RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 October p. 6
  • October 24-30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 24-30
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 October p. 6

October 24-30

ZVIREVO 17-21

  • Rwiyo 76 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ita Zvinhu Zvinoita Kuti Muve Nerugare”: (10 min.)

    • Zvi 19:11​—Ramba wakadzikama paunenge wagumburwa (w14 12/1 12-13)

    • Zvi 18:13, 17; 21:13​—Tanga wanzwisisa nyaya yacho (w11 8/15 30 ¶11-14)

    • Zvi 17:9​—Ratidza rudo nekuregerera munhu anenge akutadzira (w11 8/15 31 ¶17)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zvi 17:5​—Nei tichifanira kungwarira pakusarudza zvinhu zvinotivaraidza? (w10 11/15 6 ¶17; w10 11/15 31 ¶15)

    • Zvi 20:25​—Vhesi iyi inoshanda sei kumukomana nemusikana vari kudanana uye kune vakaroorana? (w09 5/15 15-16 ¶12-13)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 18:14–19:10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa munhu wacho pepa rekumukoka kumusangano. (inv)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) inv​—Pedzisa nokumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? asi usabva wamuratidza.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 57 ¶14-15​—Mubatsire kuona kuti anofanira kugadzirisa mapfekero ake paanouya kumisangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 77

  • Kuregererana Kunoita Kuti Tikomborerwe: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuregererana Kunoita Kuti Tikomborerwe. Mapedza, bvunzai vateereri kuti: Ndezvipi zvatisingafaniri kuita kana tavhiringana nemumwe? Kushandisa zvinotaurwa pana Zvirevo 17:9 uye Mateu 5:23, 24 kunobatsirei?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 2 ¶35-40, bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?,” uye machati akanzi “Umambo hwaMwari​—Ihurumende Chaiyo” uye “Vakaitwa Kuti Vave Vakagadzirira Kuzvarwa kweUmambo”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 144 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe