RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuvimba naMwari kunyange upenyu huri mungozi

        • ‘Nei mhandu dzawanda kudai?’ (1)

        • “Ruponeso nderwaJehovha” (8)

Pisarema 3:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 28

Pisarema 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:12; 16:15
  • +2Sa 12:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 28

Pisarema 3:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezvemweya wangu.”

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 28

    5/15/2006, p. 18

Pisarema 3:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:1
  • +Isa 45:25
  • +Pis 27:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, pp. 28-29

Pisarema 3:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:25; Pis 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 29

Pisarema 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 4:8; Zvi 3:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 29

Pisarema 3:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 6:15, 16; Pis 27:3; VaR 8:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 30

Pisarema 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 4:10
  • +2VaT 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 30

Pisarema 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:39; Isa 43:11; Zva 19:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 30

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 3:mashoko ekusuma2Sa 15:14
Pis. 3:12Sa 15:12; 16:15
Pis. 3:12Sa 12:11
Pis. 3:22Sa 16:7, 8
Pis. 3:3Ge 15:1
Pis. 3:3Isa 45:25
Pis. 3:3Pis 27:6
Pis. 3:42Sa 15:25; Pis 2:6
Pis. 3:5Pis 4:8; Zvi 3:24
Pis. 3:62Mad 6:15, 16; Pis 27:3; VaR 8:31
Pis. 3:71Ti 4:10
Pis. 3:72VaT 1:6
Pis. 3:8Pis 37:39; Isa 43:11; Zva 19:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 3:1-8

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi paaitiza mwanakomana wake Absaromu.+

3 Haiwa Jehovha, nei mhandu dzangu dzawanda kudai?+

Nei vazhinji vari kundipandukira?+

 2 Vazhinji vari kuti nezvangu:*

“Mwari haasi kuzomuponesa.”+ (Sera)*

 3 Asi imi, haiwa Jehovha, muri nhoo kumativi angu ese.+

Ndimi kukudzwa+ kwangu uye munosimudza musoro wangu.+

 4 Ndichadanidzira kuna Jehovha,

Uye achandipindura ari pagomo rake dzvene.+ (Sera)

 5 Ndicharara pasi, ndobatwa nehope;

Uye ndichamuka ndisina chekutya,

Nekuti Jehovha anoramba achinditsigira.+

 6 Handityi makumi ezviuru

Akamira kumativi ese kuti andirwise.+

 7 Simukai, haiwa Jehovha! Ndiponesei,+ haiwa Mwari wangu!

Nekuti mucharova vavengi vangu vese pashaya dzavo;

Muchagura mazino evakaipa.+

 8 Ruponeso nderwaJehovha.+

Chikomborero chenyu chiri pavanhu venyu. (Sera)

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe