RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 Madzimambo

      • Eriya anotakurwa mudutu (1-18)

        • Erisha anotora nguo yebasa yaEriya (13, 14)

      • Erisha anonatsa mvura yeJeriko (19-22)

      • Mabheya anouraya vana vadiki kuBheteri (23-25)

2 Madzimambo 2:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mudenga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 17:1
  • +2Mad 2:11
  • +1Mad 19:16
  • +2Mad 4:38

2 Madzimambo 2:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya wenyu mupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 28:18, 19; 1Mad 12:28, 29; 2Mad 2:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2015, pp. 12-13

    8/15/2013, p. 29

2 Madzimambo 2:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvinoita sekuti pari kunzi “vanakomana vevaprofita” pari kureva boka revaprofita kana kuti vaprofita vane zvimwe zvinhu zvavaidzidziswa pabasa ravo.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 19:16

2 Madzimambo 2:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya wenyu mupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 6:26; 1Mad 16:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2015, pp. 12-13

    8/15/2013, p. 29

2 Madzimambo 2:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya wenyu mupenyu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2015, pp. 12-13

2 Madzimambo 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 19:19
  • +Eks 14:21, 22; Jos 3:17; 2Mad 2:13, 14

2 Madzimambo 2:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvikamu zviviri zvemweya wenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 21:17
  • +Dhe 34:9; 1Mad 19:16; Ru 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2013, p. 29

    8/1/2005, pp. 8-9

    11/1/2003, p. 31

    11/1/1997, p. 30

2 Madzimambo 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2013, p. 29

2 Madzimambo 2:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mudenga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 6:17; Pis 68:17
  • +2Mak 21:5, 12; Joh 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2015, p. 13

    8/15/2013, pp. 29-30

    8/1/2005, p. 9

    9/1/2003, p. 30

    9/15/1997, p. 15

2 Madzimambo 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 13:14
  • +2Sa 1:11, 12; Job 1:19, 20

2 Madzimambo 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 19:19; 2Mad 1:8; Zek 13:4; Mt 3:4

2 Madzimambo 2:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 3:13; 2Mad 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2015, p. 13

2 Madzimambo 2:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:24, 25; 27:18, 20; 2Mad 2:9

2 Madzimambo 2:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mhepo yaJehovha yamusimudza ikamukanda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 18:11, 12

2 Madzimambo 2:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 6:26; 1Mad 16:34

2 Madzimambo 2:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “uye nyika iri kuita kuti pamuviri pabve.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 34:1-3

2 Madzimambo 2:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “pamuviri pabve.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:23-25; 2Mad 4:38-41

2 Madzimambo 2:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:15, 16; Ru 10:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/2005, p. 9

    “Rugwaro Rwose,” p. 74

2 Madzimambo 2:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:12
  • +2Mad 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1992, p. 9

    “Rugwaro Rwose,” p. 74

2 Madzimambo 2:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 4:25

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Madz. 2:11Mad 17:1
2 Madz. 2:12Mad 2:11
2 Madz. 2:11Mad 19:16
2 Madz. 2:12Mad 4:38
2 Madz. 2:2Ge 28:18, 19; 1Mad 12:28, 29; 2Mad 2:23
2 Madz. 2:31Mad 19:16
2 Madz. 2:4Jos 6:26; 1Mad 16:34
2 Madz. 2:81Mad 19:19
2 Madz. 2:8Eks 14:21, 22; Jos 3:17; 2Mad 2:13, 14
2 Madz. 2:9Dhe 21:17
2 Madz. 2:9Dhe 34:9; 1Mad 19:16; Ru 1:17
2 Madz. 2:112Mad 6:17; Pis 68:17
2 Madz. 2:112Mak 21:5, 12; Joh 3:13
2 Madz. 2:122Mad 13:14
2 Madz. 2:122Sa 1:11, 12; Job 1:19, 20
2 Madz. 2:131Mad 19:19; 2Mad 1:8; Zek 13:4; Mt 3:4
2 Madz. 2:14Jos 3:13; 2Mad 2:8
2 Madz. 2:15Nu 11:24, 25; 27:18, 20; 2Mad 2:9
2 Madz. 2:161Mad 18:11, 12
2 Madz. 2:18Jos 6:26; 1Mad 16:34
2 Madz. 2:19Dhe 34:1-3
2 Madz. 2:21Eks 15:23-25; 2Mad 4:38-41
2 Madz. 2:232Mak 36:15, 16; Ru 10:16
2 Madz. 2:24Zvi 17:12
2 Madz. 2:242Mad 1:10
2 Madz. 2:252Mad 4:25
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 Madzimambo 2:1-25

Bhuku Rechipiri reMadzimambo

2 Jehovha paakanga ava kuda kukwidza Eriya+ kudenga* nedutu,+ Eriya naErisha+ vakabva kuGirigari.+ 2 Eriya akati kuna Erisha: “Ndapota, sara pano, nekuti Jehovha andituma kuBheteri.” Asi Erisha akati: “NaJehovha mupenyu uye neupenyu hwenyu,* handisi kuzokusiyai.” Saka vakaenda kuBheteri.+ 3 Vanakomana vevaprofita* vaiva muBheteri vakabva vauya kuna Erisha, vakati kwaari: “Munozviziva here kuti nhasi Jehovha achabvisa tenzi wenyu kuti arege kuva mukuru wenyu?”+ Iye akati: “Ndinozviziva. Nyararai.”

4 Zvino Eriya akati kwaari: “Erisha, ndapota sara pano, nekuti Jehovha andituma kuJeriko.”+ Asi iye akati: “NaJehovha mupenyu uye neupenyu hwenyu,* handisi kuzokusiyai.” Saka vakasvika kuJeriko. 5 Vanakomana vevaprofita avo vaiva muJeriko vakabva vaenda kuna Erisha, vakati kwaari: “Munozviziva here kuti nhasi Jehovha achabvisa tenzi wenyu kuti arege kuva mukuru wenyu?” Iye akati: “Ndinozviziva. Nyararai.”

6 Zvino Eriya akati kwaari: “Erisha, ndapota sara pano, nekuti Jehovha andituma kuJodhani.” Asi iye akati: “NaJehovha mupenyu uye neupenyu hwenyu,* handisi kuzokusiyai.” Saka vakaenda vese vari vaviri. 7 Zvino vanakomana 50 vevaprofita vakaendawo, vakamira vachiona vari nechekure, vaviri vacho pavakanga vakamira pedyo naJodhani. 8 Eriya akabva atora nguo yake yebasa,+ akaipeta, akarova mvura, ikaparadzana imwe ichienda kuruboshwe imwe ichienda kurudyi, zvekuti vese vari vaviri vakayambuka nepakaoma.+

9 Vachangoyambuka, Eriya akati kuna Erisha: “Kumbira chaunoda kuti ndikuitire ndisati ndabviswa kwauri.” Saka Erisha akati: “Ndinokumbirawo kupiwa chikamu chakapetwa kaviri+ chemweya wenyu.”*+ 10 Akapindura kuti: “Wakumbira chinhu chakaoma. Kana ukandiona pandichabviswa kwauri, zvawakumbira zvichaitika; asi kana ukasandiona, hazvizoitiki.”

11 Sezvavakanga vachifamba vachitaura zvavo, ngoro yemoto nemabhiza emoto+ zvakangoerekana zvaparadzanisa vaviri vacho, uye Eriya akakwira kudenga* ari mudutu.+ 12 Erisha paakanga akatarisa, aishevedzera achiti: “Baba vangu, baba vangu! Ngoro yaIsraeri nevatasvi vake vemabhiza!”+ Paakanga asisamuoni, akabata nguo dzake akadzibvarura nepakati.+ 13 Pashure paizvozvo akanhonga nguo+ yaEriya yebasa yakanga yadonha ichibva paari, akadzokera akanomira pamahombekombe aJodhani. 14 Akabva atora nguo yaEriya yakanga yadonha ichibva paari, akarova mvura akati: “Jehovha Mwari waEriya ari kupi?” Erisha paakarova mvura yacho, yakabva yakamukana imwe ichienda kuruboshwe imwe ichienda kurudyi, zvekuti akayambuka.+

15 Vanakomana vevaprofita avo vaiva kuJeriko pavakamuona achiri kure, vakati: “Mweya waEriya wagara pana Erisha.”+ Saka vakaenda kunomuchingura, vakapfugama vakakotamisa misoro pamberi pake. 16 Vakati kwaari: “Varanda venyu vane varume 50 vakasimba. Tapota, regai vaende kunotsvaga tenzi wenyu. Zvimwe mweya waJehovha wamusimudza, ukamukanda* pane rimwe gomo kana kuti mune mumwe mupata.”+ Asi iye akati: “Musavatuma.” 17 Zvisinei, vakaramba vachimumanikidza kusvikira ava kunyara, saka akati: “Vatumei.” Vakatuma varume vacho 50, avo vakaramba vachimutsvaga kwemazuva matatu, asi havana kumuwana. 18 Vakabva vadzokera kwaari vakamuwana achigara muJeriko.+ Akabva ati kwavari: “Handina here kukuudzai kuti musaenda?”

19 Nekufamba kwenguva, varume veguta racho vakati kuna Erisha: “Sezvamuri kuona tenzi wangu, guta riri panzvimbo yakanaka,+ asi mvura ndiyo yakaipa, uye nyika haisi kubereka.”* 20 Iye akabva ati: “Ndipei ndiro diki itsva, muise munyu imomo.” Saka vakauya nayo kwaari. 21 Akabva abuda, akaenda pachitubu chemvura yacho, akakanda munyu imomo,+ akati: “Zvanzi naJehovha, ‘Ndanatsa mvura iyi. Haichaurayi kana kuita kuti nyika isabereka.’”* 22 Nanhasi mvura yacho ichakanatswa, maererano neshoko rakataurwa naErisha.

23 Akabva ikoko akakwidza kuBheteri. Paakanga ari munzira achienda, vakomana vadiki vakabuda muguta vakatanga kumunyomba,+ uye vakaramba vachiti kwaari: “Iwe nyamhanza, kwira! Iwe nyamhanza, kwira!” 24 Akazotendeuka, akavatarisa, akavatuka muzita raJehovha. Mhuka hadzi mbiri dzinonzi mabheya+ dzakabva dzabuda musango, dzikabvambura-bvambura vana 42 pavana vacho.+ 25 Akabva ipapo akaramba achienda kuGomo reKameri,+ uye achibva ikoko akadzokera kuSamariya.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe