RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 29
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Inzwi raJehovha rine simba

        • Namatai makapfeka zvishongo zvitsvene (2)

        • “Inzwi raMwari anokudzwa rinotinhira” (3)

        • Jehovha anosimbisa vanhu vake (11)

Pisarema 29:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:28, 29

Pisarema 29:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Namatai.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nekuda kwerunako rweutsvene hwake.”

Pisarema 29:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 7:10; Pis 18:13
  • +Pis 104:3

Pisarema 29:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 26:11; 40:9

Pisarema 29:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:12, 13

Pisarema 29:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvinoratidza sekuti pari kurehwa makomo eRebhanoni.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 3:8, 9

Pisarema 29:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:18; Pis 77:18

Pisarema 29:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 13:13; VaH 12:26
  • +Nu 13:26

Pisarema 29:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 10:17, 18; Eze 20:47

Pisarema 29:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pegungwa rekudenga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:25
  • +1Ti 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 20

Pisarema 29:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:29
  • +Pis 72:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 29:11Mak 16:28, 29
Pis. 29:31Sa 7:10; Pis 18:13
Pis. 29:3Pis 104:3
Pis. 29:4Job 26:11; 40:9
Pis. 29:5Isa 2:12, 13
Pis. 29:6Dhe 3:8, 9
Pis. 29:7Eks 19:18; Pis 77:18
Pis. 29:8Isa 13:13; VaH 12:26
Pis. 29:8Nu 13:26
Pis. 29:9Isa 10:17, 18; Eze 20:47
Pis. 29:10Job 38:25
Pis. 29:101Ti 1:17
Pis. 29:11Isa 40:29
Pis. 29:11Pis 72:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 29:1-11

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

29 Ipai Jehovha zvakamukodzera, imi vanakomana vevane simba,

Ipai Jehovha zvakakodzera kukudzwa kwake nesimba rake.+

 2 Ipai Jehovha kukudzwa kwakakodzera zita rake.

Kotamirai* Jehovha makapfeka zvishongo zvitsvene.*

 3 Inzwi raJehovha rinonzwika pamusoro pemvura;

Inzwi raMwari anokudzwa rinotinhira.+

Jehovha ari pamusoro pemvura zhinji.+

 4 Inzwi raJehovha rine simba;+

Inzwi raJehovha rakanaka kwazvo.

 5 Inzwi raJehovha riri kutyora miti yemisidhari;

Jehovha anotyora-tyora misidhari yekuRebhanoni.+

 6 Anoita kuti Rebhanoni* isvetuke semhuru,

Uye Siriyoni+ iite senzombe diki yemusango.

 7 Inzwi raJehovha rinoita kuti pabude marimi emoto;+

 8 Inzwi raJehovha rinoita kuti renje ridedere;+

Jehovha anoita kuti renje reKadheshi+ ridedere.

 9 Inzwi raJehovha rinoita kuti nondo idedere uye ibereke

Uye rinochenesa masango.+

Uye vese vari mutemberi yake vanoti: “Kubwinya!”

10 Jehovha anogara pachigaro chake cheumambo pamusoro pemvura yemafashamo;*+

Jehovha anogara pachigaro chake saMambo nekusingagumi.+

11 Jehovha achapa vanhu vake simba.+

Jehovha achakomborera vanhu vake nerugare.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe