Zviri Mukati
February 2016
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
3 Nyaya Youpenyu—Jehovha Akandibatsira Kuti Ndirambe Ndichimushumira
VHIKI YAAPRIL 4-10, 2016
8 Jehovha Akamuti “Shamwari Yangu”
VHIKI YAAPRIL 11-17, 2016
13 Tevedzera Shamwari Dzepedyo dzaJehovha
Nyaya idzi dzichatibatsira kuti tive neushamwari hwakasimba naJehovha Mwari. Munyaya yokutanga, tichakurukura nezvaAbrahamu. Mune yechipiri, tichakurukura nezvaRute, Hezekiya, uye Mariya amai vaJesu.
18 Ramba Uchishumira Jehovha Uchifara
VHIKI YAAPRIL 18-24, 2016
21 Ratidza Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha
VHIKI YAAPRIL 25, 2016–MAY 1, 2016
26 Dzidza Kuvashumiri vaJehovha Vainge Vakavimbika
Munyaya idzi tichadzidza nezvaMambo Dhavhidhi uye vamwe vakararama panguva imwe chete naye. Munhoroondo dzevanhu ava tichaona zvidzidzo zvichatibatsira kuti tirambe takavimbika kuna Jehovha kunyange zvinhu zvikaoma.
31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
BENIN
Musha weHétin inzvimbo ine machakwi, uye dzimba zhinji dzeko dzakavakirwa pamapango. Vanhu veko vanowanzoshandisa magwa pakufamba. Nzvimbo iyi ine vaparidzi 215, mapiyona 28, uye ungano nhatu. Zvapupu izvi zvakafara chaizvo nekuti paChirangaridzo chemuna 2014, vanhu 1 600 vakauya
VAGARI VEMO
10 703 000
VAPARIDZI
12 167
MAPIYONA ENGUVA DZOSE