RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Ivhu riri mumaoko emuumbi (1-12)

      • Jehovha anofuratira vaIsraeri (13-17)

      • Jeremiya anorukirwa zano; chikumbiro chake (18-23)

Jeremiya 18:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 19:1

Jeremiya 18:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “sezvakanga zvakarurama mumaziso emuumbi kuti agadzire.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1999, p. 22

Jeremiya 18:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 9:20, 21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    4/2017, p. 3

    Nharireyomurindi,

    4/1/1999, p. 22

Jeremiya 18:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:10; 12:14; 25:9; 45:4

Jeremiya 18:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichazvidembawo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:33, 34; Pis 106:45; Jer 7:3; 26:3; Eze 18:21; Joe 2:13; Jon 3:5, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    4/2017, p. 3

    Jeremiya, p. 151

Jeremiya 18:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichazvidemba.”

Jeremiya 18:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:16; Eze 18:23

Jeremiya 18:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 2:25
  • +Dhe 29:19, 20; Jer 7:24

Jeremiya 18:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 2:13

Jeremiya 18:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanokwidza utsi hwezvibayiro.”

  • *

    Kana kuti “isina kugadzirwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 2:19; 3:21
  • +Jer 10:14, 15
  • +Jer 6:16

Jeremiya 18:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:33; Eze 6:14
  • +1Mad 9:8; Jer 19:8; Mari 2:15; Mik 6:16
  • +Dhe 28:37

Jeremiya 18:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:17

Jeremiya 18:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “murayiro.”

  • *

    ChiHeb., “timurove nerurimi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 11:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1988, p. 26

Jeremiya 18:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vauraye mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:7

Jeremiya 18:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 12:3
  • +Mari 5:3
  • +2Mak 36:17

Jeremiya 18:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:12

Jeremiya 18:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 11:19, 20
  • +Pis 35:4
  • +Jer 15:15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 18:2Jer 19:1
Jer. 18:6VaR 9:20, 21
Jer. 18:7Jer 1:10; 12:14; 25:9; 45:4
Jer. 18:81Mad 8:33, 34; Pis 106:45; Jer 7:3; 26:3; Eze 18:21; Joe 2:13; Jon 3:5, 10
Jer. 18:11Isa 1:16; Eze 18:23
Jer. 18:12Jer 2:25
Jer. 18:12Dhe 29:19, 20; Jer 7:24
Jer. 18:13Jer 2:13
Jer. 18:15Jer 2:19; 3:21
Jer. 18:15Jer 10:14, 15
Jer. 18:15Jer 6:16
Jer. 18:16Re 26:33; Eze 6:14
Jer. 18:161Mad 9:8; Jer 19:8; Mari 2:15; Mik 6:16
Jer. 18:16Dhe 28:37
Jer. 18:17Dhe 31:17
Jer. 18:18Jer 11:19
Jer. 18:20Pis 35:7
Jer. 18:21Jer 12:3
Jer. 18:21Mari 5:3
Jer. 18:212Mak 36:17
Jer. 18:22Pis 38:12
Jer. 18:23Jer 11:19, 20
Jer. 18:23Pis 35:4
Jer. 18:23Jer 15:15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 18:1-23

Jeremiya

18 Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha: 2 “Simuka uende kuimba yemuumbi,+ uye ndichaita kuti unzwe mashoko angu ikoko.”

3 Saka ndakaenda kuimba yemuumbi uye ndakamuwana achiumba achishandisa mudziyo wekuumbisa. 4 Asi mudziyo waakanga achiumba nevhu hauna kubuda zvakanaka. Saka muumbi wacho akagadzira mumwe mudziyo waaida* nevhu racho.

5 Shoko raJehovha rakabva rauya kwandiri richiti: 6 “‘Handikwanisi kukuitai sezvaitwa nemuumbi uyu here, haiwa imi imba yaIsraeri?’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Inzwai! Sezvakaita ivhu riri muruoko rwemuumbi, ndizvo zvamakaita muruoko rwangu, haiwa imi imba yaIsraeri.+ 7 Pese pandichataura nezvekudzura, kuputsa, uye kuparadza rudzi kana umambo,+ 8 rudzi irworwo rwosiya zvakaipa zvarwo zvandakaruyambira, ndichachinjawo pfungwa* pamusoro pedambudziko randakanga ndasarudza kuunza paruri.+ 9 Asi pese pandinotaura nezvekuvaka nekudyara rudzi kana umambo, 10 irwo rwoita zvakaipa pamberi pangu uye rworega kuteerera inzwi rangu, ndichachinja pfungwa* pamusoro pezvakanaka zvandakasarudza kuruitira.’

11 “Zvino ndapota taura nevarume veJudha nevagari vemuJerusarema uchiti, ‘Zvanzi naJehovha: “Ndiri kukugadzirirai dambudziko uye ndiri kukufungirai zano. Ndapota tendeukai panzira yenyu yakaipa, uye chinjai nzira dzenyu nezvamunoita.”’”+

12 Asi ivo vakati: “Hazvichabatsiri!+ Nekuti tichatevera kufunga kwedu, uye mumwe nemumwe wedu achatevera mwoyo wake wakaoma uye wakaipa.”+

13 Saka zvanzi naJehovha:

“Ndapota, bvunzai mega pakati pemarudzi.

Ndiani akambonzwa zvinhu zvakadai?

Mhandara yaIsraeri yaita chinhu chakaipa zvisingaiti.+

14 Chando cheRebhanoni chingabva pamatombo ari pamawere ayo here?

Kana kuti mvura inotonhorera iyo inoyerera ichibva kure ingapwa here?

15 Asi vanhu vangu vakandikanganwa.+

Nekuti vanopa zvibayiro* kuchinhu chisina zvachinobatsira,+

Uye vanoita kuti vanhu vagumburwe munzira dzavo, iwo makwara ekare kare,+

Kuti vafambe nemigwagwa yemusango isina kuenzana uye isina kuti chechetere,*

16 Kuti vaite kuti nyika yavo ive chinhu chinotyisa+

Uye chinhu chinoridzisa muridzo nekusingaperi.+

Munhu wese anopfuura nemo acharamba akatarisa achitya uye achadzungudza musoro.+

17 Ndichaita kuti vapararire pamberi pemuvengi sezvinoita mhepo yekumabvazuva.

Pazuva redambudziko ravo, ndichavafuratira, handizovatarisi.”+

18 Uye ivo vakati: “Uyai tirukire Jeremiya zano,+ nekuti mutemo* hauzoshayikwi kuvapristi vedu kana zano kuvarume vakachenjera kana shoko kumuprofita. Uyai titaure mashoko ekumupikisa* uye ngatirege kuteerera zvaanotaura.”

19 Nditeererei, haiwa Jehovha,

Uye inzwai zviri kutaurwa nevanondipikisa.

20 Zvakanaka zvinofanira kutsiviwa nezvakaipa here?

Nekuti vandicherera gomba kuti vandiuraye.*+

Yeukai kumira kwandakaita pamberi penyu kuti nditaure zvakanaka nezvavo,

Kuti ndibvise hasha dzenyu pavari.

21 Saka itai kuti vanakomana vavo vave nenzara,

Uye vaisei kusimba rebakatwa.+

Madzimai avo ngaafirwe nevana uye ngaave chirikadzi.+

Varume vavo ngavaurayiwe nedenda rinouraya,

Uye majaya avo ngaaurayiwe nebakatwa muhondo.+

22 Kuchema ngakunzwike mudzimba dzavo

Pamunongoerekana mavaunzira vapambi.

Nekuti vandicherera gomba kuti vandibate

Uye vaisira tsoka dzangu zviteyeso.+

23 Asi imi, haiwa Jehovha,

Munonyatsoziva zvese zvavanondirongera kuti vandiuraye.+

Musafukidza kukanganisa kwavo,

Uye musadzima chivi chavo pamberi penyu.

Ngavagumburwe pamberi penyu+

Pamunovarwisa makatsamwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe