RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 127
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kana pasina Mwari, kushandira zvakaoma pasina

        • “Kana Jehovha asingavaki imba” (1)

        • Vana, mubayiro unobva kuna Mwari (3)

Pisarema 127:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:6; 10:22; 16:3
  • +Isa 27:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/1993, p. 32

    10/1/1989, pp. 27-29

Pisarema 127:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:5; Mup 5:12

Pisarema 127:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 33:4, 5; 48:3, 4; 1Sa 2:21
  • +Ge 41:51, 52; Re 26:9; Job 42:12, 13; Pis 128:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2019, p. 22

    Nharireyomurindi,

    4/1/2005, pp. 8-19

    10/1/1996, p. 31

    10/1/1989, pp. 27-28

    Mukai!,

    8/8/1997, p. 10

    Chakavanzika Chomufarwa, p. 126

Pisarema 127:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2019, p. 27

    Nharireyomurindi,

    8/15/2013, p. 17

    4/1/2008, pp. 13-16

    9/1/2007, pp. 26, 30

Pisarema 127:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 50:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/2008, pp. 13-16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 127:1Zvi 3:6; 10:22; 16:3
Pis. 127:1Isa 27:3
Pis. 127:2Pis 3:5; Mup 5:12
Pis. 127:3Ge 33:4, 5; 48:3, 4; 1Sa 2:21
Pis. 127:3Ge 41:51, 52; Re 26:9; Job 42:12, 13; Pis 128:3
Pis. 127:4Zvi 17:6
Pis. 127:5Ge 50:23
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 127:1-5

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza. RwaSoromoni.

127 Kana Jehovha asingavaki imba,

Vavaki vayo vanoshandira pasina.+

Kana Jehovha asingachengetedzi guta,+

Murindi wacho anorara akasvinurira pasina.

 2 Imi munofumomukira pasina,

Munononoka kurara pasina,

Munofondoka pasina kuti muwane zvekudya,

Nekuti iye anochengeta vanhu vake vaanoda asi achivawanisa hope.+

 3 Onai! Vanakomana* inhaka inobva kuna Jehovha;+

Vana mubayiro unobva kwaari.+

 4 Semiseve iri muruoko rwemurume ane simba,

Ndizvo zvakaita vanakomana veudiki.+

 5 Anofara murume anozadza homwe yake yemiseve navo.+

Havazonyadziswi,

Nekuti vachataura nevavengi pagedhi reguta.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe