RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 June p. 7
  • “Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Nguva Dzose Kandira Mutoro Wako Pana Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Zvaungaita Kuti Utsungirire Paunenge Uchizvidya Mwoyo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
  • “Mwari Ndiye Mubatsiri Wangu”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 June p. 7

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 52-59

“Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha”

Dhavhidhi akasangana nematambudziko akakura muupenyu hwake. Panguva yaakazonyora Pisarema 55, Dhavhidhi akanga asangana nezvinhu zvakadai se. . .

  • Goriyati nemushandi wake

    Kushorwa

  • Dhavhidhi ari kunzvenga pfumo

    Kuda Kuurayiwa

  • Dhavhidhi ari kurwadziwa nechivi chaakaita

    Kunetseka Nechivi Chakakura Chaakaita

  • Bhatishebha achichema

    Kufirwa Nemwana

  • Dhavhidhi achirwara

    Kurwara

  • Dhavhidhi anopandukirwa

    Kupandukirwa

Kunyange nhamo dzake padzaiita sedzava kumukurira, Dhavhidhi ane zvaakaita zvakamubatsira kutsungirira. Chero ani zvake angasangana nematambudziko akaita seaya, anogona kusimbiswa nemashoko akanyorwa naDhavhidhi okuti: “Kanda mutoro wako pana Jehovha.”

Vhesi iyi tingaishandisa sei?

55:22

Dhavhidhi achinyengetera
  1. Durura mwoyo wako kuna Jehovha uchimuudza chero dambudziko kana chinhu chiri kukudya mwoyo

  2. Tsvaka kutungamirirwa uye kubatsirwa neShoko raJehovha uye nesangano rake

  3. Ita zvaunogona kuti uderedze dambudziko raunaro asi usaita zvinhu zvinopesana nezvinotaurwa neBhaibheri

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe