Sumo
UNOFUNGEI?
Kana mumwe munhu akakubvunza kuti kudenga kwakaita sei, waizoti kudii?
Tinogona kuziva kuti kwakaita sei nekuti Jesu akati: “Ini ndinobva kunzvimbo dziri kumusoro.”—Johani 8:23.
Magazini iyi inoratidza zvakataurwa naJesu naBaba vake nezvezvakaita kudenga.