RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/96 p. 7
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko oUshe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
km 2/96 p. 7

Mashoko Oushe

Albania: Vaparidzi 600 vakashuma muna August vakanga vari chiverengero chapamusoro chinotevedzana chechi28.

Angola: Chiverengero chapamusoro chavaparidzi 26 129 chakasvikwa pakupera kwegore rebasa. Pakanga panewo chiverengero chapamusoro mumapiyona che1 309. Vaparidzi vakaita avhareji yemaawa anopfuura 15 uye fundo dzeBhaibheri mbiri muna August.

Britain: Tinofara kushuma kuti chiverengero chitsva chapamusoro zvikuru chavaparidzi 132 440 chakasvikwa muna August. Ichochi chinomirira wedzero ye2 muzana kupfuura gore rebasa rapfuura.

Chile: Mukati momwedzi waAugust, chiverengero chitsva chapamusoro muvaparidzi chakasvikwa, nehwerengedzo ye50 283! Kwenguva yokutanga, nhamba ye50 000 yakapfuurwa. Hwerengedzo yefundo dzeBhaibheri dzapamusha 63 732 yakaitiswa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe