Zviri Mukati
VHIKI YAOCTOBER 1-7, 2018
3 Une Chokwadi Nenyaya Yacho Here?
VHIKI YAOCTOBER 8-14, 2018
Nyaya yekutanga ichataura kuti nei zvingaoma kuwana mashoko echokwadi. Ichataurawo nezvemazano eBhaibheri achatibatsira kuti tikwanise kuongorora mashoko atinenge tawana. Nyaya yechipiri ichaongorora zvinhu zvitatu zvinowanzoita kuti vanhu vatonge vamwe nezvavanoona nemaziso. Ichataurawo zvatingaita kuti tisasarura vamwe.
13 Nyaya Yeupenyu—Ndakatsunga Kusashayisa Maoko Angu Simba
VHIKI YAOCTOBER 15-21, 2018
VHIKI YAOCTOBER 22-28, 2018
23 Shanda naJehovha Zuva Nezuva
Jehovha akasika vanhu kuti vagare zvakanaka uye vafare. Unofara kana ukaona kuti zvaunoita zuva nezuva zvinobatsira sei pakuita kuti zvinangwa zvaJehovha zvifambire mberi. Nyaya idzi dzichataura zvakanakira kupa nenzira dzakasiyana-siyana.