RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 December p. 6
  • December 19-25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 19-25
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 December p. 6

December 19-25

ISAYA 11-16

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Nyika Yose Ichange Yava Kuziva Jehovha”: (10 min.)

    • Isa 11:3-5—Panyika pachava nekururama nekusingaperi (ip-1 160-161 ¶9-11)

    • Isa 11:6-8—Vanhu nemhuka zvichange zvava kugarisana (w12 9/15 9-10 ¶8-9)

    • Isa 11:9—Vanhu vose vachadzidza zvinodiwa naJehovha (w16.06 8 ¶9; w13 6/1 7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 11:1, 10—Sei zvichinzi Jesu Kristu ndiye “mudzi waJese” uyezve davi rinobuda “pachigutsa chaJese”? (w06 12/1 9 ¶6)

    • Isa 13:17—Sei zvichinzi vaMedhiya vakanga vasina basa nesirivha uye vasingafariri ndarama? (w06 12/1 10 ¶10)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 13:17–14:8

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Job 34:10—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Mup 8:9; 1Jo 5:19—Dzidzisa Chokwadi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 54 ¶9—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 24

  • “Kudzidziswa naMwari Kunoita Kuti Tisava Nerusaruro”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Johny naGideon: Vaimbovengana Asi Vava Kuwirirana.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 5 ¶18-25, uye bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

    Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe