RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Vanhu vanoramba kutsiurwa naJehovha (1-13)

      • Kuparadzwa asi vasingapedzwi vese (14-19)

      • Jehovha anoita kuti vanhu vazvidavirire (20-31)

Jeremiya 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 22:29; Mik 7:2

Jeremiya 5:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 48:1

Jeremiya 5:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “havana kupera simba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:9
  • +2Mak 28:20-22; Jer 2:30
  • +Zek 7:11
  • +Pis 50:17; Isa 42:24, 25; Eze 3:7; Zef 3:2

Jeremiya 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 3:1

Jeremiya 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 9:6; Isa 59:12; Eze 23:19

Jeremiya 5:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 23:6, 7; Jer 2:11; 12:16; Zef 1:4, 5

Jeremiya 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 22:11

Jeremiya 5:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ungarega.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:25; Jer 9:9; 44:22; Na 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1988, p. 26

Jeremiya 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:44; Jer 46:28

Jeremiya 5:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 48:8; Jer 3:20; Ho 5:7; 6:7

Jeremiya 5:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Haako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:15, 16; Isa 28:15
  • +Jer 23:17

Jeremiya 5:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, shoko raMwari.

Jeremiya 5:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:9
  • +Jer 23:29

Jeremiya 5:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:15; 4:16; 25:9; Eze 7:24; Ha 1:6
  • +Dhe 28:49, 50

Jeremiya 5:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:16

Jeremiya 5:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 4:27

Jeremiya 5:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:27; 28:48; 29:24, 25; 2Mak 7:21, 22

Jeremiya 5:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “imi mapenzi asina mwoyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 4:22
  • +Isa 59:10
  • +Isa 6:9; Eze 12:2; Mt 13:13

Jeremiya 5:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:8, 11; Pis 33:7; Zvi 8:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2004, p. 8

Jeremiya 5:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:10; Jer 11:8

Jeremiya 5:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yebumharutsva.” Iyi imvura inotanga kunaya tichangobva muchirimo

  • *

    Masutso inguva yegore apo zvirimwa zvinenge zvava kuda kudyiwa.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 11:14

Jeremiya 5:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:23, 24; Jer 3:3

Jeremiya 5:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Amo 8:5; Mik 6:11, 12

Jeremiya 5:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:23
  • +Pis 82:2

Jeremiya 5:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ungarega.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1988, p. 26

Jeremiya 5:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 14:14; Mari 2:14; Eze 13:6
  • +Isa 30:10; Joh 3:19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 5:1Eze 22:29; Mik 7:2
Jer. 5:2Isa 48:1
Jer. 5:32Mak 16:9
Jer. 5:32Mak 28:20-22; Jer 2:30
Jer. 5:3Zek 7:11
Jer. 5:3Pis 50:17; Isa 42:24, 25; Eze 3:7; Zef 3:2
Jer. 5:5Mik 3:1
Jer. 5:6Ezr 9:6; Isa 59:12; Eze 23:19
Jer. 5:7Jos 23:6, 7; Jer 2:11; 12:16; Zef 1:4, 5
Jer. 5:8Eze 22:11
Jer. 5:9Re 26:25; Jer 9:9; 44:22; Na 1:2
Jer. 5:10Re 26:44; Jer 46:28
Jer. 5:11Isa 48:8; Jer 3:20; Ho 5:7; 6:7
Jer. 5:122Mak 36:15, 16; Isa 28:15
Jer. 5:12Jer 23:17
Jer. 5:14Jer 1:9
Jer. 5:14Jer 23:29
Jer. 5:15Jer 1:15; 4:16; 25:9; Eze 7:24; Ha 1:6
Jer. 5:15Dhe 28:49, 50
Jer. 5:17Re 26:16
Jer. 5:18Jer 4:27
Jer. 5:19Dhe 4:27; 28:48; 29:24, 25; 2Mak 7:21, 22
Jer. 5:21Jer 4:22
Jer. 5:21Isa 59:10
Jer. 5:21Isa 6:9; Eze 12:2; Mt 13:13
Jer. 5:22Job 38:8, 11; Pis 33:7; Zvi 8:29
Jer. 5:23Pis 95:10; Jer 11:8
Jer. 5:24Dhe 11:14
Jer. 5:25Dhe 28:23, 24; Jer 3:3
Jer. 5:27Amo 8:5; Mik 6:11, 12
Jer. 5:28Isa 1:23
Jer. 5:28Pis 82:2
Jer. 5:31Jer 14:14; Mari 2:14; Eze 13:6
Jer. 5:31Isa 30:10; Joh 3:19
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 5:1-31

Jeremiya

5 Tendererai mumigwagwa yeJerusarema.

Tarisai kwese kwese mucherechedze.

Tsvagai mumisika yaro

Kuti muone kana mungawana munhu anoita zvakarurama,+

Anotsvaga kuva munhu akatendeka,

Uye ini ndichabva ndarikanganwira.

 2 Kunyange kana vakati: “NaJehovha mupenyu!”

Vachange vachingopika zvenhema.+

 3 Haiwa Jehovha, maziso enyu haatsvagi kutendeka here?+

Makavarova, asi hazvina zvazvakabatsira.*

Makavaparadza, asi vakaramba kurangwa.+

Vakaomesa zviso zvavo kupfuura dombo,+

Uye vakaramba kudzoka.+

 4 Asi ndakazviudza kuti: “Chokwadi ava vanofanira kunge vari ivo vanhu vakaderera.

Vanoita zveupenzi, nekuti havazivi nzira yaJehovha,

Iwo mutongo waMwari wavo.

 5 Ndichaenda kuvarume vanokudzwa ndotaura navo,

Nekuti vanofanira kunge vakafunga nezvenzira yaJehovha,

Iwo mutongo waMwari wavo.+

Asi vese vakanga vatyora joko racho

Uye vadambura zvisungo.”

 6 Ndokusaka shumba yemusango ichivarwisa,

Mhumhi yemurenje ichiramba ichivaparadza,

Uye mbada ichiramba yakamuka pamaguta avo.

Munhu wese anobuda mumaguta iwayo anobvamburwa-bvamburwa.

Nekuti kudarika kwavo kuzhinji;

Mabasa avo ekusatendeka mazhinji.+

 7 Ndingakukanganwira sei pazvinhu zvakadai?

Vanakomana vako vandisiya,

Uye vanopika nezvinhu zvisiri Mwari.+

Ndakavapa zvese zvavaida,

Asi ivo vakaramba vachiita upombwe,

Uye vakadirana vachienda kuimba yepfambi.

 8 Vakaita semabhiza anoda gadzi zvakanyanya,

Mumwe nemumwe achichemera mudzimai wemumwe munhu.+

 9 “Handingaiti kuti vazvidavirire pazvinhu izvi here?” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

“Ndingarega* kutsiva rudzi rwakadai here?”+

10 “Uyai muparadze minda yaro yemizambiringa,

Asi musabva maiparadza zvekuipedzeredza.+

Bvisai nhungirwa dzaro dzakatanda,

Nekuti hadzisi dzaJehovha.

11 Nekuti imba yaIsraeri neimba yaJudha

Dzakandinyengera zvisingaiti,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+

12 “Vakaramba Jehovha, uye vari kuramba vachitaura kuti,

‘Hapana zvaachaita.*+

Hapana dambudziko richatiwira;

Hapana bakatwa kana nzara zvatichaona.’+

13 Vaprofita vakazara nemhepo,

Uye shoko* harisi mavari.

Regai izvi zviitike kwavari!”

14 Saka zvanzi naJehovha, Mwari wemauto:

“Nekuti varume ava vari kutaura izvi,

Ndiri kuita kuti mashoko angu ave moto mumuromo mako,+

Uye vanhu ava ndivo huni,

Uye moto wacho uchavaparadza.”+

15 “Ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure, haiwa imi imba yaIsraeri,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

“Irwo rudzi runogara kwenguva refu.

Rudzi rwekare kare,

Rudzi rune mutauro wamusingazivi,

Uye runotaura zvamusinganzwisisi.+

16 Homwe yavo yemiseve yakaita seguva rakavhurika;

Vese zvavo varwi vane simba.

17 Vachadya zvamakakohwa nechingwa chenyu.+

Vachaparadza vanakomana venyu nevanasikana venyu.

Vachadya makwai enyu nemombe dzenyu.

Vachadya mizambiringa yenyu nemionde yenyu.

Vachaparadza nebakatwa maguta enyu akakomberedzwa nemasvingo amunovimba nawo.”

18 “Asi kunyange mumazuva iwayo,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “handizokuparadzii zvekukupedzai mese.+ 19 Uye pavanobvunza kuti, ‘Jehovha Mwari wedu aitirei zvinhu zvese izvi kwatiri?’ iwe uvapindure kuti, ‘Sekundisiya kwamakaita muchishumira mumwe mwari munyika yenyu, saizvozvowo muchashumira vanhu vekumwe munyika isiri yenyu.’”+

20 Zvitaurei muimba yaJakobho,

Uye zvizivisei munyika yeJudha, muchiti:

21 “Inzwai izvi imi mapenzi uye vanhu vasina pfungwa:*+

Vane maziso asi havaoni;+

Vane nzeve asi havanzwi.+

22 ‘Hamundityi here?’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,

‘Hamufaniri here kudedera pamberi pangu?

Ndini ndakaita kuti jecha rive muganhu wegungwa,

Murau unogara kwenguva refu warisingagoni kupfuura.

Kunyange zvazvo mafungu aro achisimuka, haangakundi;

Kunyange achitinhira, haakwanisi kuupfuura.+

23 Asi vanhu ava vane mwoyo mikukutu uye inopandukira;

Vatsauka vakaenda nenzira yavo.+

24 Asi mumwoyo mavo havatauri kuti:

“Iye zvino ngatityei Jehovha Mwari wedu,

Iye anopa mvura mumwaka wayo,

Mvura yemunhuruka* nemvura yemasutso,*

Iye anotichengetera mavhiki akasarudzwa ekukohwa.”+

25 Kukanganisa kwenyu ndiko kwaita kuti zvinhu izvi zvisauya;

Zvivi zvenyu ndizvo zvakunyimisai zvinhu zvakanaka.+

26 Nekuti pavanhu vangu pane vanhu vakaipa.

Vanoramba vachinyatsotarisa sezvinoita vabati veshiri pavanohwandira.

Vanoteya chiteyeso chinouraya.

Vanhu ndivo vavanobata.

27 Sedendere rakazara neshiri,

Dzimba dzavo dzizerewo neunyengeri.+

Ndokusaka vava nesimba uye vapfuma.

28 Vafuta uye vava kutsvedzerera;

Vanopfachukira nezvinhu zvakaipa.

Havarwiri nyaya yenherera,+

Vachiitira kuti vabudirire;

Uye havatongi nyaya dzevarombo zvakanaka.’”+

29 “Handingaiti kuti vazvidavirire pazvinhu izvi here?” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

“Ndingarega* kutsiva rudzi rwakadai here?

30 Munyika maitika chinhu ichi chinokatyamadza uye chinotyisa:

31 Vaprofita vanoprofita nhema,+

Uye vapristi vanoramba vachidzvinyirira vachishandisa simba ravo.

Uye vanhu vangu ndizvo zvavanofarira.+

Asi muchaita sei pachauya mugumo?”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe