RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raRevhitiko

      • Tebhenekeri, pekupisira zvibayiro (1-9)

      • Kurambidzwa kudya ropa (10-14)

      • Zvinofanira kuitwa kana munhu adya mhuka yakafa yega (15, 16)

Revhitiko 17:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anofanira kuurayiwa.”

Revhitiko 17:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 3:1, 2; 7:11

Revhitiko 17:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvinozorodza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 3:3-5; 7:29-31

Revhitiko 17:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:17; Jos 24:14
  • +Eks 34:15; Dhe 31:16

Revhitiko 17:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anofanira kuurayiwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 1:3; Dhe 12:5, 6, 13, 14

Revhitiko 17:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichamuuraya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:4; Re 3:17; 7:26; 19:26; 1Sa 14:33; Mab 15:20, 29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 39

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, pp. 10-11

    6/15/1991, p. 9

    “Rugwaro Rwose,” p. 29

Revhitiko 17:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muyananisire mweya yenyu.”

  • *

    Kana kuti “nemweya uri mariri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 17:14; Dhe 12:23
  • +Re 8:15; 16:18
  • +Mt 26:28; VaR 3:25; 5:9; VaE 1:7; VaH 9:22; 13:12; 1Pe 1:2; 1Jo 1:7; Zva 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rudo rwaMwari,” p. 75

    Nharireyomurindi,

    6/15/2004, p. 15

    6/15/1991, p. 9

    Vakabatana, pp. 159-160

Revhitiko 17:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hapana mweya unofanira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:49
  • +Dhe 12:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2004, p. 15

    Vakabatana, pp. 159-160

Revhitiko 17:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:16; 15:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rinotidzidzisei?, p. 139

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, p. 129

    Nharireyomurindi,

    6/15/2004, p. 15

    10/15/2000, pp. 30-31

Revhitiko 17:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wenyama.”

  • *

    Kana kuti “mweya.”

  • *

    Kana kuti “mweya wenyama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 17:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 39

Revhitiko 17:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 22:31; Dhe 14:21
  • +Re 11:40

Revhitiko 17:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 19:20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Revh. 17:5Re 3:1, 2; 7:11
Revh. 17:6Re 3:3-5; 7:29-31
Revh. 17:7Dhe 32:17; Jos 24:14
Revh. 17:7Eks 34:15; Dhe 31:16
Revh. 17:9Re 1:3; Dhe 12:5, 6, 13, 14
Revh. 17:10Ge 9:4; Re 3:17; 7:26; 19:26; 1Sa 14:33; Mab 15:20, 29
Revh. 17:11Re 17:14; Dhe 12:23
Revh. 17:11Re 8:15; 16:18
Revh. 17:11Mt 26:28; VaR 3:25; 5:9; VaE 1:7; VaH 9:22; 13:12; 1Pe 1:2; 1Jo 1:7; Zva 1:5
Revh. 17:12Eks 12:49
Revh. 17:12Dhe 12:23
Revh. 17:13Dhe 12:16; 15:23
Revh. 17:14Re 17:10, 11
Revh. 17:15Eks 22:31; Dhe 14:21
Revh. 17:15Re 11:40
Revh. 17:16Nu 19:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Revhitiko 17:1-16

Revhitiko

17 Jehovha akaenderera mberi achitaura naMozisi, achiti: 2 “Taura naAroni nevanakomana vake nevaIsraeri vese, uti kwavari, ‘Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha:

3 “‘“Kana munhu upi zvake weimba yaIsraeri akaurayira mombe kana gwayana kana mbudzi mumusasa kana kuti kunze kwemusasa, 4 panzvimbo pekuuya nayo pasuo retende rekusanganira kuti aipe sechibayiro kuna Jehovha pamberi petebhenekeri yaJehovha, munhu iyeye achanzi ane mhosva yekudeura ropa. Adeura ropa, uye munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pevanhu vake.* 5 Izvi zviri kuitirwa kuti vaIsraeri vauye kuna Jehovha, kusuo retende rekusanganira, kumupristi, nezvibayiro zvavari kubayira kusango. Vanofanira kubayira zvibayiro izvi sezvibayiro zverugare kuna Jehovha.+ 6 Uye mupristi achasasa ropa racho paatari yaJehovha iri pasuo retende rekusanganira, oita kuti mafuta acho apfungaire kuti anhuhwirire zvakanaka* kuna Jehovha.+ 7 Saka havafaniri kuramba vachipa zvibayiro zvavo kumadhimoni akaita sembudzi+ avari kuita nawo unzenza.+ Uyu murau uchagara uripo, muzvizvarwa zvenyu zvese.”’

8 “Unofanira kuti kwavari, ‘Munhu wese weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anopa mupiro unopiswa kana kuti chibayiro chinopiswa, 9 uye asingauyi nacho kusuo retende rekusanganira kuzochipa Jehovha, anofanira kubviswa pakati pevanhu vake.*+

10 “‘Munhu wese weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anodya ropa ripi zvaro,+ ndichatarisa munhu anodya ropa ndakatsamwa, uye ndichamubvisa* pakati pevanhu vake. 11 Nekuti upenyu hwenyama huri muropa,+ uye ini ndakariisa paatari+ kuti imi muzviyananisire,* nekuti ropa ndiro rinoyananisira+ kuburikidza neupenyu huri mariri.* 12 Ndokusaka ndati kuvaIsraeri: “Hapana mumwe wenyu anofanira* kudya ropa, uye hapana mutorwa ari kugara pakati penyu+ anofanira kudya ropa.”+

13 “‘Kana mumwe wevaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu akaenda kunovhima obata mhuka kana kuti shiri inodyiwa, anofanira kudurura ropa rayo+ orifushira neguruva. 14 Nekuti upenyu hwenyama* yese ndiro ropa rayo, nekuti mariri ndimo mune upenyu.* Saka ndati kuvaIsraeri: “Hamufaniri kudya ropa renyama ipi zvayo, nekuti upenyu hwenyama* yese ndiro ropa rayo. Munhu wese anoridya achaurayiwa.”+ 15 Kana munhu wemunyika yenyu kana kuti mutorwa akadya mhuka yakafa yega kana kuti yakabvamburwa nechikara,+ anofanira kugeza zvipfeko zvake, ogeza muviri nemvura ova asina kuchena kusvikira manheru;+ uye achava akachena. 16 Asi kana akasageza zvipfeko zvake uye akasageza muviri, achazvidavirira pakukanganisa kwake.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe