RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 22:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Zita.”

  • *

    Kana kuti “Mukurumbira wakanaka unofanira.”

  • *

    ChiHeb., “Kufarirwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 4 2017, p. 9

Zvirevo 22:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vanosangana pamwe chete.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 17:26

Zvirevo 22:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “orangwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 38

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2016, p. 11

    Mukai!,

    nha. 4 2016, p. 5

Zvirevo 22:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:9; Zvi 18:12

Zvirevo 22:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:14, 15

Zvirevo 22:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mukomana; wechidiki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:19; Dhe 6:6, 7; VaE 6:4
  • +2Ti 3:14, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 4

    3/8/1997, pp. 20-21

    10/8/1992, pp. 23-24, 29-30

    1/8/1988, p. 21

    Nharireyomurindi,

    4/1/2008, p. 16

    6/1/2007, p. 31

    2/1/1999, p. 32

    12/1/1997, pp. 6-8

    6/15/1997, p. 22

    10/15/1996, p. 21

    10/1/1993, pp. 3-4

    Chakavanzika Chomufarwa, pp. 74-75, 85

Zvirevo 22:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 4:1; Mt 18:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 37

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 10

    Mukai!,

    4/8/1999, pp. 16-17

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, pp. 20-21

Zvirevo 22:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 6:7, 8
  • +Pis 125:3

Zvirevo 22:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ane ziso rakanaka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:7, 8; Zvi 11:25; VaH 6:10

Zvirevo 22:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kuendesana kumatare.”

Zvirevo 22:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 45:2; Zvi 16:13; Mt 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2010, p. 30

Zvirevo 22:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 13:8-10

Zvirevo 22:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:13-15

Zvirevo 22:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vausingazivi.” Ona Zvi 2:16.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 5:3; Mup 7:26

Zvirevo 22:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “memukomana; mewechidiki.”

  • *

    Kana kuti “yekuranga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 8:21
  • +Zvi 13:24; 19:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    5/2015, p. 6

    9/8/1992, pp. 16-17

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 100-101

    Nharireyomurindi,

    6/15/2008, pp. 10-11

Zvirevo 22:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 12:5; Zvi 14:31

Zvirevo 22:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:20
  • +Zvi 15:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    2/2022, p. 8

Zvirevo 22:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 2:10; 24:14
  • +Zvi 15:7

Zvirevo 22:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 23:10
  • +Eks 23:6; Amo 5:12

Zvirevo 22:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wevaya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 24:12; Pis 12:5

Zvirevo 22:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    4/8/1988, p. 20

Zvirevo 22:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Woteyera mweya wako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    4/8/1988, p. 20

Zvirevo 22:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:1-3

Zvirevo 22:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 19:14; Zvi 23:10; Ho 5:10

Zvirevo 22:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:18, 19; 1Mad 7:13, 14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 22:1Mup 7:1
Zvir. 22:2Mab 17:26
Zvir. 22:4Pis 34:9; Zvi 18:12
Zvir. 22:5Zvi 4:14, 15
Zvir. 22:6Ge 18:19; Dhe 6:6, 7; VaE 6:4
Zvir. 22:62Ti 3:14, 15
Zvir. 22:72Mad 4:1; Mt 18:25
Zvir. 22:8VaG 6:7, 8
Zvir. 22:8Pis 125:3
Zvir. 22:9Dhe 15:7, 8; Zvi 11:25; VaH 6:10
Zvir. 22:11Pis 45:2; Zvi 16:13; Mt 5:8
Zvir. 22:12Mab 13:8-10
Zvir. 22:13Zvi 26:13-15
Zvir. 22:14Zvi 5:3; Mup 7:26
Zvir. 22:15Ge 8:21
Zvir. 22:15Zvi 13:24; 19:18
Zvir. 22:16Pis 12:5; Zvi 14:31
Zvir. 22:17Zvi 13:20
Zvir. 22:17Zvi 15:14
Zvir. 22:18Zvi 2:10; 24:14
Zvir. 22:18Zvi 15:7
Zvir. 22:22Zvi 23:10
Zvir. 22:22Eks 23:6; Amo 5:12
Zvir. 22:231Sa 24:12; Pis 12:5
Zvir. 22:25Zvi 13:20
Zvir. 22:26Zvi 6:1-3
Zvir. 22:28Dhe 19:14; Zvi 23:10; Ho 5:10
Zvir. 22:291Sa 16:18, 19; 1Mad 7:13, 14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 22:1-29

Zvirevo

22 Zita rakanaka* rinofanira* kusarudzwa panzvimbo pepfuma zhinji;+

Kuremekedzwa* kunopfuura kuva nesirivha negoridhe.

 2 Mupfumi nemurombo vakafanana pakuti:*

Jehovha ndiye akavasika vese.+

 3 Munhu akangwara anoona njodzi ohwanda,

Asi asina ruzivo anoramba achienda ozosangana nedambudziko.*

 4 Kuzvininipisa uye kutya Jehovha zvinoguma

Nepfuma nekukudzwa neupenyu.+

 5 Minzwa nemisungo zviri munzira yemunhu asina kururama,

Asi munhu wese anokoshesa upenyu hwake* anoramba ari kure nazvo.+

 6 Dzidzisa mwana* nzira yaanofanira kufamba nayo;+

Kunyange kana akwegura haazobvi mairi.+

 7 Mupfumi anotonga varombo,

Uye munhu anokwereta muranda weanomukweretesa.+

 8 Munhu wese anodyara kusarurama achakohwa dambudziko,+

Uye shamhu yekushatirwa kwake ichaparara.+

 9 Munhu asinganyimi* achakomborerwa,

Nekuti anopa varombo zvekudya zvake.+

10 Dzinga munhu anotsvinya,

Uye kukakavadzana kunobva kwapera;

Mabopoto* nekutukana zvichaguma.

11 Munhu anoda mwoyo wakachena uye anotaura nenyasha

Achava shamwari yamambo.+

12 Maziso aJehovha anochengetedza ruzivo,

Asi iye anopidigura mashoko emunhu anonyengera.+

13 Simbe inoti: “Panze pane shumba!

Ndingaurayiwa mumusika!”+

14 Miromo yevakadzi vasingazvibati* igomba rakadzika.+

Munhu anowanirwa mhosva naJehovha achawira mariri.

15 Upenzi hwakasungirirwa mumwoyo memwana,*+

Asi shamhu yekurayira* ichahudzingira kure naye.+

16 Munhu anobiridzira murombo kuti awedzere pfuma yake+

Neuya anopa mupfumi zvipo

Vachapedzisira vava kutambura.

17 Rereka nzeve yako uteerere mashoko evakachenjera,+

Kuti mwoyo wako uzive nezvangu,+

18 Nekuti zvinofadza kuti uachengete mukatikati mako,+

Kuti ese azogara ari pamiromo yako.+

19 Kuti uve nechivimbo muna Jehovha,

Ndiri kukupa ruzivo nhasi.

20 Handiti ndatokunyorera,

Ndichikupa mazano neruzivo,

21 Kuti ndikudzidzise mashoko echokwadi uye akavimbika,

Kuti ukwanise kudzokera nemashoko akarurama kumunhu akutuma?

22 Usabira murombo nekuti murombo,+

Uye usadzvinyirira munhu akaderera pagedhi reguta,+

23 Nekuti Jehovha pachake achavamiririra panyaya dzavo+

Uye achapfuudza upenyu hwevaya* vanovabiridzira.

24 Usashamwaridzana nemunhu asingatani kutsamwa

Kana kufambidzana nemunhu anokurumidza kushatirwa,

25 Kuti usafa wakadzidza nzira dzake

Wozviteyera* musungo.+

26 Usava mumwe wevaya vanobatana maoko vachiita chibvumirano,

Vanobvumira vamwe kupiwa zvikwereti muzita ravo.+

27 Kana usina chekubhadhara nacho,

Uchatorerwa mubhedha wako chaiwo wawakarara pauri!

28 Usabvisa chiratidzo chekare chinoratidza pane muganhu

Chakaiswa nemadzitateguru ako.+

29 Unoona munhu anoziva basa rake here?

Achamira pamberi pemadzimambo;+

Haazomiri pamberi pevanhuwo zvavo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe