RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 52
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuvimba nerudo rwaMwari rusingachinji

        • Vanozvirumbidza nezvakaipa vanonyeverwa (1-5)

        • Vanhu vasingadi Mwari vanovimba nepfuma (7)

Pisarema 52:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 22:9

Pisarema 52:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 21:7; Pis 94:3, 4
  • +Pis 103:17

Pisarema 52:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 57:4; 59:7
  • +1Sa 22:9, 18; Pis 109:2

Pisarema 52:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1989, p. 12

Pisarema 52:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:19; 19:9
  • +Pis 37:9
  • +Zvi 2:22

Pisarema 52:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:34
  • +Pis 58:10

Pisarema 52:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nhare yake.”

  • *

    Kana kuti “akavanda mumazano.”

  • *

    ChiHeb., “nematambudziko aakakonzera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 17:5
  • +Pis 49:6, 7; Zvi 11:28

Pisarema 52:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 13:5; 147:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 11

    7/1/2005, p. 13

    5/15/2000, p. 29

Pisarema 52:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:15
  • +Pis 27:14; 123:2; Zvi 18:10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 52:mashoko ekusuma1Sa 22:9
Pis. 52:11Sa 21:7; Pis 94:3, 4
Pis. 52:1Pis 103:17
Pis. 52:2Pis 57:4; 59:7
Pis. 52:21Sa 22:9, 18; Pis 109:2
Pis. 52:5Zvi 12:19; 19:9
Pis. 52:5Pis 37:9
Pis. 52:5Zvi 2:22
Pis. 52:6Pis 37:34
Pis. 52:6Pis 58:10
Pis. 52:7Jer 17:5
Pis. 52:7Pis 49:6, 7; Zvi 11:28
Pis. 52:8Pis 13:5; 147:11
Pis. 52:9Pis 50:15
Pis. 52:9Pis 27:14; 123:2; Zvi 18:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 52:1-9

Mapisarema

Kumutungamiriri. Maskiri.* Rwiyo rwaDhavhidhi, pakaenda Dhoegi muEdhomu kunoudza Sauro kuti Dhavhidhi akanga auya kumba kwaAhimereki.+

52 Unozvirumbidzirei pamusoro pemabasa ako akaipa, nhai iwe ane simba?+

Rudo rwaMwari rusingachinji ruripo zuva rese.+

 2 Rurimi rwako rwakapinza sechisvo,+

Runoronga zvakaipa uye runoita mabasa eunyengeri.+

 3 Unoda zvakaipa kupfuura zvakanaka,

Nhema kupfuura kutaura zvakarurama. (Sera)

 4 Unoda shoko rese rakaipa,

Iwe rurimi runonyengera!

 5 Ndokusaka Mwari achakuwisira pasi zvachose;+

Achakuhwapura okubvisa mutende rako;+

Achakudzura munyika yevapenyu.+ (Sera)

 6 Vakarurama vachazviona voshamiswa,+

Uye vachamuseka.+

 7 “Heuno murume asina kuita Mwari nzvimbo yake yekupotera,*+

Asi akavimba nepfuma yake yakawanda+

Uye akavimba nemazano* ake akaipa.”*

 8 Asi ini ndichava semuorivhi wakasvibirira uri mumba maMwari;

Ndinovimba nerudo rwaMwari rusingachinji,+ nariini nariini.

 9 Ndichakurumbidzai nekusingaperi nekuda kwezvamakaita;+

Pamberi pevanhu venyu vakavimbika,

Ndichava netariro muzita renyu,+ nekuti rakanaka.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe