RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 31
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kupotera kuna Jehovha

        • “Ndinoisa mweya wangu muruoko rwenyu” (5)

        • “Jehovha, Mwari anoda chokwadi” (5)

        • Mwari akanaka zvikuru (19)

Pisarema 31:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:2
  • +Pis 22:4, 5; VaR 10:11
  • +Pis 143:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1994, p. 10

Pisarema 31:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kotamai mundinzwewo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:17; 70:1; 71:2
  • +2Sa 22:3; Pis 18:2

Pisarema 31:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 22:2
  • +Pis 23:3; 25:11; Jer 14:7

Pisarema 31:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:3; Mt 6:13
  • +Zvi 18:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1994, p. 16

Pisarema 31:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “simba rangu reupenyu.” Shoko racho rechiHebheru nderekuti ru′ach. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “Mwari akatendeka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 23:46; Mab 7:59
  • +Dhe 32:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1987, p. 13

Pisarema 31:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinonetsa mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:13

Pisarema 31:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “munzvimbo yakakura.”

Pisarema 31:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:7
  • +Pis 22:14

Pisarema 31:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:13
  • +Pis 71:9
  • +Pis 32:3; 102:3, 5

Pisarema 31:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:6; 42:10; 102:8
  • +Pis 38:11

Pisarema 31:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mupfungwa dzavo.”

Pisarema 31:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 20:10
  • +Pis 57:4

Pisarema 31:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 56:4
  • +Pis 43:5

Pisarema 31:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 142:6

Pisarema 31:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 6:25

Pisarema 31:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:2; Isa 50:7
  • +Ne 6:16; Isa 41:11; Jer 20:11
  • +1Sa 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1994, pp. 17-18

Pisarema 31:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 12:3; 63:11

Pisarema 31:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:1; Isa 63:7
  • +Isa 64:4; 1VaK 2:9
  • +Pis 126:2; Isa 26:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 274-276

    Nharireyomurindi,

    1/1/1994, p. 18

Pisarema 31:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kuti vanhu vasakakavadzana navo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:5; 32:7
  • +Pis 64:2, 3

Pisarema 31:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 17:7
  • +1Sa 23:7

Pisarema 31:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jon 2:4
  • +2Mak 33:13; Pis 6:9; Zvi 15:29; VaH 5:7

Pisarema 31:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 10:12
  • +1Sa 2:9; Pis 145:20
  • +2Sa 22:28; Isa 2:11; Jak 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, pp. 19-20

Pisarema 31:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 35:4
  • +Pis 62:1; Mari 3:20, 21; Mik 7:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 31:1Pis 18:2
Pis. 31:1Pis 22:4, 5; VaR 10:11
Pis. 31:1Pis 143:1
Pis. 31:2Pis 40:17; 70:1; 71:2
Pis. 31:22Sa 22:3; Pis 18:2
Pis. 31:32Sa 22:2
Pis. 31:3Pis 23:3; 25:11; Jer 14:7
Pis. 31:4Pis 91:3; Mt 6:13
Pis. 31:4Zvi 18:10
Pis. 31:5Ru 23:46; Mab 7:59
Pis. 31:5Dhe 32:4
Pis. 31:7Pis 9:13
Pis. 31:9Pis 6:7
Pis. 31:9Pis 22:14
Pis. 31:10Zvi 15:13
Pis. 31:10Pis 71:9
Pis. 31:10Pis 32:3; 102:3, 5
Pis. 31:11Pis 22:6; 42:10; 102:8
Pis. 31:11Pis 38:11
Pis. 31:13Jer 20:10
Pis. 31:13Pis 57:4
Pis. 31:14Pis 56:4
Pis. 31:14Pis 43:5
Pis. 31:15Pis 142:6
Pis. 31:16Nu 6:25
Pis. 31:17Pis 25:2; Isa 50:7
Pis. 31:17Ne 6:16; Isa 41:11; Jer 20:11
Pis. 31:171Sa 2:9
Pis. 31:18Pis 12:3; 63:11
Pis. 31:19Pis 73:1; Isa 63:7
Pis. 31:19Isa 64:4; 1VaK 2:9
Pis. 31:19Pis 126:2; Isa 26:12
Pis. 31:20Pis 27:5; 32:7
Pis. 31:20Pis 64:2, 3
Pis. 31:21Pis 17:7
Pis. 31:211Sa 23:7
Pis. 31:22Jon 2:4
Pis. 31:222Mak 33:13; Pis 6:9; Zvi 15:29; VaH 5:7
Pis. 31:23Dhe 10:12
Pis. 31:231Sa 2:9; Pis 145:20
Pis. 31:232Sa 22:28; Isa 2:11; Jak 4:6
Pis. 31:24Isa 35:4
Pis. 31:24Pis 62:1; Mari 3:20, 21; Mik 7:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 31:1-24

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

31 Ndakapotera kwamuri, haiwa Jehovha.+

Itai kuti ndisanyadziswa.+

Ndinunurei nekuti makarurama.+

 2 Rerekerai nzeve yenyu kwandiri.*

Kurumidzai kundinunura.+

Ivai nzvimbo yangu yekupotera iri pagomo,

Nzvimbo yakasimba inondiponesa.+

 3 Nekuti muri ibwe rangu nenhare yangu;+

Muchanditungamirira uye muchandiratidza nzira nekuda kwezita renyu.+

 4 Muchandibvisa mumambure avakanditeya nawo pandisingaoni,+

Nekuti muri nhare yangu.+

 5 Ndinoisa mweya wangu* muruoko rwenyu.+

Makandidzikinura, haiwa Jehovha, Mwari anotaura chokwadi.*+

 6 Ndinovenga vaya vakazvipira kuzvidhori zvisingabatsiri, zvisina maturo,

Asi kana ndiri ini, ndinovimba naJehovha.

 7 Ndichafara zvikuru nerudo rwenyu rusingachinji,

Nekuti makaona kutambudzika kwangu;+

Munoziva zvinondinetsa mumwoyo mangu.*

 8 Hamuna kundiisa muruoko rwemuvengi,

Asi munoita kuti ndimire munzvimbo isina njodzi.*

 9 Ndinzwireiwo nyasha Jehovha, nekuti ndiri kutambudzika.

Kurwadziwa zvakanyanya kwaita kuti maziso angu ashaye simba,+ nemuviri wangu wese.+

10 Upenyu hwangu huri kupera neshungu+

Uye makore angu ari kupera nekugomera.+

Simba rangu riri kupera nemhaka yechivi changu;

Mapfupa angu ari kupera simba.+

11 Ndinotukwa nevavengi vangu,+

Kunyanya vavakidzani vangu.

Uye ndava kutyiwa nevanhu vekuziva;

Pavanondiona paruzhinji, vanonditiza.+

12 Handisisiri mumwoyo mavo* uye ndakanganwika, sekunge ndakafa;

Ndava kunge mudziyo wakaputsika;

13 Ndakanzwa mashoko akaipa akawanda ari kutaurwa nevanhu;

Ndakakombwa nezvinotyisa.+

Pavanondiunganira vese pamwe chete,

Vanoronga kuti vaparadze upenyu hwangu.*+

14 Asi ini ndinovimba nemi, haiwa Jehovha.+

Ndinoti: “Ndimi Mwari wangu.”+

15 Mazuva angu ari muruoko rwenyu.

Ndinunurei paruoko rwevavengi vangu nepavanhu vari kunditambudza.+

16 Itai kuti chiso chenyu chipenye pamushumiri wenyu.+

Ndiponesei nerudo rwenyu rusingachinji.

17 Haiwa Jehovha, itai kuti ndisanyadziswa pandinodana kwamuri.+

Vakaipa ngavanyadziswe;+

Ngavanyararidzwe muGuva.*+

18 Miromo yenhema ngaishayiwe chekutaura,+

Miromo inotaura nezvevakarurama ichizvikudza, ichizvitutumadza uye ichizvidza.

19 Kunaka kwenyu kwakakura zvechokwadi!+

Makakuchengetera vaya vanokutyai,+

Uye makakuratidza pamberi pevanhu vese, muchiitira vaya vanopotera kwamuri.+

20 Muchavavanza munzvimbo yenyu yakavanda+

Kuti vasarongerwa zvakaipa nevanhu;

Muchavaviga mutende renyu

Kuti vasarwiswa zveutsinye.*+

21 Jehovha ngaarumbidzwe,

Nekuti akandiratidza rudo rusingachinji+ nenzira inoshamisa muguta rakakombwa.+

22 Kana ndiri ini, ndakatanga kutya ndikati:

“Ndichaparara pamberi penyu.”+

Asi makanzwa kuteterera kwangu pandaichema kwamuri kuti mundibatsire.+

23 Idai Jehovha, imi mese vakavimbika kwaari!+

Jehovha anochengetedza vakatendeka,+

Asi anonyatsotsiva munhu wese anoratidza kuzvikudza.+

24 Shingai, uye mwoyo yenyu ngaisimbe,+

Imi mese muri kumirira Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe