Zviri Mukati
VHIKI YAOCTOBER 23-29, 2017
Jehovha ndiye muenzaniso mukuru wekuzvidzora. Vanhu vangamutevedzera sei pakuzvidzora? Uye zvii zvaungaita kuti uwedzere kuzvidzora?
VHIKI YAOCTOBER 30, 2017–NOVEMBER 5, 2017
Zvinorevei kuva netsitsi? Jehovha naJesu vakaratidza muenzaniso wakakwana wekuva netsitsi. Asi zvii zvatingaita kuti titevedzere muenzaniso wavo? Uye ndezvipi zvakanaka zvinogona kuvapo kana tikavatevedzera?
13 Nyaya Yeupenyu—Ndine Chikomborero Chekushanda Nevarume Vakasimba Pakunamata
VHIKI YANOVEMBER 6-12, 2017
18 “Shoko raMwari Wedu Richagara Nokusingagumi”
VHIKI YANOVEMBER 13-19, 2017
23 “Shoko raMwari . . . Rine Simba”
Bhaibheri riri kuramba richishandurirwa mumitauro yakawanda. Nei izvi zvichikosha? Uye tingaratidza sei kuti tinoonga kuti tine Shoko raMwari mumutauro watinonzwisisa? Nyaya idzi dzichaita kuti tiwedzere kuonga kwatinoita Bhaibheri uye kuda kwatinoita Munyori waro.
VHIKI YANOVEMBER 20-26, 2017
VaKristu vanofanira kuva neushingi. Tingabatsirwa sei nemienzaniso yevaya vakararama kare vakaratidza ushingi? Vechidiki, vabereki, hanzvadzi dzechikuru, uye hama dzakabhabhatidzwa, vangaratidza sei ushingi uye kuti vakagadzirira kuita mabasa akanaka?