Zvinokurudzira Zvomuushumiri
Tinofara zvikuru kuti takava nenhamba yatanga tisati tambosvitsa yevaparidzi 43 893 vakashuma mumwedzi waMarch. Takavawo nenhamba yatanga tisati tambosvitsa yezvidzidzo zveBhaibheri 101 522 zvakaitiswa mumwedzi mumwe chete iwoyu.