RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 12:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurangwa.”

  • *

    Kana kuti “haana njere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:13
  • +Pis 32:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, pp. 28-29

Zvirevo 12:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 25:1; 1Mad 8:31, 32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, p. 28

Zvirevo 12:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:10, 38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, p. 29

    9/15/1994, p. 32

Zvirevo 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:22; 19:14
  • +1Mad 21:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, pp. 29-30

Zvirevo 12:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, p. 30

Zvirevo 12:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Mashoko evakaipa anohwandira achida kudeura ropa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 17:1, 2
  • +Es 7:3, 4; Zvi 14:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, p. 30

Zvirevo 12:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 24:3; Mt 7:24, 25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, p. 30

Zvirevo 12:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:39; 1Sa 16:18
  • +1Sa 25:14, 17; Mt 27:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, p. 30

    Chikoro Choushumiri, p. 198

Zvirevo 12:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chingwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, p. 30

Zvirevo 12:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wechipfuwo chake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 33:12-14; Eks 23:12; Dhe 22:4, 10; 25:4; Jon 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, pp. 30-31

    Mukai!,

    11/8/1998, p. 27

Zvirevo 12:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “njere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:19; VaE 4:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2008, p. 3

    1/15/2003, p. 31

Zvirevo 12:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2003, p. 31

Zvirevo 12:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:23, 24; Pis 5:6; Mup 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 26

Zvirevo 12:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “pamuromo wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:2; 18:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 27

Zvirevo 12:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:7; 26:12
  • +Zvi 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 27

Zvirevo 12:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zuva iroro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 29:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 27

Zvirevo 12:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvakarurama.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 27

Zvirevo 12:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 51

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2018, pp. 15-16

    Ramba Uri Murudo rwaMwari, p. 160

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 102-104

    “Rudo rwaMwari,” pp. 134-135

    Nharireyomurindi,

    6/1/2005, p. 20

    11/15/2004, p. 27

    3/15/2003, pp. 27-28

    3/1/2000, pp. 17-18

    7/1/1998, p. 32

    9/15/1996, p. 23

    Chakavanzika Chomufarwa, p. 147

Zvirevo 12:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 3:10
  • +Zvi 19:9; Mab 5:3, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2007, p. 7

    3/15/2003, p. 28

Zvirevo 12:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vanopa mazano erugare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:9

Zvirevo 12:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:9, 10
  • +Zvi 1:30, 31; Isa 48:22

Zvirevo 12:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:6; Zvi 6:16, 17; Zva 21:8

Zvirevo 12:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 18

    3/15/2003, p. 29

Zvirevo 12:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 39:4; 1Mad 11:28
  • +Zvi 19:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 29

Zvirevo 12:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:6; Zvi 13:12; 15:13
  • +Zvi 16:24; Isa 50:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 1 2020 p. 12

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, pp. 29-30

    3/1/1990, pp. 5-6

Zvirevo 12:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 30

Zvirevo 12:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:13-15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 30

Zvirevo 12:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:27; Zvi 10:7; Ha 2:4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 12:1Zvi 4:13
Zvir. 12:1Pis 32:9
Zvir. 12:2Dhe 25:1; 1Mad 8:31, 32
Zvir. 12:3Pis 37:10, 38
Zvir. 12:4Zvi 18:22; 19:14
Zvir. 12:41Mad 21:25
Zvir. 12:62Sa 17:1, 2
Zvir. 12:6Es 7:3, 4; Zvi 14:3
Zvir. 12:7Zvi 24:3; Mt 7:24, 25
Zvir. 12:8Ge 41:39; 1Sa 16:18
Zvir. 12:81Sa 25:14, 17; Mt 27:3, 4
Zvir. 12:9Zvi 13:7
Zvir. 12:10Ge 33:12-14; Eks 23:12; Dhe 22:4, 10; 25:4; Jon 4:11
Zvir. 12:11Zvi 28:19; VaE 4:28
Zvir. 12:131Mad 2:23, 24; Pis 5:6; Mup 5:6
Zvir. 12:14Zvi 13:2; 18:20
Zvir. 12:15Zvi 3:7; 26:12
Zvir. 12:15Zvi 1:5
Zvir. 12:16Zvi 29:11
Zvir. 12:18Zvi 16:24
Zvir. 12:191Pe 3:10
Zvir. 12:19Zvi 19:9; Mab 5:3, 5
Zvir. 12:20Mt 5:9
Zvir. 12:21Pis 91:9, 10
Zvir. 12:21Zvi 1:30, 31; Isa 48:22
Zvir. 12:22Pis 5:6; Zvi 6:16, 17; Zva 21:8
Zvir. 12:23Zvi 10:19
Zvir. 12:24Ge 39:4; 1Mad 11:28
Zvir. 12:24Zvi 19:15
Zvir. 12:25Pis 38:6; Zvi 13:12; 15:13
Zvir. 12:25Zvi 16:24; Isa 50:4
Zvir. 12:27Zvi 26:13-15
Zvir. 12:28Pis 37:27; Zvi 10:7; Ha 2:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 12:1-28

Zvirevo

12 Munhu anoda kurayirwa* anoda ruzivo,+

Asi uya anovenga kutsiurwa haafungi.*+

 2 Munhu akanaka anoita zvinhu zvinoita kuti afarirwe naJehovha,

Asi munhu anoronga mazano akaipa haafarirwi naye.+

 3 Hapana munhu anochengetedzwa nezvakaipa,+

Asi vakarurama havafi vakadzurwa.

 4 Mudzimai anoita zvakanaka ikorona kumurume wake,+

Asi mudzimai anoita zvinonyadzisa akaita sechirwere chinoodza mapfupa emurume wake.+

 5 Pfungwa dzevakarurama dzinofunga zvakarurama,

Asi kutungamirira kwevakaipa ndekweunyengeri.

 6 Mashoko evakaipa akafanana nemunhu anohwandira achida kuuraya,*+

Asi muromo wevakarurama unovaponesa.+

 7 Kana vakaipa vakundwa, vanenge vasisipo,

Asi imba yevakarurama icharamba yakamira.+

 8 Munhu anorumbidzwa nekuda kwekungwara kwemuromo wake,+

Asi ane mwoyo usina kururama achabatwa zvisina ruremekedzo.+

 9 Zviri nani kutarisirwa pasi asi uine mushandi,

Pane kuzvirumbidza iwe usina zvekudya.*+

10 Munhu akarurama anochengeta zvipfuwo zvake,*+

Asi kunyange ngoni dzevakaipa dzine utsinye.

11 Munhu anorima munda wake achagutswa nezvekudya,+

Asi uya anodzingirirana nezvinhu zvisina basa haana pfungwa.*

12 Munhu akaipa anochiva zvavhimwa nevamwe vanhu vakaipa,

Asi midzi yevakarurama inobereka michero.

13 Munhu akaipa anobatwa nekutaura kwake kwakaipa,+

Asi munhu akarurama anopona padambudziko.

14 Munhu anogutswa nezvibereko zvakanaka zvinobva pakutaura kwake,*+

Uye basa remaoko ake richamupa mubayiro.

15 Benzi rinoona kunge nzira yaro yakarurama,+

Asi munhu akachenjera anobvuma kupiwa zano.+

16 Benzi rinoratidza kugumbuka kwaro pakarepo,*+

Asi munhu akangwara haana basa nazvo kana akadenhwa.

17 Munhu anopa uchapupu hwakatendeka anotaura chokwadi,*

Asi chapupu chenhema chinotaura zvekunyengera.

18 Mashoko anotaurwa asina kufungwa anobaya sebakatwa,

Asi rurimi rweakachenjera runoporesa.+

19 Muromo unotaura chokwadi ucharamba uripo nekusingaperi,+

Asi rurimi runoreva nhema ruchangovapo kwekanguva.+

20 Unyengeri huri mumwoyo mevaya vanoronga kuita zvakaipa,

Asi vaya vanoita kuti pave nerugare* vanofara.+

21 Hapana chakaipa chichasangana nemunhu akarurama,+

Asi vakaipa vachamomoterwa nematambudziko.+

22 Miromo inoreva nhema inosemesa Jehovha,+

Asi vaya vakatendeka vanomufadza.

23 Munhu ane njere anovanza zvaanoziva,

Asi mwoyo webenzi unongorutsa mashoko eupenzi hwaro.+

24 Maoko anoshanda nesimba achatonga,+

Asi vanogarira maoko vachaitiswa basa rekumanikidzwa.+

25 Kunetseka kuri mumwoyo wemunhu kunouremedza,+

Asi shoko rakanaka rinoita kuti unyevenuke.+

26 Munhu akarurama anotsvaga mafuro ake,

Asi nzira yevakaipa inoita kuti varasike.

27 Simbe haidzingiriri mhuka yairi kuvhima,+

Asi kushanda nesimba ndiyo pfuma inokosha yemunhu.

28 Nzira yekururama inotungamirira kuupenyu;+

Mainopfuura namo hamuna rufu.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe