RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Vanamwari vemarudzi vanoenzaniswa naMwari mupenyu (1-16)

      • Kuparadzwa uye kutapwa zvava pedyo (17, 18)

      • Jeremiya anoshungurudzika (19-22)

      • Muprofita wacho anonyengetera (23-25)

        • Munhu haagoni kururamisa nhanho dzake (23)

Jeremiya 10:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 18:3, 30; 20:23; Dhe 12:30
  • +Isa 47:13

Jeremiya 10:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hadzibatsiri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:20; 44:14, 15; 45:20; Ha 2:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Midzimu Isingaoneki, p. 42

Jeremiya 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 115:4; Isa 40:19
  • +Isa 41:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Midzimu Isingaoneki, p. 42

Jeremiya 10:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ha 2:19
  • +Isa 46:7
  • +Isa 41:23; 44:9; 1VaK 8:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Midzimu Isingaoneki, p. 42

Jeremiya 10:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:11; 2Sa 7:22; Pis 86:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 38

Jeremiya 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:28
  • +Pis 89:6; Dha 4:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, p. 275

Jeremiya 10:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvakunobatsira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 51:17; Ha 2:18
  • +Isa 44:19

Jeremiya 10:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:22

Jeremiya 10:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 3:10; Dha 6:26
  • +Dha 4:3; Ha 1:12; Zva 15:3
  • +Na 1:5

Jeremiya 10:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiAramaiki ndicho chakatanga kushandiswa pakanyorwa vhesi 11.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:18; Jer 51:17, 18; Zef 2:11

Jeremiya 10:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:19; Isa 45:18
  • +Pis 136:3, 5; Isa 40:22; Jer 51:15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 51-53

    Kupukunyuka, p. 11

Jeremiya 10:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mhute isimuke.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Anogadzira munobuda nemvura inonaya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 37:2; 38:34
  • +Job 36:27; Pis 135:7
  • +Ge 8:1; Eks 14:21; Nu 11:31; Jon 1:4

Jeremiya 10:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yesimbi yakanyungudutswa.”

  • *

    Kana kuti “mweya wekufema.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 42:17; 44:11
  • +Jer 51:17; Ha 2:18, 19

Jeremiya 10:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Haibatsiri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 41:29

Jeremiya 10:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:9; Pis 135:4
  • +Isa 47:4

Jeremiya 10:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kupotsera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:63; Jer 16:13

Jeremiya 10:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kwekutyoka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 8:21

Jeremiya 10:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 4:20
  • +Jer 31:15

Jeremiya 10:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 5:31
  • +Jer 2:8; 8:9
  • +Jer 23:1; Eze 34:5, 6

Jeremiya 10:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iyi imhuka yakada kufanana negava.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:15; 4:6; 6:22; Ha 1:6
  • +Jer 9:11

Jeremiya 10:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 17:5; 37:23; Zvi 16:3; 20:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 2 2021 p. 6

    Mukai!,

    nha. 1 2019, pp. 4-5

    10/8/1990, pp. 8-9

    Nharireyomurindi,

    5/1/2012, p. 6

    12/15/2011, p. 14

    4/15/2008, pp. 9-10

    11/1/2005, p. 22

    10/15/2000, p. 13

    9/1/1999, pp. 19-20

    10/1/1992, p. 27

    Namata Mwari, pp. 51-53

    Zivo, p. 12

    Shoko raMwari, pp. 187-188

    Mwari Anoitira Hanya, pp. 14-15

Jeremiya 10:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:1; 38:1
  • +Jer 30:11

Jeremiya 10:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 34:2
  • +Jer 51:34
  • +Isa 10:22
  • +Pis 79:6, 7; Jer 8:16; Mari 2:22

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 10:2Re 18:3, 30; 20:23; Dhe 12:30
Jer. 10:2Isa 47:13
Jer. 10:3Isa 40:20; 44:14, 15; 45:20; Ha 2:18
Jer. 10:4Pis 115:4; Isa 40:19
Jer. 10:4Isa 41:7
Jer. 10:5Ha 2:19
Jer. 10:5Isa 46:7
Jer. 10:5Isa 41:23; 44:9; 1VaK 8:4
Jer. 10:6Eks 15:11; 2Sa 7:22; Pis 86:8
Jer. 10:7Pis 22:28
Jer. 10:7Pis 89:6; Dha 4:35
Jer. 10:8Jer 51:17; Ha 2:18
Jer. 10:8Isa 44:19
Jer. 10:91Mad 10:22
Jer. 10:10Jos 3:10; Dha 6:26
Jer. 10:10Dha 4:3; Ha 1:12; Zva 15:3
Jer. 10:10Na 1:5
Jer. 10:11Isa 2:18; Jer 51:17, 18; Zef 2:11
Jer. 10:12Zvi 3:19; Isa 45:18
Jer. 10:12Pis 136:3, 5; Isa 40:22; Jer 51:15, 16
Jer. 10:13Job 37:2; 38:34
Jer. 10:13Job 36:27; Pis 135:7
Jer. 10:13Ge 8:1; Eks 14:21; Nu 11:31; Jon 1:4
Jer. 10:14Isa 42:17; 44:11
Jer. 10:14Jer 51:17; Ha 2:18, 19
Jer. 10:15Isa 41:29
Jer. 10:16Dhe 32:9; Pis 135:4
Jer. 10:16Isa 47:4
Jer. 10:18Dhe 28:63; Jer 16:13
Jer. 10:19Jer 8:21
Jer. 10:20Jer 4:20
Jer. 10:20Jer 31:15
Jer. 10:21Jer 5:31
Jer. 10:21Jer 2:8; 8:9
Jer. 10:21Jer 23:1; Eze 34:5, 6
Jer. 10:22Jer 1:15; 4:6; 6:22; Ha 1:6
Jer. 10:22Jer 9:11
Jer. 10:23Pis 17:5; 37:23; Zvi 16:3; 20:24
Jer. 10:24Pis 6:1; 38:1
Jer. 10:24Jer 30:11
Jer. 10:25Isa 34:2
Jer. 10:25Jer 51:34
Jer. 10:25Isa 10:22
Jer. 10:25Pis 79:6, 7; Jer 8:16; Mari 2:22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 10:1-25

Jeremiya

10 Inzwai shoko rataurwa naJehovha pamusoro penyu, haiwa imi imba yaIsraeri. 2 Zvanzi naJehovha:

“Musadzidza nzira yemamwe marudzi,+

Uye musatyiswa nezviratidzo zvekudenga,

Nekuti mamwe marudzi anotyiswa nazvo.+

 3 Nekuti tsika dzemarudzi acho hadzisi chinhu.*

Unongova muti wesango unotemwa,

Wogadzirwa nemaoko emhizha ichishandisa mudziyo wayo.+

 4 Vanoushongedza nesirivha negoridhe,+

Vouroverera nezvipikiri nesando kuti urege kudonha.+

 5 Haigoni kutaura kungofanana nedukununu rekutyisidzira shiri mumunda wemagaka;+

Inotoita zvekutakurwa nekuti haigoni kufamba.+

Musaitya nekuti haikuvadzi,

Kana kuita chero chinhu chakanaka.”+

 6 Hapana akaita semi, haiwa Jehovha.+

Muri mukuru, uye zita renyu iguru uye rine simba.

 7 Ndiani angarega kukutyai, haiwa imi Mambo wemarudzi,+ nekuti ndizvo zvakakodzera;

Nekuti pakati pevakachenjera vese vemamwe marudzi uye pakati peumambo hwavo hwese,

Hapana kana akaita semi.+

 8 Vese havafungi uye mapenzi.+

Kurayirwa nemuti hakuna kana chiyamuro.*+

 9 Sirivha yakaitwa nhetenhete inounzwa ichibva kuTashishi,+ uye goridhe kubva kuUfazi,

Basa remhizha, remaoko emupfuri wesimbi.

Zvipfeko zvazvo ndezveshinda yebhuruu neshinda yepepuru.

Zvese zvakagadzirwa nevashandi vane unyanzvi.

10 Asi Jehovha ndiMwari zvechokwadi.

Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo asingagumi.+

Nyika ichadengenyeka nekuda kwehasha dzake,+

Uye hapana marudzi achatsungirira kutsamwa kwake.

11 * Muti kwavari:

“Vanamwari vasina kusika denga nenyika

Vachaparara panyika uye pasi pedenga iri.”+

12 Ndiye akasika nyika nesimba rake,

Iye akasimbisa nyika neuchenjeri hwake+

Uye akatatamura denga nekunzwisisa kwake.+

13 Paanoita kuti inzwi rake rinzwike,

Mvura iri kudenga inotinhira,+

Uye anoita kuti makore asimuke* kubva kumigumo yenyika.+

Anogadzirira mvura inonaya mheni,*

Uye anobudisa mhepo mumatura ake.+

14 Munhu wese ari kuita zvinhu asingafungi uye achiratidza kuti haana ruzivo.

Vapfuri vese vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+

Nekuti mifananidzo yavo yesimbi* ndeyenhema,

Uye haina mweya* mairi.+

15 Haisi chinhu,* ibasa rinoshorwa.+

Ichaparara pazuva rekutongwa kwayo.

16 Mugove waJakobho hauna kuita sezvinhu izvi,

Nekuti ndiye Muumbi wezvinhu zvese,

Uye Israeri ndiye mudonzvo wenhaka yake.+

Jehovha wemauto ndiro zita rake.+

17 Unganidza zvinhu zvako,

Haiwa iwe mukadzi akakombwa.

18 Nekuti zvanzi naJehovha:

“Ndiri kuvhiriridzira* vagari vemunyika yacho kunze kwayo panguva ino,+

Uye ndichaita kuti vatambudzike.”

19 Ndiri munhamo nekuda kwekukuvara* kwangu!+

Ronda rangu harirapiki.

Uye ndakati: “Chokwadi uhwu ndihwo urwere hwangu, uye ndinofanira kuhutsungirira.

20 Tende rangu raparadzwa, uye tambo dzetende rangu dzadamburwa dzese.+

Vanakomana vangu vandisiya, uye havasisipo.+

Hapasisina asara kuti atambanudze tende rangu kana kusungirira machira etende rangu.

21 Nekuti vafudzi vaita zveupenzi,+

Uye havana kubvunza Jehovha.+

Ndokusaka vasina kuratidza njere,

Uye makwai avo ese apararira.”+

22 Inzwai! Pane shoko riri kuuya!

Kutinhira kukuru kuri kubva kunyika yekuchamhembe,+

Kuti maguta eJudha aitwe matongo, nzvimbo inogara hunguhwe.*+

23 Haiwa Jehovha, ndinonyatsoziva kuti nzira yemunhu haisi yake.

Hazvisi kumunhu ari kufamba kuti aruramise nhanho dzake.+

24 Haiwa Jehovha, ndiruramisei nemutongo,

Asi kwete makatsamwa,+ kuti murege kundisiya ndisisiri chinhu.+

25 Dururirai hasha dzenyu pamarudzi asingakuteererei+

Uye pamhuri dzisingadani zita renyu.

Nekuti vaparadza Jakobho,+

Chokwadi, vamuparadza kusvika vamutsakatisa,+

Uye vaita kuti nyika yake ive dongo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe