Peji 32
Amagedhoni injodzi inongoitika yoga here?
ONA PEJI 4.
Sei Mwari ane rudo achizouraya vanhu paAmagedhoni?
ONA PEJI 6.
Bhaibheri rinotaura nezvezviitiko zvitatu zvipi zvakakura zvava pedyo nokuitika?
ONA PEJI 9.
Munhu aimbova chidhakwa akakwanisa sei kuchinja mararamiro ake?
ONA MAPEJI 12-13.
Nyika ichaparara here?
ONA PEJI 25.