RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w16 January pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
w16 January pp. 1-2

Zviri Mukati

January 2016

© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda​—kuOceania

VHIKI YAFEBRUARY 29, 2016–MARCH 6, 2016

7 “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

Rugwaro rwedu rwegore rwa2016 runotii? Tinofanira kufungei pose patinoruona mugore rino rose? Munyaya ino tichaona kuti tingabatsirwa sei nerugwaro rwedu rwegore.

VHIKI YAMARCH 7-13, 2016

12 Ratidza Kuti Unokoshesa ‘Chipo chaMwari Chisingarondedzereki’

Jehovha akatipa chipo “chepachena chisingarondedzereki.” (2 VaK. 9:15) Chipo ichocho chii? Kuziva nezvacho kunotibatsira sei kuti titevedzere Kristu Jesu, tide hama dzedu, uye tiregerere vamwe zvichibva pamwoyo? Tichapindura mibvunzo iyi uye tichakurukura zvinhu zvatingaita mumwaka weChirangaridzo.

VHIKI YAMARCH 14-20, 2016

17 Mudzimu Wacho Unopupurirana Nomudzimu Wedu

VHIKI YAMARCH 21-27, 2016

22 “Tichaenda Nemi”

Nyaya mbiri idzi dzinotsanangura kuti muKristu angaziva sei kuti akadanwa kuti azoenda kudenga uye kuti chii chinoitika munhu paanozodzwa. Uyewo, tichakurukura kuti vakazodzwa vanofanira kuona sei kuzodzwa kwavo uye kuti tinofanira kunzwa sei patinoona nhamba yevanodya paChirangaridzo ichiwedzera munyika yose.

VHIKI YAMARCH 28, 2016–APRIL 3, 2016

28 Kushanda naMwari—Kunoita Kuti Tifare

Kubvira kare, Jehovha akashanda nevamwe pakuzadzisa chinangwa chake. Anoda kuti mashoko akanaka aparidzwe munyika yose, uye akatipawo basa iroro. Nyaya ino inotaura nezvemakomborero atinowana patinoshanda pamwe chete naMwari.

MUFANANIDZO URI PAKAVHA:

MADAGASCAR

Piyona achiverengera Bhaibheri mumwe munhu ari pachikochikari munzira ine miti yemiuyu muguta reMorondava, kuMadagascar

VAPARIDZI

29 963

VANODZIDZA BHAIBHERI

77 984

VAKAPINDA CHIRANGARIDZO

135 122

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe