RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 33
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Mwari anotsiura vanhu (1-6)

      • Tende rekusanganira rinoiswa kunze kwemusasa (7-11)

      • Mozisi anokumbira kuona kubwinya kwaJehovha (12-23)

Eksodho 33:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:7; 26:3

Eksodho 33:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:20; 32:34
  • +Dhe 7:1, 22; Jos 24:11

Eksodho 33:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakaoma mutsipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:8; Dhe 8:7-9
  • +Eks 32:9; Dhe 9:6; Mab 7:51
  • +Eks 32:10; Nu 16:21

Eksodho 33:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakaoma mutsipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:9; Dhe 9:6; Mab 7:51
  • +Nu 16:45

Eksodho 33:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakabvisa.”

Eksodho 33:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 18:25, 26; Nu 27:1-5

Eksodho 33:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:21; Pis 99:7
  • +Nu 11:16, 17; 12:5

Eksodho 33:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 33:22, 23; Nu 12:8; Dhe 34:10; Joh 1:18; 6:46; Mab 7:38
  • +Nu 11:28; Dhe 1:38; Jos 1:1
  • +Eks 17:9; 24:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2004, p. 27

    12/1/2002, pp. 10-11

    10/1/1997, pp. 4-5

    5/1/1990, p. 30

    5/15/1988, pp. 22-23

Eksodho 33:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndakakusarudza.”

Eksodho 33:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:4; 27:11; 86:11; 119:33; Isa 30:21
  • +Dhe 9:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku Regore ra2003, pp. 15-16

Eksodho 33:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Chiso changu chichaenda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:21; 40:34; Jos 1:5, 17; Isa 63:9
  • +Jos 21:44; 23:1

Eksodho 33:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Kana chiso chenyu chisiri.”

Eksodho 33:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:13, 14
  • +Dhe 4:34; 2Sa 7:23; Pis 147:20

Eksodho 33:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:13; 6:3; 34:6
  • +VaR 9:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2019, p. 26

    Nharireyomurindi,

    12/1/1989, p. 4

Eksodho 33:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 12-13

    Nharireyomurindi,

    6/15/1999, pp. 19-20

Eksodho 33:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 33:1Ge 12:7; 26:3
Eks. 33:2Eks 23:20; 32:34
Eks. 33:2Dhe 7:1, 22; Jos 24:11
Eks. 33:3Eks 3:8; Dhe 8:7-9
Eks. 33:3Eks 32:9; Dhe 9:6; Mab 7:51
Eks. 33:3Eks 32:10; Nu 16:21
Eks. 33:5Eks 34:9; Dhe 9:6; Mab 7:51
Eks. 33:5Nu 16:45
Eks. 33:7Eks 18:25, 26; Nu 27:1-5
Eks. 33:9Eks 13:21; Pis 99:7
Eks. 33:9Nu 11:16, 17; 12:5
Eks. 33:11Eks 33:22, 23; Nu 12:8; Dhe 34:10; Joh 1:18; 6:46; Mab 7:38
Eks. 33:11Nu 11:28; Dhe 1:38; Jos 1:1
Eks. 33:11Eks 17:9; 24:13
Eks. 33:13Pis 25:4; 27:11; 86:11; 119:33; Isa 30:21
Eks. 33:13Dhe 9:26
Eks. 33:14Eks 13:21; 40:34; Jos 1:5, 17; Isa 63:9
Eks. 33:14Jos 21:44; 23:1
Eks. 33:16Nu 14:13, 14
Eks. 33:16Dhe 4:34; 2Sa 7:23; Pis 147:20
Eks. 33:19Eks 3:13; 6:3; 34:6
Eks. 33:19VaR 9:15
Eks. 33:23Joh 1:18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 33:1-23

Eksodho

33 Jehovha akatizve kuna Mozisi: “Chisimuka uende nevanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti. Endai kunyika yandakapikira Abrahamu, Isaka, naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ 2 Ndichatuma ngirozi mberi kwako,+ ndodzinga vaKenani, vaAmori, vaHiti, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+ 3 Endai kunyika inoyerera uchi nemukaka.+ Asi handisi kuzoenda ndiri pakati penyu, nekuti muri vanhu vakaoma musoro,*+ zvekuti ndingakuparadzai muchiri munzira.”+

4 Vanhu pavakanzwa shoko iri rinorwadza, vakatanga kuchema, uye hapana kana mumwe wavo akapfeka zvishongo zvake. 5 Jehovha akati kuna Mozisi: “Udza vaIsraeri kuti, ‘Muri vanhu vakaoma musoro.*+ Ndaigona kutopinda pakati penyu ndikakuparadzai nenguva pfupi.+ Iye zvino musapfeka zvishongo zvenyu ndichimbofunga zvekuita nemi.’” 6 Saka kubvira paGomo reHorebhi zvichienda mberi, vaIsraeri vakarega kupfeka* zvishongo zvavo.

7 Mozisi akabva atora tende rake, akaridzika kunze kwemusasa, kachinhambwe kubva kumusasa, ndokuritumidza kuti tende rekusanganira. Munhu wese ane zvaaida kubvunza Jehovha+ aienda kutende rekusanganira, rakanga riri kunze kwemusasa. 8 Mozisi paaingobuda achienda kutende racho, vanhu vese vaisimuka, vomira pamasuo ematende avo, voramba vakatarisa Mozisi kusvikira apinda mutende racho. 9 Mozisi paaingopinda mutende racho, shongwe yegore+ yaibva yadzika yomira pasuo retende, Mwari achitaura naMozisi.+ 10 Vanhu vese pavaiona shongwe yegore yakamira pasuo retende racho, mumwe nemumwe aisimuka okotama ari pasuo retende rake. 11 Jehovha aitaura naMozisi vakatarisana chiso nechiso,+ sezvinoita munhu achitaura nemumwe munhu. Paaidzokera kumusasa, Joshua+ mwanakomana waNuni, mushumiri uye mubatsiri wake,+ aisabva patende racho.

12 Mozisi akazoti kuna Jehovha: “Onai iye zvino muri kunditi, ‘Tungamirira vanhu ava,’ asi imi hamuna kundizivisa kuti ndiani wamuchandituma naye. Uyewo makati, ‘Ndinokuziva nezita,* uye ndakunzwirawo nyasha.’ 13 Ndapota zvangu, kana mandinzwira nyasha, ndizivisei nzira dzenyu,+ kuti ndikuzivei, uye kuti murambe muchindinzwira nyasha. Yeukaiwo kuti rudzi urwu vanhu venyu.”+ 14 Saka akati: “Ini pachangu ndichaenda* newe,+ uye ndichakuzorodza.”+ 15 Mozisi akabva ati kwaari: “Kana imi pachenyu musiri* kuendawo, musatibvisa pano. 16 Zvingazozivikanwa sei kuti mandinzwira nyasha, ini nevanhu venyu? Handiti kuenda kwenyu nesu+ ndiko kuchaita kuti ini nevanhu venyu tisiyaniswe nevanhu vese vari panyika?”+

17 Jehovha akaenderera mberi achiti kuna Mozisi: “Ndichaitawo izvozvo zvawakumbira, nekuti ndakunzwira nyasha uye ndinokuziva nezita.” 18 Iye akabva ati: “Ndiratidzeiwo kubwinya kwenyu.” 19 Asi iye akati: “Ndichaita kuti kunaka kwangu kwese kupfuure nepamberi pako, uye ndichazivisa zita raJehovha pamberi pako;+ uye ndichanzwira nyasha wandinoda kunzwira nyasha, uye ndichanzwira ngoni wandinoda kunzwira ngoni.”+ 20 Asi akawedzera kuti: “Haukwanisi kuona chiso changu, nekuti hakuna munhu angandiona akararama.”

21 Jehovha akatizve: “Heino nzvimbo iri pedyo neni. Mira padombo iro. 22 Kubwinya kwangu pakunenge kuchipfuura, ndichakuisa pakati pedombo rakatsemuka, uye ndichakuvharidzira neruoko rwangu kusvikira ndapfuura. 23 Kana ndapfuura ndichabvisa ruoko rwangu, uye iwe uchandiona nechekumashure kwangu. Asi chiso changu hachingaonekwi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe