RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp16 nha. 4 p. 1
  • Bhaibheri Rakasvika Sei Kwatiri?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Rakasvika Sei Kwatiri?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
wp16 nha. 4 p. 1
Magazini yeNharireyomurindi, Nhamba 4 2016 | Bhaibheri Rakasvika Sei Kwatiri?

Bhaibheri Rakasvika Sei Kwatiri?

Nhamba  4 2016

© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

MAGAZINI INO yeNharireyomurindi, inorumbidza Jehovha Mwari, Mutongi wezvinhu zvose. Inonyaradza vanhu nemashoko akanaka okuti Umambo hwaMwari huri kudenga, hwava pedyo nokugumisa uipi hwose, hwochinja pasi rino kuti rive paradhiso. Inokurudzira vanhu kuti vatende muna Jesu Kristu, uyo akatifira kuti tikwanise kuwana upenyu husingaperi uye uyo ari kutonga iye zvino saMambo weUmambo hwaMwari. Magazini ino yagara ichibudiswa kubvira muna 1879 uye haisi yezvematongerwo enyika. Zvainotaura zvose zvinobva muBhaibheri.

Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.

Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe