Yokudzidza
APRIL 2016
NYAYA DZOKUDZIDZA: MAY 30–JUNE 26, 2016
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
COLOMBIA
Vanhu verudzi rwechiWayuu vanofarira kutaura nezvaMwari. Pane zvakawanda zviri kuitwa kuti vanzwe mashoko akanaka. Vane unyanzvi chaizvo pabasa ravo rekuruka uye vanowanzotengesa zvinhu zvavo muguta. Imomo ndimo mavanonzwa mashoko akanaka achiparidzwa munzvimbo dzinowanikwa vakawanda
VAPARIDZI
166 049
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
229 723
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2015)
510 952
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.