RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 February p. 2
  • February 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 February p. 2

February 1-7

NEHEMIYA 1-4

  • Rwiyo 126 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Nehemiya Aida Kunamata Kwechokwadi”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raNehemiya.]

    • Ne 1:11–2:3​—Mufaro waNehemiya waibva pakutsigira kunamata kwechokwadi (w06 2/1 9 ¶7)

    • Ne 4:14​—Nehemiya haana kukanganiswa nevanhu vaishora kunamata kwechokwadi nekuti airamba achifunga nezvaJehovha (w06 2/1 10 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ne 1:1; 2:1​—Sei tichigona kuti gore rechi20 rinotaurwa pana Nehemiya 1:1 uye 2:1 rinoverengwa kubva panguva yakafanana? (w06 2/1 8 ¶5)

    • Ne 4:17, 18​—Munhu aigona sei kuita basa raivapo rokuvakazve achingoshandisa ruoko rumwe chete? (w06 2/1 9 ¶1)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Ne 3:1-14 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo imwe neimwe yokuenzanisira, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Simbisai zvaitwa nemuparidzi kuti asiye pekutangira kuitira paanozodzokera. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 103

  • Gadzirira Iye Zvino Kuti Utore Upiyona Hwebetsero Muna March Kana Kuti April: (15 min.) Kukurukurirana. Kurukurai pfungwa dzinoenderana nechikamu chino dziri munyaya inoti “Ita Kuti Ufare Mumwaka Uno weChirangaridzo!” (km 2/14 2) Simbisai kuti zvakakosherei kuti tigadzirire iye zvino. (Zvi 21:5) Itai kuti vaparidzi vaviri vakambotora upiyona hwebetsero vauye kuchikuva movabvunza kuti: Ndezvipi zvainge zvakakuomerai zvamaifanira kukunda? Chii chakakufadzai pakupayona kwamakaita?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 8 ¶1-16 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 135 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe