RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w18 October p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
w18 October p. 2

Zviri Mukati

3 1918—Makore Zana Apfuura

VHIKI YADECEMBER 3-9, 2018

6 Kutaura Chokwadi

VHIKI YADECEMBER 10-16, 2018

11 Kudzidzisa Chokwadi

Vanhu vakawanda vava kunyepa mazuva ano. Kunyepa kwakatanga sei? Ndedzipi nhema dzakaipisisa dzakataurwa? Tingaita sei kuti tisanyengerwa, uye tingaratidza sei kuti tinotaurirana chokwadi? Tingashandisa sei Bhokisi reMaturusi Ekudzidzisa kuti tidzidzise chokwadi muushumiri hwedu? Nyaya idzi dzichapindura mibvunzo iyoyo.

17 Nyaya Yeupenyu​—Jehovha Akakomborera Chisarudzo Chandakaita

VHIKI YADECEMBER 17-23, 2018

22 Vimba neMutungamiriri Wedu—Kristu

VHIKI YADECEMBER 24-30, 2018

27 Ramba Uine Rugare Rwemupfungwa Zvinhu Pazvinochinja

Sevanhu vane chivi, tese tinowanzonetseka panochinja zvinhu, mungava muupenyu hwedu kana kuti musangano. Nyaya mbiri idzi dzichatibatsira kuti tingaramba sei tiine rugare rwemupfungwa uye tichivimba neMutungamiriri wedu, Kristu, kunyange zvinhu pazvinoerekana zvachinja muupenyu hwedu.

32 Waizviziva Here?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe