RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 January p. 2
  • January 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 January p. 2

January 7-13

MABASA 21-22

  • Rwiyo 55 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuda kwaJehovha Ngakuitike”: (10 min.)

    • Mab 21:8-12​—Vamwe vaKristu vakateterera Pauro kuti asaenda kuJerusarema nekuti aizonourayiwa ikoko (bt 177-178 ¶15-16)

    • Mab 21:13​—Pauro akanga akatsunga kuita kuda kwaJehovha (bt 178 ¶17)

    • Mab 21:14​—Hama padzakaona kuti Pauro akanga ashinga kuenda, hadzina kuzoramba dzichimumanikidza kusaenda (bt 178 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 21:23, 24​—Nemhaka yei vakuru vekuJerusarema vakaudza Pauro kuti aite izvi nepo vaKristu vakanga vasisiri pasi peMutemo waMosesi? (bt 184-185 ¶10-12)

    • Mab 22:16​—Chii chaizoita kuti zvivi zvaPauro zvibviswe? (“ubvise zvivi zvako nokudana zita rake” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 22:16, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 21:1-19 (th chidzidzo 5)a

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Nhanganyaya Yakanaka, mobva makurukura navo chidzidzo 1 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w10 2/1 13 ¶2-14 ¶2​—Musoro: VaKristu Vanosungirwa Kuchengeta Sabata Here? (th chidzidzo 1)b

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 134

  • “Jehovha Akatidzidzisa Kurera Vana Vedu”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 49

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 70 Nemunyengetero

a b Onai kuti: Kutanga mwedzi uno, hurukuro imwe neimwe yevadzidzi ichange yava kunyorwa nhamba yechidzidzo chavanofanira kushandira. Chidzidzo chacho chichange chiri muzvikomberedzo uye chichabva mubhurocha rinonzi Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa (th).

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe