RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 62
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Ruponeso rwechokwadi runobva kuna Mwari

        • “Ndinomirira Mwari ndakanyarara” (1, 5)

        • ‘Dururai mwoyo yenyu pamberi paMwari’ (8)

        • Vanhu vakaita semhepowo zvayo inofemwa (9)

        • Usavimba nepfuma (10)

Pisarema 62:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1958

Pisarema 62:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:39; 68:19; Isa 12:2

Pisarema 62:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakakwirira yakachengeteka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:2
  • +Pis 37:23, 24; 2VaK 4:8, 9

Pisarema 62:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:12

Pisarema 62:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pakukudzwa kwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:9; 28:3; 55:21

Pisarema 62:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mirira Mwari wakanyarara, haiwa mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 43:5; Mik 7:7
  • +Pis 62:1, 2; 71:5

Pisarema 62:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 16:8; Zvi 10:30

Pisarema 62:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:1; Isa 26:4

Pisarema 62:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 1:15
  • +Zvi 14:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2021 p. 10

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 9

Pisarema 62:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 60:11
  • +Isa 40:15

Pisarema 62:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:10-12; Job 31:24, 28; Zvi 11:4, 28; 23:4, 5; Mt 6:19, 24; Mk 8:36; Ru 12:15; 1Ti 6:17; 1Jo 2:16

Pisarema 62:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 9:4; Na 1:3; Zva 19:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 40

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 11

Pisarema 62:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 36:7; 86:15; Mik 7:18
  • +Job 34:11; Zvi 24:12; VaR 2:6; 2VaK 5:10; VaG 6:7; 2Ti 4:14; Zva 20:12, 13; 22:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 62:1Pis 37:39; 68:19; Isa 12:2
Pis. 62:2Pis 18:2
Pis. 62:2Pis 37:23, 24; 2VaK 4:8, 9
Pis. 62:3Pis 38:12
Pis. 62:4Pis 5:9; 28:3; 55:21
Pis. 62:5Pis 43:5; Mik 7:7
Pis. 62:5Pis 62:1, 2; 71:5
Pis. 62:6Pis 16:8; Zvi 10:30
Pis. 62:7Pis 95:1; Isa 26:4
Pis. 62:81Sa 1:15
Pis. 62:8Zvi 14:26
Pis. 62:9Pis 60:11
Pis. 62:9Isa 40:15
Pis. 62:10Dhe 6:10-12; Job 31:24, 28; Zvi 11:4, 28; 23:4, 5; Mt 6:19, 24; Mk 8:36; Ru 12:15; 1Ti 6:17; 1Jo 2:16
Pis. 62:11Job 9:4; Na 1:3; Zva 19:1
Pis. 62:12Pis 36:7; 86:15; Mik 7:18
Pis. 62:12Job 34:11; Zvi 24:12; VaR 2:6; 2VaK 5:10; VaG 6:7; 2Ti 4:14; Zva 20:12, 13; 22:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 62:1-12

Mapisarema

Kumutungamiriri; rweJedhutuni.* Rwiyo rwaDhavhidhi.

62 Chokwadi ndinomirira Mwari ndakanyarara.

Ruponeso rwangu runobva kwaari.+

 2 Chokwadi iye ndiye dombo rangu neruponeso rwangu, nzvimbo yangu yekupotera;*+

Handizombozununguswi zvakanyanya.+

 3 Kusvikira riini muchirwisa munhu muchida kumuponda?+

Mese munotyisa kufanana nemadziro akarereka, madziro ematombo ava kuda kuwondomoka.

 4 Nekuti vanorangana kuti vamubvise pachinzvimbo chake chepamusoro;*

Vanofadzwa nekunyepa.

Vanorumbidza nemiromo yavo, asi mumwoyo mavo vachituka.+ (Sera)

 5 Chokwadi ndinomirira Mwari ndakanyarara*+

Nekuti tariro yangu inobva kwaari.+

 6 Chokwadi iye ndiye dombo rangu neruponeso rwangu, nzvimbo yangu yekupotera;

Handizombozununguswi.+

 7 Ruponeso rwangu nekukudzwa kwangu zvinobva kuna Mwari.

Mwari ndiye dombo rangu rakasimba, uye nzvimbo yangu yekupotera.+

 8 Vimbai naye nguva dzese, haiwa imi vanhu.

Dururai mwoyo yenyu pamberi pake.+

Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera.+ (Sera)

 9 Vanakomana vemunhu imhepowo zvayo inofemwa,

Vanakomana vevanhu hapana zviripo.+

Pavanoiswa vese pachikero, vakareruka kupfuura mhepowo zvayo inofemwa.+

10 Musavimba nekutorera vanhu pfuma nechisimba

Kana kuva netariro yenhema muzvinhu zvekuba.

Kana pfuma yako ikawedzera, usaisa mwoyo wako pairi.+

11 Mwari akataura kamwe chete, ini ndakanzwa izvi kaviri:

Kuti simba nderaMwari.+

12 Uyewo rudo rusingachinji nderwenyu, haiwa Jehovha,+

Nekuti munopa mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe