  • +Jos 12:7, 8

Pisarema 135:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:23, 24
  • +Nu 21:33-35

Pisarema 135:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:23

Pisarema 135:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zita renyu rinogara.” ChiHeb., “chiyeuchidzo chenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:15; Pis 102:12

Pisarema 135:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achamiririra nyaya dzevanhu vake.”

  • *

    Kana kuti “achazvidemba pamusoro pevashumiri vake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:31
  • +Dhe 32:36

Pisarema 135:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 115:4-8; Isa 46:6; Mab 17:29; 1VaK 10:19

Pisarema 135:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ha 2:19

Pisarema 135:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 10:14

Pisarema 135:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 44:9
  • +Pis 97:7

Pisarema 135:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 10:8

Pisarema 135:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 48:1; 132:13
  • +Jer 3:17
  • +Zva 19:6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 135:1Pis 113:1; Zva 19:5
Pis. 135:2Pis 96:8; 116:19
Pis. 135:3Pis 119:68; Mt 19:17
Pis. 135:4Eks 19:5; Dhe 7:6
Pis. 135:5Dhe 10:17; Pis 97:9
Pis. 135:6Pis 115:3; Isa 46:10
Pis. 135:7Eks 14:21; Nu 11:31; Jer 10:13; 51:16; Jon 1:4
Pis. 135:8Eks 12:12, 29
Pis. 135:9Eks 7:20; 8:6, 17; 9:6, 10, 23; 10:12, 21
Pis. 135:9Pis 136:15
Pis. 135:10Pis 44:2
Pis. 135:10Jos 12:7, 8
Pis. 135:11Nu 21:23, 24
Pis. 135:11Nu 21:33-35
Pis. 135:12Jos 11:23
Pis. 135:13Eks 3:15; Pis 102:12
Pis. 135:14Eks 14:31
Pis. 135:14Dhe 32:36
Pis. 135:15Pis 115:4-8; Isa 46:6; Mab 17:29; 1VaK 10:19
Pis. 135:16Ha 2:19
Pis. 135:17Jer 10:14
Pis. 135:18Isa 44:9
Pis. 135:18Pis 97:7
Pis. 135:20Dhe 10:8
Pis. 135:21Pis 48:1; 132:13
Pis. 135:21Jer 3:17
Pis. 135:21Zva 19:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 135:1-21

Mapisarema

135 Rumbidzai Jah!*

Rumbidzai zita raJehovha;

Murumbidzei, imi vashumiri vaJehovha,+

 2 Imi makamira muimba yaJehovha,

Muzvivanze zveimba yaMwari wedu.+

 3 Rumbidzai Jah, nekuti Jehovha akanaka.+

Imbai muchirumbidza zita rake, nekuti rinofadza.

 4 Nekuti Jah akazvisarudzira Jakobho,

Israeri kuti ave pfuma yake yaanokoshesa.+

 5 Nekuti ndinonyatsoziva kuti Jehovha mukuru;

Ishe wedu mukuru kupfuura vamwe vanamwari vese.+

 6 Jehovha anoita zvese zvaanenge achida kuita+

Kudenga nepanyika, mumakungwa nemumvura yese yakadzika.

 7 Anoita kuti makore asimuke* kubva kumigumo yenyika;

Anoita kuti mvura yekunaya ive nemheni;*

Anobudisa mhepo mumatura ake.+

 8 Akarova matangwe eIjipiti,

Vanhu zvese nemhuka.+

 9 Akatuma zviratidzo nezvishamiso pakati pako, iwe Ijipiti,+

Pana Farao nepavashandi vake vese.+

10 Akaparadza marudzi akawanda+

Uye akauraya madzimambo aiva nesimba,+

11 Sihoni mambo wevaAmori,+

Ogi mambo weBhashani,+

Neumambo hwese hweKenani.

12 Akapa nyika yavo kuti ive nhaka,

Nhaka yevanhu vake vaIsraeri.+

13 Haiwa Jehovha, zita renyu rinogara nekusingaperi.

Haiwa Jehovha, mukurumbira wenyu unogara* kwezvizvarwa zvese.+

14 Nekuti Jehovha achadzivirira vanhu vake,*+

Uye achanzwira tsitsi vashumiri vake.*+

15 Zvidhori zvemamwe marudzi isirivha negoridhe,

Basa remaoko emunhu.+

16 Zvine muromo, asi hazvitauri;+

Zvine maziso, asi hazvioni;

17 Zvine nzeve, asi hazvinzwi.

Hazvina mweya wekufema mumuromo mazvo.+

18 Vanhu vanozvigadzira vachafanana nazvo,+

Uye ndizvo zvichaitawo vese vanovimba nazvo.+

19 Imi imba yaIsraeri, rumbidzai Jehovha.

Imi imba yaAroni, rumbidzai Jehovha.

20 Imi imba yaRevhi, rumbidzai Jehovha.+

Imi vanotya Jehovha, rumbidzai Jehovha.

21 Jehovha ngaarumbidzwe muZiyoni,+

Iye anogara muJerusarema.+

Rumbidzai Jah!+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe