Zviri Mukati
December 1, 2014
© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
NYAYA IRI PAKAVHA
Unogona Kuva Pedyo naMwari
PEJI 3-7
Unonzwa Uri Pedyo naMwari Here? 3
Unoziva Zita raMwari Uye Unorishandisa Here? 4
Unoita Zvaunokumbirwa naMwari Here? 6
Hapana Chinokosha Kupfuura Izvi Muupenyu 7
DZIMWEWO NYAYA
Matongo Eguta reTimgad Anoratidza Zvarainge Rakaita 8
Vaverengi Vanobvunza Kuti . . . Chokwadi Panyaya yeKrisimasi Ndechipi? 11
“Njere Dzomunhu Dzinodzora Kutsamwa Kwake” 12
Ndinofanira Kukwereta Mari Here? 14
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa 16
VERENGA ZVAKAWANDA PAINDANETI | www.pr2711.com
MIMWE MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA—Mwari Ariko Here Zvechokwadi?
(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA)