Peji 32
Munhu akasikirwa kuti azoenda kudenga here? ONA PEJI 5.
Tingaitei kuti tiwane mubayiro unopiwa vanhu vakanaka? ONA PEJI 6.
VaKristu vanofanira kuchengeta Sabata here? ONA MAPEJI 13-15.
Unogona kuziva sei vari kunamata zvechokwadi? ONA MAPEJI 16-17.
Ungaitei kana vanaambuya navanatezvara vako vachiramba vachingopindira muzvinhu zvomumba yako? ONA MAPEJI 26-28.