RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 34
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Mahwendefa matsva ematombo (1-4)

      • Mozisi anoona kubwinya kwaJehovha (5-9)

      • Mashoko esungano anotaurwa zvakare (10-28)

      • Chiso chaMozisi chinopenya (29-35)

Eksodho 34:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 10:1
  • +Dhe 9:10
  • +Eks 32:19; Dhe 9:17

Eksodho 34:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:20; 24:12

Eksodho 34:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:12, 13

Eksodho 34:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:38
  • +Eks 6:3; 33:19

Eksodho 34:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nenyasha.”

  • *

    Kana kuti “azere nemutsa.”

  • *

    Kana kuti “uye akatendeka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 6:36
  • +Eks 22:27; 2Mak 30:9; Ne 9:17; Pis 86:15; Joe 2:13
  • +Nu 14:18; 2Pe 3:9
  • +Jer 31:3; Mari 3:22; Mik 7:18
  • +Pis 31:5; VaR 2:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2021, pp. 2-3

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 7

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2017, p. 8

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 276-278

    Mukai!,

    1/2012, pp. 6-7

    Nharireyomurindi,

    5/1/2009, p. 18

    5/15/2005, pp. 23-25

    1/15/2002, pp. 13-15, 17-18

    10/1/1998, pp. 8, 12-13

    12/1/1989, p. 4

    Zivo, pp. 28-29

Eksodho 34:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 9:4
  • +Pis 103:12; Isa 55:7; VaE 4:32; 1Jo 1:9
  • +Dhe 32:35; Jos 24:19; VaR 2:5; 2Pe 2:4; Jud 14, 15
  • +Eks 20:5; Dhe 30:19; 1Sa 15:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 115-117

    Nharireyomurindi,

    5/1/2009, p. 18

    5/15/2005, pp. 23-25

    1/15/2002, pp. 13, 15, 17-18

    12/1/1989, pp. 4, 6-7

    2/1/1988, p. 6

    Zivo, pp. 28-29

Eksodho 34:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakaoma mutsipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 33:14
  • +Eks 32:9; 33:3
  • +Nu 14:19

Eksodho 34:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:23; Pis 147:19, 20
  • +Eks 33:16; Dhe 10:21

Eksodho 34:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:5, 6; Dhe 12:28
  • +Eks 3:8; 33:2; Dhe 7:1

Eksodho 34:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:2
  • +Eks 23:32, 33

Eksodho 34:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:24; Dhe 12:3

Eksodho 34:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “haadi vanokwikwidzana naye.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:3; 1VaK 10:14; 1Jo 5:21
  • +Jos 24:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kunamata Kwakachena, pp. 164-165

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), pp. 1975-1976

    Nharireyomurindi,

    10/15/2002, p. 28

    9/15/1995, pp. 8-9

Eksodho 34:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:20
  • +Nu 25:2; 2VaK 6:14

Eksodho 34:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 9:2
  • +Dhe 7:4; 31:16; Vat 2:17; 8:33; 1Mad 11:2; Ne 13:26; Pis 106:28

Eksodho 34:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:8; Re 19:4

Eksodho 34:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera B15.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:6
  • +Eks 23:15

Eksodho 34:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Dangwe rese rinovhura chibereko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:2; Ru 2:23
  • +Eks 22:30

Eksodho 34:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:15; Nu 18:15, 16

Eksodho 34:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuchengeta sabata.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:12

Eksodho 34:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Unonziwo Mutambo Wematumba (Wematebhenekeri).

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:16; Re 23:34

Eksodho 34:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 16:16

Eksodho 34:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/1998, p. 20

Eksodho 34:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:18
  • +Eks 12:10; Nu 9:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1990, p. 12

Eksodho 34:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 18:8, 12; Dhe 26:2; Zvi 3:9
  • +Eks 23:19; Dhe 14:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2004, p. 27

Eksodho 34:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:4; Dhe 31:9, 11
  • +Eks 24:8; Dhe 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 179-181

    Nharireyomurindi,

    6/15/2012, p. 26

Eksodho 34:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Apa panofanira kunge pari kurehwa Jehovha. Ona vhesi 1.

  • *

    ChiHeb., “Mashoko Gumi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:18
  • +Eks 31:18; Dhe 10:2

Eksodho 34:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, pp. 15-16

    3/15/1990, p. 7

Eksodho 34:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1990, p. 7

Eksodho 34:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:3; Dhe 1:3

Eksodho 34:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 3:13

Eksodho 34:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 3:16
  • +Dhe 27:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, pp. 15-16

Eksodho 34:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 3:7, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1990, p. 7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 34:1Dhe 10:1
Eks. 34:1Dhe 9:10
Eks. 34:1Eks 32:19; Dhe 9:17
Eks. 34:2Eks 19:20; 24:12
Eks. 34:3Eks 19:12, 13
Eks. 34:5Mab 7:38
Eks. 34:5Eks 6:3; 33:19
Eks. 34:6Ru 6:36
Eks. 34:6Eks 22:27; 2Mak 30:9; Ne 9:17; Pis 86:15; Joe 2:13
Eks. 34:6Nu 14:18; 2Pe 3:9
Eks. 34:6Jer 31:3; Mari 3:22; Mik 7:18
Eks. 34:6Pis 31:5; VaR 2:2
Eks. 34:7Dha 9:4
Eks. 34:7Pis 103:12; Isa 55:7; VaE 4:32; 1Jo 1:9
Eks. 34:7Dhe 32:35; Jos 24:19; VaR 2:5; 2Pe 2:4; Jud 14, 15
Eks. 34:7Eks 20:5; Dhe 30:19; 1Sa 15:2
Eks. 34:9Eks 33:14
Eks. 34:9Eks 32:9; 33:3
Eks. 34:9Nu 14:19
Eks. 34:102Sa 7:23; Pis 147:19, 20
Eks. 34:10Eks 33:16; Dhe 10:21
Eks. 34:11Eks 19:5, 6; Dhe 12:28
Eks. 34:11Eks 3:8; 33:2; Dhe 7:1
Eks. 34:12Dhe 7:2
Eks. 34:12Eks 23:32, 33
Eks. 34:13Eks 23:24; Dhe 12:3
Eks. 34:14Eks 20:3; 1VaK 10:14; 1Jo 5:21
Eks. 34:14Jos 24:19
Eks. 34:151VaK 10:20
Eks. 34:15Nu 25:2; 2VaK 6:14
Eks. 34:16Ezr 9:2
Eks. 34:16Dhe 7:4; 31:16; Vat 2:17; 8:33; 1Mad 11:2; Ne 13:26; Pis 106:28
Eks. 34:17Eks 32:8; Re 19:4
Eks. 34:18Re 23:6
Eks. 34:18Eks 23:15
Eks. 34:19Eks 13:2; Ru 2:23
Eks. 34:19Eks 22:30
Eks. 34:20Eks 13:15; Nu 18:15, 16
Eks. 34:21Dhe 5:12
Eks. 34:22Eks 23:16; Re 23:34
Eks. 34:23Dhe 16:16
Eks. 34:24Eks 34:11
Eks. 34:25Eks 23:18
Eks. 34:25Eks 12:10; Nu 9:12
Eks. 34:26Nu 18:8, 12; Dhe 26:2; Zvi 3:9
Eks. 34:26Eks 23:19; Dhe 14:21
Eks. 34:27Eks 24:4; Dhe 31:9, 11
Eks. 34:27Eks 24:8; Dhe 4:13
Eks. 34:28Dhe 9:18
Eks. 34:28Eks 31:18; Dhe 10:2
Eks. 34:29Eks 32:15
Eks. 34:302VaK 3:7
Eks. 34:32Eks 24:3; Dhe 1:3
Eks. 34:332VaK 3:13
Eks. 34:342VaK 3:16
Eks. 34:34Dhe 27:10
Eks. 34:352VaK 3:7, 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 34:1-35

Eksodho

34 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Veza mahwendefa maviri ematombo akaita seekutanga,+ ndinyore pamahwendefa acho mashoko aiva pamahwendefa ekutanga,+ awakaputsa.+ 2 Gadzirira, nekuti mangwana mangwanani uchakwira muGomo reSinai, womira ipapo pamberi pangu, pamusoro pegomo racho.+ 3 Asi hapana munhu anofanira kukwira newe, uye hapana anofanira kuonekwa mugomo racho. Kunyange makwai nemombe hazvifaniri kufura pamberi pegomo iroro.”+

4 Saka Mozisi akaveza mahwendefa maviri ematombo akaita seekutanga. Akafumomuka ndokukwira muGomo reSinai, sezvaakanga arayirwa naJehovha, uye akaenda akabata mahwendefa maviri ematombo. 5 Jehovha akabva adzika+ ari mugore, akamira naye ipapo, akazivisa zita raJehovha.+ 6 Jehovha akanga achipfuura nepamberi pake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ netsitsi,*+ anononoka kutsamwa+ uye azere nerudo rusingachinji,*+ nechokwadi,*+ 7 anoratidza rudo rusingachinji kuzviuru,+ anoregerera kukanganisa, kutadza uye chivi,+ asi haazombosiyi munhu ane mhosva asina kurangwa,+ anoranga vanakomana nevazukurukomana nemhaka yekukanganisa kwemadzibaba avo kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.”+

8 Mozisi akabva akurumidza kupfugama, akadzikisa musoro wake. 9 Akabva ati: “Haiwa Jehovha, kana mandinzwira nyasha, ndapota, Jehovha, fambai muri pakati pedu,+ kunyange zvazvo tiri vanhu vakaoma musoro,*+ uye tiregerereiwo kukanganisa kwedu nechivi chedu,+ uye tioneiwo senhaka yenyu chaiyo.” 10 Iye akapindura kuti: “Ndava kuita sungano newe: Ndichaita zvinhu zvinoshamisa pamberi pevanhu vako vese, zvisati zvamboitwa panyika pese kana pakati pemarudzi ese,+ uye vanhu vese vaunogara pakati pavo vachaona basa raJehovha, nekuti ndiri kukuitirai zvinhu zvinoshamisa.+

11 “Inzwa zvandiri kukurayira nhasi.+ Ndiri kudzinga vaAmori, vaKenani, vaHiti, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi pamberi pako.+ 12 Ngwarira kuti usaita sungano nevagari vemunyika yauri kuenda,+ nekuti zvinogona kuva musungo pakati penyu.+ 13 Asi munofanira kuputsa atari dzavo, moparadza shongwe dzavo dzinoyera, motema mapango avo anoyera.*+ 14 Usakotamira mumwe mwari,+ nekuti Jehovha anozivikanwa kuti anoda kuzvipira kwakazara.* Iye ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara.+ 15 Ngwarira kuti usaita sungano nevagari vemunyika yacho, nekuti pavanoita unzenza navanamwari vavo, vopa zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ mumwe munhu achakukoka wodya zvimwe zvinhu zvaanenge achibayira.+ 16 Iwe uchabva watorera vanakomana vako vamwe vanasikana vavo,+ uye vanasikana vavo vachaita unzenza navanamwari vavo, voita kuti vanakomana vako vaite unzenza navanamwari vavo.+

17 “Usazvigadzirira vanamwari vesimbi.+

18 “Unofanira kuchengeta Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso.+ Udye chingwa chisina mbiriso, sezvandakakurayira; ita izvi kwemazuva manomwe kana nguva yacho yasvika mumwedzi waAbhibhi,*+ nekuti wakabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi.

19 “Dangwe rese rechirume* nderangu,+ kusanganisira zvipfuwo zvako zvese, ungava mukono wekutanga wemombe kana wegwai.+ 20 Kana ari mwana wedhongi anotanga kuberekwa, unofanira kumudzikinura negwai. Asi kana ukasamudzikinura, unofanira kutyora mutsipa wake. Unofanira kudzikinura matangwe ese evanakomana vako.+ Hapana anofanira kuuya pamberi pangu achingova maoko chete.

21 “Unofanira kushanda mazuva matanhatu, asi pazuva rechinomwe unofanira kuzorora.*+ Kunyange panguva yekurima neyekukohwa, unofanira kuzorora.

22 “Upemberere Mutambo Wemavhiki negorosi rinotanga kuibva raunokohwa, uye upemberere Mutambo Wekuunganidza,* pakupera kwegore.+

23 “Vanhurume vako vese ngavauye pamberi paIshe wechokwadi, Jehovha, Mwari waIsraeri, katatu pagore.+ 24 Nekuti ndichadzinga marudzi pamberi pako,+ uye ndichakudza nharaunda yako, uye hapana munhu achachiva nyika yako paunenge uchienda kunoona chiso chaJehovha Mwari wako katatu pagore.

25 “Usapa ropa rechibayiro changu pamwe chete nechinhu chine mbiriso.+ Chibayiro chemutambo wePaseka hachifaniri kurara kusvikira mangwanani.+

26 “Pazvibereko zvinotanga kuibva zvevhu rako, unofanira kuunza zvakanakisisa zvacho kuimba yaJehovha Mwari wako.+

“Usabika mbudzana nemukaka waamai vayo.”+

27 Jehovha akatizve kuna Mozisi: “Unofanira kunyora mashoko aya,+ nekuti ndinoita sungano newe uye naIsraeri maererano nemashoko aya.”+ 28 Uye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva 40 neusiku 40. Haana kudya zvekudya uye haana kunwa mvura.+ Uye akanyora* pamahwendefa mashoko esungano yacho, Mirayiro Gumi.*+

29 Mozisi akabva aburuka muGomo reSinai, uye mahwendefa maviri eChipupuriro aiva muruoko rwake.+ Paakaburuka mugomo, Mozisi haana kuziva kuti ganda rechiso chake raipenya nekuti akanga ataura naMwari. 30 Aroni nevaIsraeri vese pavakaona Mozisi, vakaona kuti ganda rechiso chake raipenya, uye vakatya kuswedera pedyo naye.+

31 Asi Mozisi akavashevedza, saka Aroni nemachinda ese eungano vakauya kwaari, Mozisi akataura navo. 32 Pashure paizvozvo, vaIsraeri vese vakaswedera pedyo naye, akavapa mirayiro yese yaakanga apiwa naJehovha muGomo reSinai.+ 33 Mozisi paaipedza kutaura navo, aizvifukidza chiso chake.+ 34 Asi Mozisi paaipinda omira pamberi paJehovha kuti ataure naye, aibvisa chaakanga akazvifukidza nacho kusvikira abuda.+ Aibva abuda onoudza vaIsraeri mirayiro yaainge apiwa.+ 35 VaIsraeri vaiona kuti ganda rechiso chaMozisi riri kupenya; Mozisi aibva azvifukidza chiso chake kusvikira apinda kuti anotaura naMwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe