Yokudzidza
MARCH 2016
NYAYA DZOKUDZIDZA: MAY 2-29, 2016
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
BELGIUM
Imba yoUmambo yekuWijnegem iri pedyo nemumwe wemigwagwa unoshandiswa nevakawanda muAntwerp. Chikwangwani chinokwezva cheJW.ORG, chakaiswa paImba iyi kubva payakatanga kuvakwa
VAGARI VEMO
11 132 269
VAPARIDZI
25 839
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2014)
44 635
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.