RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kubva pakuora mwoyo kuenda pakurumbidza

        • “Mwari wangu, mandisiyirei?” (1)

        • “Vanokanda mijenya pazvipfeko zvangu” (18)

        • Kurumbidza Mwari muungano (22, 25)

        • Nyika yese ichanamata Mwari (27)

Pisarema 22:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:16; Mt 27:46; Mk 15:34
  • +VaH 5:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2021, pp. 30-31

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, pp. 15-16

    2/15/2008, p. 30

    5/15/2006, p. 18

Pisarema 22:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 42:3

Pisarema 22:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 6:3; 1Pe 1:15

Pisarema 22:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:1, 6
  • +Eks 14:13; VaH 11:32-34

Pisarema 22:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunyadziswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:2; 99:6; VaR 10:11

Pisarema 22:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndinozvidzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:11; Isa 53:3

Pisarema 22:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:16
  • +Pis 109:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 15

Pisarema 22:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 27:41-43; Ru 23:35, 36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 15

Pisarema 22:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:6; 139:16

Pisarema 22:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:1
  • +Ru 23:46; VaH 5:7

Pisarema 22:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 68:30
  • +Eze 39:18

Pisarema 22:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:4
  • +Pis 57:4; 1Pe 5:8

Pisarema 22:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 22:44; Joh 12:27
  • +Mt 26:38; Mk 14:33

Pisarema 22:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ichi chimedu chemudziyo wevhu unenge waputsika.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:22
  • +Joh 19:28
  • +Isa 53:12; 1VaK 15:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2021, pp. 11-12

    Jesu—Nzira, p. 300

Pisarema 22:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 59:5, 6; Ru 22:63
  • +Pis 86:14
  • +Mt 27:35; Joh 20:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    10/2012, p. 16

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, pp. 14-15

Pisarema 22:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:20; Joh 19:36

Pisarema 22:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 15:24; Ru 23:34; Joh 19:23, 24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu—Nzira, p. 299

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 14

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 15

    3/15/1990, p. 25

Pisarema 22:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:1
  • +Pis 40:13

Pisarema 22:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ponesai mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:16

Pisarema 22:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2000, pp. 10-11

Pisarema 22:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:6
  • +Pis 40:9; VaH 2:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 14

    Nharireyomurindi,

    4/15/2007, p. 21

    7/1/1997, p. 17

Pisarema 22:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:23

Pisarema 22:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:6; 69:33
  • +Nu 6:25
  • +VaH 5:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/2005, pp. 26-27

Pisarema 22:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:18; 40:10; 111:1

Pisarema 22:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Mwoyo wenyu ngaurarame.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:11; Isa 65:13
  • +Zef 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 60

Pisarema 22:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:18; Zva 7:9; 15:4

Pisarema 22:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:11; Zva 11:17

Pisarema 22:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vakakora.”

  • *

    Kana kuti “mweya yavo.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 22:1Pis 22:16; Mt 27:46; Mk 15:34
Pis. 22:1VaH 5:7
Pis. 22:2Pis 42:3
Pis. 22:3Isa 6:3; 1Pe 1:15
Pis. 22:4Ge 15:1, 6
Pis. 22:4Eks 14:13; VaH 11:32-34
Pis. 22:5Pis 25:2; 99:6; VaR 10:11
Pis. 22:6Pis 31:11; Isa 53:3
Pis. 22:7Pis 35:16
Pis. 22:7Pis 109:25
Pis. 22:8Mt 27:41-43; Ru 23:35, 36
Pis. 22:9Pis 71:6; 139:16
Pis. 22:11Pis 10:1
Pis. 22:11Ru 23:46; VaH 5:7
Pis. 22:12Pis 68:30
Pis. 22:12Eze 39:18
Pis. 22:13Mt 26:4
Pis. 22:13Pis 57:4; 1Pe 5:8
Pis. 22:14Ru 22:44; Joh 12:27
Pis. 22:14Mt 26:38; Mk 14:33
Pis. 22:15Zvi 17:22
Pis. 22:15Joh 19:28
Pis. 22:15Isa 53:12; 1VaK 15:3, 4
Pis. 22:16Pis 59:5, 6; Ru 22:63
Pis. 22:16Pis 86:14
Pis. 22:16Mt 27:35; Joh 20:25
Pis. 22:17Pis 34:20; Joh 19:36
Pis. 22:18Mk 15:24; Ru 23:34; Joh 19:23, 24
Pis. 22:19Pis 10:1
Pis. 22:19Pis 40:13
Pis. 22:20Pis 22:16
Pis. 22:21Pis 35:17
Pis. 22:22Joh 17:6
Pis. 22:22Pis 40:9; VaH 2:11, 12
Pis. 22:23Pis 50:23
Pis. 22:24Pis 34:6; 69:33
Pis. 22:24Nu 6:25
Pis. 22:24VaH 5:7
Pis. 22:25Pis 35:18; 40:10; 111:1
Pis. 22:26Pis 37:11; Isa 65:13
Pis. 22:26Zef 2:3
Pis. 22:27Ge 22:18; Zva 7:9; 15:4
Pis. 22:281Mak 29:11; Zva 11:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 22:1-31

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira unonzi, “Sheshe Yenondo Yemambakwedza.” Rwiyo rwaDhavhidhi.

22 Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyirei?+

Nei muri kure nekundiponesa,

Kure nekuchema kwangu ndichirwadziwa?+

 2 Mwari wangu, ndinoramba ndichishevedza masikati asi hamupinduri;+

Uye usiku handinyarari.

 3 Asi imi muri mutsvene,+

Makapoteredzwa nekurumbidza kwaIsraeri.

 4 Madzibaba edu aivimba nemi;+

Aivimba nemi, uye mairamba muchianunura.+

 5 Aichema kwamuri, uye aiponeswa;

Aivimba nemi, uye haana kuodzwa mwoyo.*+

 6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu,

Ndinotukwa* nevanhu uye ndinoshorwa nevanhu.+

 7 Vese vanondiona vanondinyomba;+

Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+

 8 “Akazviisa kuna Jehovha. Ngaamununure!

Ngaamuponese, nekuti anomuda chaizvo!”+

 9 Imi ndimi makandibudisa muchibereko,+

Ndimi makandichengetedza ndiri pazamu raamai vangu.

10 Ndakaiswa mumaoko enyu kubvira ndichangoberekwa;

Muri Mwari wangu kubvira ndiri muchibereko chaamai vangu.

11 Musagara kure neni, nekuti dambudziko riri pedyo+

Uye handina mumwe mubatsiri.+

12 Nzombe diki zhinji dzakandikomba;+

Nzombe dzine simba dzekuBhashani dzakandipoteredza.+

13 Dzakandishamira miromo,+

Seshumba inodzvova, inobvambura-bvambura mhuka yayabata.+

14 Ndiri kudururwa semvura;

Mapfupa angu ese asvodogoka.

Mwoyo wangu waita senamo;+

Uri kunyunguduka mukati mangu.+

15 Simba rangu raoma sechaenga;*+

Rurimi rwangu ruri kunamatira kumatadza angu;+

Muri kundiisa muguruva rerufu.+

16 Nekuti imbwa dzakandikomba;+

Dzakati name name neni sechikwata chevanhu vanoita zvakaipa,+

Dziri kuda kuruma maoko angu nemakumbo seshumba.+

17 Ndinogona kuverenga mapfupa angu ese.+

Vanonditarisa voramba vakangoti nde-e.

18 Vanogovana nguo dzangu,

Uye vanokandira zvipfeko zvangu mijenya.+

19 Asi imi, haiwa Jehovha, musaramba muri kure.+

Ndimi simba rangu; kurumidzai kuzondibatsira.+

20 Ndiponesei* pabakatwa,

Ponesai upenyu hwangu hunokosha patsoka dzembwa;+

21 Ndiponesei pamuromo weshumba+ uye panzombe dzemusango;

Ndipindurei mundiponese.

22 Ndichazivisa hama dzangu zita renyu;+

Ndichakurumbidzai ndiri pakati peungano.+

23 Imi vanotya Jehovha, murumbidzei!

Imi mese vana* vaJakobho, mukudzei!+

Mirai muchishamiswa imi mese vana* vaIsraeri.

24 Nekuti haana kuzvidza kana kusema kutambura kwemunhu anodzvinyirirwa;+

Haana kumuvanzira chiso chake.+

Paakachemera kwaari achida kubatsirwa, akamunzwa.+

25 Ndichakurumbidzai ndiri muungano yakakura;+

Ndicharipa mhiko dzangu ndiri pamberi pevaya vanomutya.

26 Vanyoro vachadya voguta;+

Vaya vanotsvaga Jehovha vachamurumbidza.+

Nakidzwai neupenyu* nekusingaperi.

27 Vanhu vese vari kumigumo yenyika vachayeuka, vodzoka kuna Jehovha.

Mhuri dzese dzemarudzi dzichakotama pamberi penyu.+

28 Nekuti umambo ndehwaJehovha;+

Anotonga marudzi.

29 Vapfumi* vese vepanyika vachadya uye vachakotama;

Vese vari kudzika kuguruva vachamupfugamira;

Hapana kana mumwe wavo anogona kuchengetedza upenyu hwavo.*

30 Vana vavo vachamushandira;

Chizvarwa chinotevera chichaudzwa nezvaJehovha.

31 Vachauya votaura nezvekururama kwake.

Vachaudza vanhu vachazoberekwa zvaakaita.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe