PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | HOSIYA 8-14
Ipa Jehovha Zvakanakisisa
Kupa Jehovha zvakanakisisa kunoita kuti afare uye zvinhu zvinokufambira zvakanaka
UKAMA HWAKO NAJEHOVHA
Kupa Jehovha zvibayiro zvekurumbidza
Jehovha anokuregerera uye unova shamwari yake
Unoona makomborero anobva pakuteerera mirayiro yaJehovha, zvoita kuti uwedzere kumurumbidza
Zvii zvandingaita kuti ndipewo Jehovha zvakanakisisa?