RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 56
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero kana uchitambudzwa

        • “Ndinovimba naMwari” (4)

        • “Misodzi yangu muhombodo yenyu” (8)

        • “Munhu wenyama angandiitei?” (4, 11)

Pisarema 56:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 21:10

Pisarema 56:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 21:12
  • +Pis 18:2

Pisarema 56:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1; 56:10, 11; VaR 8:31; VaH 13:6

Pisarema 56:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 18:18

Pisarema 56:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 20:20
  • +Pis 59:3; 71:10

Pisarema 56:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 18:23

Pisarema 56:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muhomwe yenyu yedehwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 27:1
  • +Pis 39:12
  • +Mar 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 243-244

    Nharireyomurindi,

    6/1/2009, p. 29

    10/1/2008, p. 26

    6/1/2006, p. 11

    8/1/2005, pp. 23-24

    3/1/1996, p. 4

Pisarema 56:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:40
  • +VaR 8:31

Pisarema 56:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1
  • +Pis 56:4; Isa 51:7, 12

Pisarema 56:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 30:2; Mup 5:4
  • +Pis 50:23

Pisarema 56:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “makanunura mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:10
  • +Pis 94:18; 116:8
  • +Job 33:29, 30

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 56:mashoko ekusuma1Sa 21:10
Pis. 56:31Sa 21:12
Pis. 56:3Pis 18:2
Pis. 56:4Pis 27:1; 56:10, 11; VaR 8:31; VaH 13:6
Pis. 56:5Jer 18:18
Pis. 56:6Ru 20:20
Pis. 56:6Pis 59:3; 71:10
Pis. 56:7Jer 18:23
Pis. 56:81Sa 27:1
Pis. 56:8Pis 39:12
Pis. 56:8Mar 3:16
Pis. 56:9Pis 18:40
Pis. 56:9VaR 8:31
Pis. 56:11Pis 27:1
Pis. 56:11Pis 56:4; Isa 51:7, 12
Pis. 56:12Nu 30:2; Mup 5:4
Pis. 56:12Pis 50:23
Pis. 56:132VaK 1:10
Pis. 56:13Pis 94:18; 116:8
Pis. 56:13Job 33:29, 30
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 56:1-13

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira unonzi, “Njiva Yakanyarara Iri Kure.” Rwiyo rwaDhavhidhi. Miktamu.* Paakabatwa nevaFiristiya kuGati.+

56 Ndinzwireiwo nyasha, Mwari, nekuti ndiri kurwiswa nevanhu.

Vanoswera vachindirwisa uye vachindidzvinyirira.

 2 Vavengi vangu vanoramba vachindibvambura zuva rese;

Vakawanda vanondirwisa vachizvikudza.

 3 Pandinenge ndichitya,+ ndinovimba nemi.+

 4 Ndinovimba naMwari, uyo ane shoko randinorumbidza;

Ndinovimba naMwari; handityi.

Munhu wenyama angandiitei?+

 5 Vanoswera vachingondirwadzisa;

Vanongofunga kundikuvadza chete.+

 6 Vanohwandira kuti varwise;

Vanotarisa pese pandatsika,+

Vachitarisira kupfuudza upenyu hwangu.*+

 7 Varambei nemhaka yeuipi hwavo.

Wisirai marudzi pasi makatsamwa, haiwa Mwari.+

 8 Munocherechedza kudzungaira kwandinoita.+

Isai misodzi yangu muhombodo yenyu.*+

Handiti yakanyorwa mubhuku renyu?+

 9 Vavengi vangu vachadzokera shure musi wandinoshevedzera ndichida kubatsirwa.+

Ichi ndicho chivimbo chandiinacho: Mwari ari kurutivi rwangu.+

10 Ndinovimba naMwari, uyo ane shoko randinorumbidza;

Ndinovimba naJehovha, uyo ane shoko randinorumbidza;

11 Ndinovimba naMwari; handityi.+

Munhu wenyama angandiitei?+

12 Ndinofanira kuzadzisa mhiko dzandakaita kwamuri, haiwa Mwari;+

Ndichataura mashoko ekukutendai.+

13 Nekuti makandinunura* kubva murufu+

Uye makaita kuti tsoka dzangu dzirege kugumburwa,+

Kuti ndifambe pamberi paMwari muchiedza chevapenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe