RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/94 p. 2
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
km 12/94 p. 2

Mashoko Oushe

Albania: Chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi vane 353 chakasvikwa muna July, pamwe chete nechiverengero chitsva chapamusoro mukugoverwa kwamagazini. Vaparidzi veungano vakaita avhareji yamaawa ane 22,4 muushumiri ndokuitisa fundo dzeBhaibheri dzapamusha dzine 1 073.

Cameroon: Hofisi itsva yebazu yakavambwa muna July, kuchiitikira panguva imwe cheteyo nechiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi vane 21 323.

Greenland: Vaparidzi vanoshuma basa romumunda vakasvika hwerengedzo yavane 134 muna July. Ichochi chakanga chiri chiverengero chitsva chapamusoro.

Zaire: Kunyange zvazvo vakatarisana namamirire ezvinhu ane ngwavaira amazana ezviuru avapoteri vanopinda muZaire, chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi vane 83 442 chakasvikwa muna July. Hama dzakaita nhamburiko yakaisvonaka yokubetserana, uye dzinotaura kuti betsero dzinobva kunze dzinoongwa zvikuru.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe