Peji 32
Vakaroorana vangaitei kuti vawedzere kuwirirana?
ONA PEJI 4.
Mwari ane zita here?
ONA PEJI 16.
Vabereki vanofanira kuedza kudzidzisa vana vavo nyaya dzokuzvibata here?
ONA MAPEJI 18-20.
Chii chinonzi “kudya kwaShe kwemanheru”?
ONA MAPEJI 21-22.
Zvakanaka here kuti vateveri vaJesu vaende kuchipatara?
ONA PEJI 27.