RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 74
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekuti Mwari ayeuke vanhu vake

        • Mabasa aMwari ekuponesa anoyeukwa (12-17)

        • “Yeukai kunyomba kwemuvengi” (18)

Pisarema 74:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1; 2Mak 35:15

Pisarema 74:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 5:20
  • +Dhe 29:19, 20; Pis 100:3

Pisarema 74:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ungano yenyu yamakawana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:29
  • +Dhe 4:20; 32:9
  • +Pis 48:2; 132:13

Pisarema 74:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 9:17
  • +Pis 79:1

Pisarema 74:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 2:7

Pisarema 74:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:18, 35

Pisarema 74:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:9; Isa 64:11

Pisarema 74:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nzvimbo dzese dzinonamatirwa Mwari.”

Pisarema 74:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vazivisi, p. 62

Pisarema 74:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 13:2; 79:4
  • +Eze 36:23

Pisarema 74:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muhomwe yepachipfuva yenguo yenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 44:23; Isa 64:12; Mari 2:3

Pisarema 74:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:2; Isa 33:22

Pisarema 74:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21; Ne 9:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

Pisarema 74:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

Pisarema 74:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 48:21
  • +Jos 3:13

Pisarema 74:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:3, 5; Pis 136:7, 8

Pisarema 74:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 17:26
  • +Ge 8:22

Pisarema 74:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 52:5

Pisarema 74:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wenjiva.”

Pisarema 74:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 12:5
  • +Ezr 3:11

Pisarema 74:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:50, 51; Isa 52:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 74:mashoko ekusuma1Mak 25:1; 2Mak 35:15
Pis. 74:1Mari 5:20
Pis. 74:1Dhe 29:19, 20; Pis 100:3
Pis. 74:2Dhe 9:29
Pis. 74:2Dhe 4:20; 32:9
Pis. 74:2Pis 48:2; 132:13
Pis. 74:3Dha 9:17
Pis. 74:3Pis 79:1
Pis. 74:4Mari 2:7
Pis. 74:61Mad 6:18, 35
Pis. 74:72Mad 25:9; Isa 64:11
Pis. 74:10Pis 13:2; 79:4
Pis. 74:10Eze 36:23
Pis. 74:11Pis 44:23; Isa 64:12; Mari 2:3
Pis. 74:12Eks 15:2; Isa 33:22
Pis. 74:13Eks 14:21; Ne 9:10, 11
Pis. 74:15Isa 48:21
Pis. 74:15Jos 3:13
Pis. 74:16Ge 1:3, 5; Pis 136:7, 8
Pis. 74:17Mab 17:26
Pis. 74:17Ge 8:22
Pis. 74:18Isa 52:5
Pis. 74:21Pis 12:5
Pis. 74:21Ezr 3:11
Pis. 74:22Pis 89:50, 51; Isa 52:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 74:1-23

Mapisarema

Maskiri.* Rwiyo rwaAsafi.+

74 Haiwa Mwari, makatirasirei nekusingaperi?+

Nei hasha dzenyu dzichipfungaidza makwai emafuro enyu?+

 2 Yeukai vanhu vamakawana* kare kare,+

Dzinza ramakadzikinura kuti rive nhaka yenyu.+

Yeukai Gomo reZiyoni, nzvimbo yamanga muchigara.+

 3 Itai nhanho dzenyu makananga kumatongo asingaperi.+

Muvengi aparadza zvese zviri munzvimbo tsvene.+

 4 Vanokuvengai vakadzvova vari munzvimbo yenyu yekuungana.+

Vakasimudza mireza yavo kuti ive zviratidzo imomo.

 5 Vaiita sevarume vari kusimudza matemo avo kuti vateme sango remiti.

 6 Vakakwachura zvese zvakanga zvakatemerwa pairi,+ vachishandisa matemo nemigwara.

 7 Vakapisa nzvimbo yenyu tsvene nemoto.+

Vakasvibisa tebhenekeri yaiva nezita renyu, vachiiwisira pasi.

 8 Ivo nevana vavo vakati mumwoyo mavo:

“Nzvimbo dzese dzekuunganira dzaMwari* dziri munyika dzinofanira kupiswa.”

 9 Hapana zviratidzo zvekuti tione;

Hakusisina kana muprofita,

Uye hapana kana mumwe wedu anoziva kuti izvi zvicharamba zvakadaro kusvikira riini.

10 Haiwa Mwari, mhandu icharamba ichinyomba kusvikira riini?+

Muvengi achashora zita renyu nekusingaperi here?+

11 Munoregererei kutambanudza ruoko rwenyu, ruoko rwenyu rwerudyi?+

Rubvisei pachipfuva penyu* muvaparadze.

12 Asi Mwari ndiye Mambo wangu kubvira kare kare,

Ari kuita mabasa ekuponesa panyika.+

13 Makabvongodza gungwa nesimba renyu;+

Makapwanya misoro yemazimhuka emugungwa ari mumvura.

14 Makapwanya misoro yeRevhiatani;*

Makaipa vanhu kuti vadye, vaya vaigara mumagwenga.

15 Makatsemura zvitubu uye hova dzemvura;+

Makaomesa nzizi dzaigara dzichiyerera.+

16 Masikati ndeenyu, uyewo usiku ndehwenyu.

Makagadzira chiedza uye zuva.+

17 Makaisa miganhu yese yenyika;+

Makaita kuti kuve nezhizha nechando.+

18 Yeukai kunyomba kwemuvengi, haiwa Jehovha,

Kushorwa kunoitwa zita renyu nerudzi rusina musoro.+

19 Musapa mhuka dzesango njiva* yenyu.

Musakanganwa nekusingaperi upenyu hwevanhu venyu vari kutambura.

20 Yeukai sungano yamakaita nesu,

Nekuti nzvimbo dzine rima dzenyika dzazara nevanhu vemhirizhonga.

21 Itai kuti akadzvinyirirwa asadzoka aora mwoyo;+

Vakaderera uye varombo ngavarumbidze zita renyu.+

22 Simukai, haiwa Mwari, mumiririre nyaya yenyu mudare.

Yeukai kunyombwa kwamunoitwa nemapenzi zuva rese.+

23 Musakanganwa zviri kutaurwa nevavengi venyu.

Ruzha rwevaya vari kukupandukirai runoramba ruchikwira.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe